NHAU DZEMUNO

4 years ago | April 10, 2020

‘Mishonga inoda kutanga yaongororwa’

HURUMENDE inoti inotendera chete mishonga yakaongororwa nanamazvikokota kuti ishandiswe pakurapwa kwevarwere veCovid-19 ...

Kugona ngozi huiripa

MAZUVA ano kashoma kunzwa kuti mwana arwara negwirikwiti. Izvi hazvireve kuti hakusisina gwirikwiti. Gwirikwiti ...

4 years ago | April 8, 2020

Hakuna mushonga unorapa Covid-19

BAZI rezveutano nekurerwa kwevana rinoti hapasati pava nemushonga unorapa chirwere cheCovid-19 uye veruzhinji ...

Vanoshambadza manyepo hokoyoi

Nguva pfupi yadarika Hurumende yakadzika mutemo unodaidzwa kuti Statutory Instrument 83 of 2020 uyo uchashandiswa ...

. . . mayunivhesiti opindira

MAYUNIVHESITI eHurumende apindira mukurwisa chirwere cheCovid-19 muno.

4 years ago | April 7, 2020

BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari rinozivisa vabereki nevamwe kuti gadziriro dzebvunzo dzemunaChikumi ...

Tapinda musvondo rechipiri

Vanyori veKwayedza ZIMBABWE nezuro yakatanga svondo rechipiri kubva payavamba chirongwa chekuti veruzhinji vambogara ...

Masangano obatsira

Munyori weKwayedza MASANGANO nemakambani ari kubatsira Zimbabwe mukurwisa denda ranetsa pasi rose reCOVID-19 ari kuramba ...

4 years ago | April 4, 2020

Tiri mugwara: President

Malven Mugadzikwa MUTUNGAMIRI wenyika President Mnangagwa vanoti Zimbabwe iri mugwara kwaro muhondo yekurwisa chirwere ...

COVID-19 chimbori chii?

Mumwedzi waZvita 2019, kunyika yeChina kwakanyuka chirwere chitsva cheCoronavirus. Chirwere ichi chakabva chatumidzwa ...

4 years ago | April 3, 2020

ZVINOREVA ‘LOCKDOWN’…Munhu wose gara pamba…Mafamasi ...

MUTUNGAMIRIRI wenyika President Mnangagwa nemusi weChishanu vakazivisa kuti vanhu vachambomira kufamba-famba, vogara ...

Maroja otemwa nesadza

MHURI dzinoroja pane imwe imba iri mumusha weKatanga, kuNorton, dzinonzi dziri kuoneswa ndondo nekutemwa nesadza ...

Covid-19: Unozviziva here?

MUMWEDZI waZvita gore rapera, munyika yeChina makanyuka chirwere chinodaidzwa kuti Coronavirus kana kuti Covid-19 icho ...

Zim maita zvakanaka: AU

SANGANO reAfrican Union (AU) rinorumbidza matanho ari kutorwa neZimbabwe mukurwisa chirwere cheCoronavirus kana kuti ...

Seed Co yopa mibairo kuvarimi

AIVA makuwerere nemusi weChishanu vhiki rapera pashure apo Zimbabwe Agricultural Society (ZAS) yakatsigirwa nemakambani ...

Tingapedze matambudziko sei?

KUBVIRA pasichigare, vanhu pasirose vanotsvaga mhinduro kune zvinhu zvose zvinovapa dambudziko pakurarama kwavo. ...

Kukwidza nekudzika vachikwiridzira dzihwa

TAITA dambudziko risiri rekutamba naro sekutamba kwatinoita bhora tichiseka.

4 years ago | April 2, 2020

Potsipiri omhan’arira Phiri

Courtney Munodawafa MURUME wekuEpworth anoti akagurwa kunorira neaimbove mudzimai wake zvichitevera kutiza kwaakamuita ...

4 years ago | March 31, 2020

Veruzhinji vari mudzimba

Vanyori veKwayedza VERUZHINJI vatevedzera zvakataurwa nemutungamiri wenyika President Mnangagwa kuti vagare mudzimba ...

4 years ago | March 30, 2020

Zvinoreva ‘lockdown’

Farirayi Machivenyika MUTUNGAMIRIRI wenyika President Mnangagwa nemusi weChishanu vakazivisa kuti vanhu vachambomira ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey