ZVIKAMU ZVENHAU

3 years ago | August 24, 2021

Vopatiswa musha nemoto weminana . . . chikafu chichiitirwa tsvina

Kingstone Mapupu  MHURI igere mubhuku raGavaza Muzanenhamo, kwaMambo Mangwende, kwaMurehwa yasvika pakupata musha ...

4 years ago | July 17, 2020

akafa arumwa nehuku. . . chitunha chikachema

Ray Bande ari kwaMUTARE CHITUNHA chemudzimai wekwaChigodora, kwaMutare — uyo akafa mushure mekunge arumwa nejongwe ...

Mutomati unomera panzira . . .

naWedzerai Nhemachena MUTOMATI unomera panzira inopfuura neruzhinji haudyiwe nemurimi wacho chete, asi chero nemupfuuri ...

739 vaita kuuya neCovid muZim

Tandayi Motsi KUSVIKA nemusi weChipiri, Zimbabwe yange yava nevanhu 1 064 vawanikwa vaine Covid-19 mushure mekuvhenekwa ...

Vobatsira Zim kurwisa Covid

Muchaneta Chimuka HURUMENDE svondo rapera yakabatsirwa nezvekushandisa mukurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 ...

Covid-19: Zivai zvizere

Muchaneta Chimuka MUMWEDZI waZvita gore rapera, munyika yeChina makanyuka chirwere chinodaidzwa kuti coronavirus kana ...

Vanasikana vosimudzirwa

Muchaneta Chimuka SANGANO rinomiririra kodzero dzevasikana reShamwari Yemwanasikana rakaparura chirongwa chinodaidzwa ...

4 years ago | February 7, 2020

Hochekoche yeHIV nema‘salon’ …Zvigero, kiroshi netsono ...

VANOITA basa rekugadzira nekugera vhudzi mumisoro yevanhu zvose nekushongedza nzara vanonzi vari kubatsira pakutapurira ...

Hutungamiri pabasa

KUBVIRA patanga Bembera Padare, zvizhinji zvataurika zvange zvakanangana nevatungamiri mudzimba, mumakambani pamwe chete ...

7 years ago | June 9, 2017

Chokwadi hunhu huri kuenda kupi?

VANHU vazhinji vari kushushikana zvikuru nekuda kwekurasa hunhu kuri kuitwa nevamwe kuburikidza nenyaya dzakadai ...

Baba nemwana vorwira ‘mudiwa’ muzukurusikana

— Pakatozvarwa kamwana Kingstone Mapupu — BABA nemwanakomana wavo vekuGokwe vanonzi vari kurwira ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey