‘Anouraya nekukuvadza veruzhinji’ l Munozvara zvirema – UZ professor GURUKOTA rezveutano nekurerwa kwevana, Dr David ...
Inongomonera zijira jena Ichigara mugomo rinofema UNGAGONE here kurarama usingabate mari, kunwa svutugadzike, kudya ...
KAMBANI yeDelta Beverages svondo rapera yakaparura muzinda mutsva uyo uchange uchibikwa doro remhando yeSuper Chibhuku ...
CHIKORO chePrince Edward School, icho chiri muHarare, chiri kusimudzira chidzidzo cheShona kuburikidza nekuva neShona ...
TIRI vanhu vekurondedzera, vehurukuro nekutsanangura. Hatisi vanhu vaye vanoti kana mumwe wedu afa tongoti, ...
AKANGE ari makuwerere svondo rapera kumakwikwi ekambani yeUnilever eVaseline Winter Warmer Promotion muHarare apo ...
Bvunza Kwayedza naSekuru Mutanga NEKUDA kwekuwanda kwevazukuru vari kundibvunza pamusoro pechinonzi “chiredzwa” ndaona ...
PACHINE pfungwa dzakasiyana maringe nekuve muridzi kana kuva munhu akabata magwaro anotaridza kuti ndiani mwene ...
Tafadzwa Mutsotso MUMWE murume akachema-chema mudare achida kupihwa mvumo yekugara nevana vake sezvo ari kuti pari zvino ...
VAGARI vekuCaledonia, muHarare, vanonzi vakanwa mvura yaive yafira pamwe nekuworera zinyoka rerudzi rwemhungu iyo ...
Tafadzwa Mutsotso MURUME wekuoneswa ndondo nemudzimai wake uyo waanoti chidhakwa chemakoko achimutizve akaroyiwa ...
MUDZIMAI wekunzi akatiza mwana achiine mwedzi mitatu yekuberekwa akazoenda kudare redzimhosva achida kupihwa mvumo ...
Tafadzwa Mutsotso MURUME wekunzi akambozama noto achinyengedza mudzimai wake achida kuti arege kumumhan’arira kudare ...
Tafadzwa Mutsotso MURUME ane marambadoro, uyo anonzi kana adhakwa nedoro anotukidzira mudzimai wake achimudzingira panze ...
CHIPINI chekupi chakadaro? Amai nemwanasikana wavo wekutanga vari kugara vakaparikwa nemurume mumwe kuMhondoro.Bonnie ...
Ndinotungamirirwa naMwari: Rambo Obert Chifamba MURUME wechidiki anogara kuTynwald North, muHarare, ari kuita mashura ...
Zvava nyore kuvanhu vari kunze kutumira mari muZimbabwe VAGARI nevashandi vari kuSouth Africa vave kukwanisa kutumira ...
‘Anopedzera mari yose mudoro’ ‘Nekutsvagira mwana zvikomba’ Tafadzwa Mutsotso VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe ...
NYAYA yakabuda muKwayedza svondo rapera, yechembere yekuZhombe, kuMidlands, iyo iri kureurura kuti iyo inhengo ...
NDAKAMBOTAURA nezvevanhu vanofunga zvekuti vanopedzisira vapfungaira hutsi nekuda kwekufunga. Asi kana vafunga ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey