NHAU DZEMUNO

4 years ago | November 15, 2019

‘MHAMHA NDINOKUDAI’ …Mwanakomana ochiva amai

MUDZIMAI anogara mumusha weNketa 9, kuBulawayo, anoti mwanakomana wake wekubereka ari kumunetsa achimukumbira kuti ...

‘EHEKA NDINACHO CHIKOMBA, SAKA?’…‘Ndakaita boyfriend neshungu’

MUDZIMAI anogara kwaChiroodza, kuDomboshava, akasiya vanhu vaive mudare vasina neremuromo apo akati murume wake haasi ...

Kuenda kuchimbuzi kwava kudhura

MAZUVA ano mitengo yezvinhu zvakasiyana iri kugara ichingokwira zvisina tsarukano izvo zviri kusiya vatengi vari panguva ...

Akaponda baba vake anonokerwa nesadza

MURUME wekwaRusape — uyo anofungidzirwa kuti murwere wepfungwa — anonzi akaponda baba vake nekuvarova netsvimbo mumusoro ...

Zimpapers Cancer Walk yakabudirira

KAMBANI huru munyaya dzezvenhau munyika muno, yeZimpapers, iri kutenda vatsigiri vayo nevanhu vakabatsira muchirongwa ...

Madhamu aserera zvikuru: Zinwa

ZIMBABWE National Water Authority (Zinwa) inoti madhamu mazhinji munyika aderera huwandu hwemvura zvakaipisisa ...

‘Muvheti’ onanga mushandi huroyi…‘Your wife has zvishiri’

MUZVINABHIZIMISI wechichena wekwaMakope, kuMvurwi, kudunhu reMashonaland Central, achangobva kuripiswa mombe nedare ...

‘WAKANDINOKORA TSOKA’

MUKADZI anogara kurukisheni rweGarikai, kwaMutare, ari kupumha muvakidzani wake huroyi mushure mekumubatikidza kwaanoti ...

Aya mamhepo, kuchiva amai?

SVONDO rino tine nyaya inoshamisa pamwe nekukahadzisa zvikuru — nyaya yemumwe mwanakomana ane makore 21 okuberekwa ...

Ogara nemuswe webere, ‘list’ yevanofanirwa kufa nevakafa

IMWE mhuri yekuNyanga inoti yaoneswa ndondo nezvinhu zvinofungidzirwa kuti zvidhoma kana kuti zvikwambo izvo zvinonzi ...

Vovandudza makuva emagamba

SANGANO reZimbabwe Heroes Shrines Services and Education Trust (Zihsset) rinoti riri mushishi yekuvandudza nzvimbo ...

Haufe, nyangwe ukati eke!

NDAKASHEVEDZWA nesangano rinoshanda nevanhu vatarisana nerufu. Vaida kuti nditaure pamusoro perufu nekufa. Ndakashaya ...

Akavhura murume dumbu

MUDZIMAI wemubhuku rekwaTama kwaMambo Chamutsa, kuBirchenough, anonzi akazvambaradza murume wake apo akapwanyira ...

4 years ago | November 14, 2019

‘Zvatinotarisira muBudget’

Malven Mugadzikwa NHASI gurukota rezvemari, Professor Mthuli Ncube, vachatura mashandisirwo achaitwa homwe (budget) ...

Amai muri muroyi: Mwana

Hazel Marimbiza MUDZIMAI anogara mumusha weOld Magwegwe, kuBulawayo, anoti ari kushushikana zvikuru nemwanakomana wake ...

4 years ago | November 12, 2019

‘AMAI MAKANAKA AMAI’‘. . . manje inini ndakudai, ngachitsve’

Gibson Mhaka MUKOMANA wekuBulawayo atorwa moyo nerunako rwaamai vake vekumubereka zvekusvika pakuvakanda shoko rerudo ...

MAMBO KANA AFA ANOVIGWA SEI?

Kingstone Mapupu KUBVA pasichigare, madzishe kana madzimambo vagara vane mavigirwo avanoitwa ayo akasiyana nezvinoitwa ...

4 years ago | November 11, 2019

Sanganai ‘natete’ veHarare. Odzidzisa Chinamwari pajekerere

Muchaneta Chimuka ZVISINEI nekuti nyaya dzezvepabonde dzinowanzotaurwa panzvimbo dzakahwanda, imwe chembere iri kuswera ...

5 years ago | November 9, 2019

Zimpapers Cancer Walk ‘yakabaka’

Rudo Muchedzi KAMBANI huru munyaya dzezvenhau munyika muno, yeZimpapers — ichishanda nesangano reIsland Hospice and ...

5 years ago | November 8, 2019

Zim yamisa mombe nenyama zvinobva kuSA

Elita Chikwati HURUMENDE yamisa kuunzwa kwemhuka dzine mahwanda munyika nezvinogadzirwa kubva madziri kubva kuSouth ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey