NHAU DZEMUNO

7 years ago | November 18, 2016

‘Ndinoyamwisa nyoka dzashefu’

‘. . . dzimwe dzichindinanzva’ MUKADZI wechidiki wekuMasvingo anoti ashungurudzwa nenyoka “dzashefu” vaaimboshandira ...

Baba vomera ‘ruware’ vapinda nevakadzi 100

MURUME wechidiki anogara papurazi reChigomo, kuMt Hampden pedyo neHarare, akatarisana nedambudziko rakaomesesa — rekuti ...

Murume muporofita mukadzi ari n’anga

N’ANGA inobva kuChipinge inoti hapana musiyano uripo pakati pen’anga nemaporofita ichiti vose vanhu ava vanoshandisa ...

Mwana wekuita tsvina nepadumbu akashaya

MUNENYASHA Muchapondwa, mwana uye wekuChimanimani, uyo akaburitswa muKwayedza masvondo maviri adarika apo aitsvagirwa ...

Vanofumoona mukirasi muzere tsvina yevanhu

PACHIKORO cheChifamba High School, chiri kuGuruve, pari kuitika minana yasiya vana zvose nevadzidzisi vepo vasina ...

Zvekuita kana wabatwa chibharo

Mildred Mashozhera CHIBHARO zvinoreva kuti munhurume anenge aita bonde rekumanikidzira nemunhukadzi kana kuti asina ...

Vorwisa chirwere cheshuga

Munyori weKwayedza SANGANO reZimbabwe Diabetes Association neMugovera uno richaita chirongwa chekufamba chinodaidzwa ...

Vamwene vanorova muroora

Tafadzwa Mutsotso MUDZIMAI wekuDomboshava akamhan’arira mwanakomana wake nemuroora, uyo anotiwo anorohwa navamwene, ...

‘Tinorwa’

Tafadzwa Mutsotso MURUME nemudzimai avo vanoti upenyu hwavo ndehwekugara vachirwisana kubvira pavakaroorana, ...

‘Ini handisi mukadzi wemapoto’

Trymore Muvhawa MUDZiMAI wekuChinhoyi anoti atambudzwa zvikuru nemaitiro emurume wake uyo anobatsirana nevana vake ...

‘Mai mwana musandirove kani!’

‘Iwewe regedza kudanana nemunin’ina wangu’ Trymore Muvhawa MURUME samusha anoti akatama pamusha nekuda kwemudzimai wake ...

7 years ago | November 11, 2016

‘Ndini ndakakanda chikomba shoko . . .’

‘Ndakamudira radio’ Freedom Mupanedemo MUKADZI wechidiki uye akaroorwa wekwaNjelele, kuGokwe, akashamisa vanhu vaive ...

‘Ndine nyoka muchiuno’

‘. . . ndini ndakauraya Locadia’ Liberty Dube ari  kwaMUTARE MUMWE mukadzi, uyo asina kuzivikanwa zita nemakore ake ...

Vakatiza zvidhoma zvetsvina musadza

Kingstone Mapupu MHURI iye yemubhuku rekwaGweshe, kuGuruve — iyo yave kugara nekurara panze zvichitevera kuparadzwa ...

‘Rufu huya unditore’

 ‘Vana vadiki vari kufa ini ndichisara’ Freedom Mupanedemo MUSHARUKWA ane makore 114 ekuberekwa wekuMberengwa, ...

Econet yosimbaradza masaisai

KAMBANI yenharembozha, yeEconet Wireless, svondo rino yakaparura chirongwa chekusimbaradza kubatika kwemasaisai chinonzi ...

Kukosha kwemadimikira

NHAVA yedu haifaniri kuzara nemhando imwe chete yechikafu. Tinofanirwa kukanda twakasiyana-siyana munhava nokudaro ...

Muroora oda kupisira vamwene mumba

Trymore Muvhawa PANE muroora ari kunzi akaedza kuzviuraya nekunwa muchetura mushure mekunge akundikana kuuraya vamwene ...

Kugogodza musiwo nesando

NDAKANGA ndakateerera uchitaura, uchiombererwa mawoko nevatereri vachiti wakapenga. Chaiita kuti upembedzwe ...

Ishe wechikadzi ari panyanga

NYAYA dzekuenzaniswa kwemikana pakati pevanhukadzi nevanhurume dziri kucherechedzwa zvikuru munyika muno apo madzimai ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey