NHAU DZEMUNO

8 years ago | May 20, 2016

MAKUNAKUNA: TEZVARA VAKATORA MUROORA

KWAMAMBO Musana, kuBindura, kwakaitika mashura padunhu. Munyaya yemakunakuna, kune murume akadanana nemuroora, mukadzi ...

Mukadzi wekupiswa kumasowe: Muporofita wacho ari kutongwa

NYAYA yemuporofita uye wekuChitungwiza ari kupomerwa mhosva yekupisa zvakaipisisa mumwe mukadzi wechidiki apo anonzi ...

kwayedza haiburitse zvakadaro

KWAYEDZA — bepanhau revanhu — rinoda kuzivisa vaverengi nevatsigiri varo kuti harinei nechekuita nezvimwe zvinyorwa ...

Nyoka negarwe mudumbu: Chechi iri kudya marasha

KASIKANA kaye kane makore 14 ekuzvarwa kemuHarare, kekureura kuti ndiko kakaroya mainini vako munin’ina waamai, ndokuisa ...

Mwana wekutsakatika: Musha wakaendeswa kumuporofita

NYAYA yemwana uye anonzi akangotsakatika mugore ra2002 kupurazi reMvuranhema, kuMvurwi, yakwira makata sezvo murume ari ...

Makuva 5 akangoshama

MAKOMBA emakuva aye mashanu anonzi akangofuma akacherwa pamumwe musha uri kwaMashayamombe, kuMhondoro, asi vanhu ...

‘Muchafondokera marara pose-pose’

GURUKOTA rezvenharaunda, mvura nemamiriro ekunze, Cde Oppah Muchinguri-Kashiri, vanoti munguva inotevera pachange pave ...

Mukuwasha akarohwa natezvara

Yvonne Manyanja MUMWE murume anoti akazvambaradzwa kunge nyoka yapinda mumba natezvara vake mushure mekunge aenda kumba ...

Mukadzi wen’anga openga . . .murume wangu, handiwe wapedza ...

Yvonne Chidochashe Manyanja IMWE n’anga yakachema-chema mudare redzimhosva ichiti inoda kudzivirirwa zvichitevera ...

Peturu ye$5 yakazadza tangi remota?

MHURI inopinda chechi yeUnited Body Church (UBC) yekuChivhu, nguva pfupi yadarika yakasara isina neremuromo mushure ...

‘Anodira mukaka pamubhedha wangu’ . . . ‘Inhema, ndakakubata uine ...

Amager Mufema SAMUSHA vekuendeswa kudare nemudzimai wake achipomerwa kudira mukaka pamubhedha waanorara anoti mukadzi ...

Ane $2 yekuchengeta mhuri pamwedzi

Amager Mufema VANHU vaive mudare vakaita sevachatyoka mbabvu nekuseka apo mumwe murume aive amhan’arirwa neaimbove ...

8 years ago | May 17, 2016

‘Kacheche kakachema husiku, buda nako panze’

Amager Mufema MUKADZI wekuti ari kushungurudzwa nehanzvadzi yake kuburikidza nekuti mwana wake akachema husiku anonzi ...

8 years ago | May 13, 2016

Akagochwa kumasowe…‘Aiti aibvisa mweya yakaipa iri ...

VAKURU vakareva pavakati nhamo haibve pane imwe! Izvi zvinotsinhirwa nenyaya yakaitika kumumwe mukadzi wechidiki wekuSt ...

Ndiri muSatanist: Mwana wechikoro‘. . . ndinombosanduka kuita murume’

MUSIKANA wemakore 16 okuberekwa wemuHarare anoti akapinzwa mumabasa eSatanism ari kuchikoro nekusaziva apo akazotanga ...

Makore 15 ‘hapana, hapana’

MURUME saimba wekwaNyamweda, kuMhondoro, ari kunyunyuta achiti atadza kunzwisisa hunhu hwemukadzi wake achiti vasvitsa ...

Vakarumwa nenyuchi kumakuva

VANHU vaiva pakati pebasa rekuvakira makuva ehama dzavo nekuaisa matombo zvose nekusakurira mubhuku raMushingaidzwa, ...

Mhuka nemidzimu…Dzimwe hadzivhunduke vanhu: Zinatha

MIDZIMU nemashavi pachivanhu zvinonzi zvinodyidzana zvikuru nemhuka dzesango sezvo kuine dzimwe mhuka dzinotonzi ...

Chii nemi nhai baba vaErica?

BABA vaErica makadii zvenyu? Handikuzivei, asi ndinoziva kuti mune mwanasikana wechidiki, ane makore anenge ari pakati ...

Tinopa mikana yakaenzana: Chihuri

MUKURU wemapurisa eZimbabwe Republic Police, Commissioner-General Augustine Chihuri, vanoti zvakakosha kuti vanhukadzi ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey