NHAU DZEMUNO

5 years ago | November 1, 2019

600 voitwa vakadzi nenyoka

Danisa Masuku VANHUKADZI vanosvika 600 vekuShale, kudunhu reMzingwane, vari kupupura kuti pane nyoka inopota ...

Odyiwa nehonye achifamba

Kingstone Mapupu MUDZIMAI ane makore 35 okuberekwa anogara kuHatfield, muguta reHarare, asi kumusha achibva kuChivhu, ...

Bhaisikopo remahara!l ‘Chimoko’ chakarohwa chikazviitira

Gibson Mhaka PAKAITA bhaisikopo remahara nguva yadarika apo mumwe mukadzi wekuMpopoma, kuBulawayo, akasvikira murume ...

Mbavha dzemagetsi hokoyo!l Vamwe vacho vashandi veZesa: Chasi

Abel Ndooka GURUKOTA rezvemhando dzemoto, Cde Fortune Chasi, vanoti mbavha dzose dzinobatwa nemhosva yekuba midziyo ...

Ticha akabvisa Mwana hembe. . . vamwe vachimuonerera

Leonard Ncube ari kuVICTORIA FALLS BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari rinoti riri kuita ongororo yenyaya ...

5 years ago | October 29, 2019

Ndakabva kure: Mafia

SHASHA yemusambo weSungura, Somandla "Mafia" Ndebele, anoti rwendo rwaafamba munyaya dzekuimba rwurefu uye rwunoda ...

‘GUDO NDERANGU’

Kingstone Mapupu MUKADZI wemuHarare anoti ndiye akatumira horomba yegudo iro rakakonzeresa tsaona yemumugwagwa mazuva ...

5 years ago | October 28, 2019

Muroora natete voudzana makobvu nematete

MUROORA natete vakataurirana mashoko makobvu nematete mudare kubvira pakupumhana huroyi, kusvikirwa nemudzimu, kurwara ...

Ita izvi panguva yenyoka

SANGANO reEnvironment and Safety Managemnet Institute (ESMI) riri kupa yambiro kune veruzhinji kuti vangwarire nyoka, ...

5 years ago | October 25, 2019

Sahwira ndiye ane yese . . .‘Anondipa mari Zvose nerudo’

Kingstone Mapupu MUDZIMAI akaroorwa, nechikomba chake avo vose vanogara mubhuku raMudhokwani, kwaChihota, vari kuyuwira ...

Wivhi dzine makonye: Dr Guramatunhu

Abel Ndooka VANHUKADZI vanoda zvemucheno vari kukurudzirwa kuti vasarukwe wivhi (weave) mumisoro yavo sezvo zvichinzi ...

‘MaSanctions atitambudza

Malven Mugadzikwa naAbel Ndooka ZVIZVARWA zveZimbabwe zviri kumativi ose enyika zvinoti zvakakosha kutaura nezwi rimwe ...

Chimuka akahwinha mumwezve mubairo

Munyori weKwayedza MUNYORI weKwayedza Muchaneta Chimuka akahwapura mumwezve mubairo wekugona basa mumakwikwi eNational ...

Ticharamba tichisimudzira vatori venhau: Zimpapers

KAMBANI huru munyaya dzezvenhau munyika muno, yeZimpapers Group, svondo rapera yakatsigira makwikwi evatori venhau ...

Anoita ‘gochi-gochi’ yembwa… ‘Ndinogona futi kudya munhu’

MUNYAYA inoshamisa zvikuru, murume anogara mumusha weSizinda, kuBulawayo, ari kunzi akauraya imbwa yake, ndokugocha ...

‘Ngwarirai nyoka mudzimba’

VERUZHINJI vari kuyambirwa kuti vangwarire nyoka mudzimba dzavo nemunharaunda zvichitevera kunyanya kupisa kuri kuita ...

Mhuka dzauraya vanhu 22

VANHU 22 munyika yose vanonzi vakafa mushure mekurwiswa nemhuka dzesango uyewo nzou 55 ndokufa nenzara nenyota kumasango ...

‘Mishonga yechivanhu inokosha’

DR Portia Manangazira, avo vanova director wechikamu cheEpidemiology and Disease Control kubazi rezveutano nekurerwa ...

Imbodya sadza nehowa

USAVI hwehowa hunonaka kunge nyama ndokunge hukabikwa nemazvo uye hune kudya kwemapuroteni uko kunodiwa nemuviri.

Mupurisa akarumwa parufu

MUKOMANA tsotsi wekuBulawayo – wekurova nekuruma mupurisa aida kumusunga apo aive parufu – akatongerwa kugara mujeri ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey