Muchaneta Chimuka VABEREKI vari kuchema-chema nekunetsa kuri kuita kuwana nzvimbo dzeFomu 1 muzvikoro zvichitevera ...
Kingstone Mapupu VAGARI vekwaMurape, kwaChinhamora, kudunhu reDomboshava vakaitirwa mashura apo vakamuka vachiona ...
Tandayi Motsi VAKAFANOBATA chigaro chemutangamiriri wenyika Acting President Chiwenga vazivisa kuti Hurumende yawedzera ...
Muchaneta Chimuka DR Agnes Mahomva – avo vanova Chief Co-ordinator weCovid-19 mumahofisi emutungamiri wenyika nedare ...
Tandayi Motsi SANGANO reWorld Health Organisation (WHO) rinoti rinoshushikana zvakanyanya kuti kunyangwe zvazvo vashandi ...
naOscar Gwiriri Pamazuva iwayo, kana zuva iroro rasvika, Tainonokerwa nekudoka kwaro zuva. Kana zuva razopinda muna mai ...
Kingstone Mapupu MAPURISA ekuConcession, kudunhu reMashonaland Central, vakanhonga mutumbi wemunhukadzi wainge ...
KUTANGA svondo rino, Kwayedza — yakabatana nemapurisa eZimbabwe Rupublic Police (ZRP) — ichange ichikuzivisai pamusoro ...
Mapurisa eZimbabwe Republic Police vari kuenderera mberi nekuferefeta kupondwa kwemwana wekwaMurehwa uyo mutumbi wake ...
MUFUDZI wemombe Tafadzwa Shamba — uyo akasungwa nemhosva yekuponda mwana anonzi Tapiwa Makore (7) kubhuku raMakore, ...
HUSAVI hwematemba hwakakosha zvikuru sezvo mahuri muchiwanikwa kudya kunodiwa nemuviri seiron neVitamin D uye hunogona ...
Kingstone Mapupu KANZURU yeManyame Rural District Council iri kudunhu reMashonaland East inoti iri kufambira mberi ...
Abel Ndooka SHASHA yekarate, Sensei Thomas Chiwomba, anoti mutambo uyu hausi wekukurudzira vatambi kuti varwe nevanhu ...
Abel Ndooka SHASHA yakambonetsa ichitamba netball, Perpetual Siyachitema, inoti mitambo yedunhu, hwishu nenhabvu ...
YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) ...
Geraldine Kabaya MUTEMO weInternational Labour Organisation (ILO) unocherechedzwa pasi rese nedonzvo rekurwisa nyaya ...
ZIMBABWE iri pakati penyika dzemuAfrica dzine vanhu vakawanda vari kupona kuchirwere cheCovid-19 kuburikidza nekutora ...
Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ekudunhu reMashonaland Central vanoti vari kuferefeta nyaya ...
KAMBANI yeZUPCO inoti iri kutevedzera matanho akananga kumisa kupararira kweCovid-19 anosanganisira kuti vanenge vachida ...
MAPURISA ave kuda magwaro ane tsanangudza dzakadzama kubva kuvanhu vanofamba kusanganisira tsamba yakasainwa ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey