Kingstone Mapupu MURUME anogara kuMagada, kuEpworth – uyo ainyepera kuti in’anga achibira veruzhinji mari ...
Muchaneta Chimuka MUGORE ra2021, zvakaonekwa kuti chikamu che24 percent chevana munyika yose vakatadza kudzokera ...
Muchaneta Chimuka HURUMENDE iri kutsigira zvirongwa zviri maringe nekurwiswa kutorwa kwezvinodhaka munyika uye nguva ...
Phillipa Mukome Chinhoi CHEMBERE yemuHarare yakanyunyuta mudare mushure mekuraswa kwechikumbiro chayo chekupihwa gwaro ...
Phillipa Mukome Chinhoi MUDZIMAI wemuHarare anoti vamwene vake vanofanirwa kubva pamba pake sezvo vachigara vachimutuka ...
Raymond Jaravaza SABHUKU webhuku raMatetsi, kudunhu reMatabeleland North, akatiza musha achiti aimbove mudzimai wake ...
Phillipa Mukome Chinhoi CHEMBERE inogara kuKambuzuma, muHarare, inoti yashaiswa rugare nemuzukuru wayo uyo anogara ...
. . . apa n’anga yekukonzeresa yoramba kumuroyonora Kingstone Mapupu MUKADZI anogara kunzvimbo inozivikanwa nekuti ...
Muchaneta Chimuka MUDZIMAI ane makore 44 okuberekwa anogara kuLogan Park, kuHatfield, muHarare, ari kutsvaga rubatsiro ...
Munyori weKwayedza Chikwata chenhabvu cheGreen Fuel Football Club chadzinga murairidzi wacho Rodwell Dhlalama pamwe ...
Abel Ndooka VAKOMANA vatsva vemuPremier Soccer League veBikita Minerals vanoti donzvo ravo guru kusimudzira nhabvu ...
Abel Ndooka MUTAMBI wecricket akamboita mukurumbira pasi rose — Courtney Walsh — akagadzwa pachigaro chacounsultant izvo ...
Abel Ndooka LIGI reChitungwiza Junior Football Development League (CJFDL) rinoti rakazvipira kurwisa kutorwa ...
Kingstone Mapupu YAKAVE bata murefu, bata mupfupi pasowe reJohane Masowe Nyenyedzi Nomwe Jerusarema inonzi yekwaMicho ...
Phillipa Mukome Chinhoi SEKURU vaendesa vazukuru vavo vaviri kudare reHarare Civil Court vachiti vari kuvashungurudza ...
Phillipa Mukome-Chinhoi MUMWE mudzimai anoti ave kutyira upenyu hwake sezvo aimbove murume wake ari kumugarira manheru ...
Quiton Rusero MURUME wekuDomboshava akapisa mudzimai wake nemoto izvo zvakazokonzera rufu rwake mushure mekunge ...
. Makore 24 achishanda basa remumba . Mwana adzidza kusvika kuyunivhesiti . Avakisa musha une mombe dzakawanda . Atovawo ...
Kingstone Mapupu MURUME wekwaSabhuku Maribha, kwaMambo Mataruse, kuMberengwa, anonzi akarova mwanakomana wake ...
Muchaneta Chimuka DZIMWE dzimba dzemumusha weMbare, muHarare – idzo dziri mumugwagwa Simon Mazorodze – dzava kushandiswa ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey