NHAU DZEMUNO

8 years ago | May 13, 2016

Akagochwa kumasowe…‘Aiti aibvisa mweya yakaipa iri ...

VAKURU vakareva pavakati nhamo haibve pane imwe! Izvi zvinotsinhirwa nenyaya yakaitika kumumwe mukadzi wechidiki wekuSt ...

Ndiri muSatanist: Mwana wechikoro‘. . . ndinombosanduka kuita murume’

MUSIKANA wemakore 16 okuberekwa wemuHarare anoti akapinzwa mumabasa eSatanism ari kuchikoro nekusaziva apo akazotanga ...

Makore 15 ‘hapana, hapana’

MURUME saimba wekwaNyamweda, kuMhondoro, ari kunyunyuta achiti atadza kunzwisisa hunhu hwemukadzi wake achiti vasvitsa ...

Vakarumwa nenyuchi kumakuva

VANHU vaiva pakati pebasa rekuvakira makuva ehama dzavo nekuaisa matombo zvose nekusakurira mubhuku raMushingaidzwa, ...

Mhuka nemidzimu…Dzimwe hadzivhunduke vanhu: Zinatha

MIDZIMU nemashavi pachivanhu zvinonzi zvinodyidzana zvikuru nemhuka dzesango sezvo kuine dzimwe mhuka dzinotonzi ...

Chii nemi nhai baba vaErica?

BABA vaErica makadii zvenyu? Handikuzivei, asi ndinoziva kuti mune mwanasikana wechidiki, ane makore anenge ari pakati ...

Tinopa mikana yakaenzana: Chihuri

MUKURU wemapurisa eZimbabwe Republic Police, Commissioner-General Augustine Chihuri, vanoti zvakakosha kuti vanhukadzi ...

Vatenderedzwa misoro nezizi

MHURI inogara mumusha weHatfield, muHarare, svondo rapera yakafumoona mutumba wezizi uri muimba yekutandarira inova ...

Akagumbuka anovigira vana magumbeze

Yvonne Chidochashe Manyanja MUMWE mukadzi akachema-chema mudare redzimhosva achiti murume wake ane katsika kekuti kana ...

8 years ago | May 6, 2016

‘Ndakabvutirwa murume nezvidhoma’

MUDZIMAI wechidiki aiva akaroorwa mumusha waKaseke, kwaSeke, anoti akatiza murume wake nekuda kwemweya wemunhukadzi ...

Ndinobhururuka Nerusero: Muporofita

MUPOROFITA wechikadzi weJohane Masowe yeNguwo Tsvuku wekuHurungwe anoti iye nevamwe vake vanoshandisa machira matsvuku ...

Chihuta: Shiri yakonzeresa

CHIHUTA! Shiri yanetsa pataundi neparuzevha iyi. Ndiani anoshandisa nzira dzechizvino-zvino dzekufambisa mashoko – ...

Homwe ichabatsira vagari vekumaruwa

HURUMENDE ine hurongwa hwekuumba homwe yemari yekubatsira vagari vekumaruwa avo vakatarisana nedambudziko rekuparadzirwa ...

Nyangwe anosvikirwa anofa

NDAKANYORA paProfile yangu yeWhatsApp kuti “Kufa kwako ngakurege kukutyisa.” Ndakanzi nemumwe munhu, “Musadaro nekuti ...

Young Africa yosimudzira mabasa emawoko

KOREJI yeYoung Africa, iyo iri kuChitungwiza, iri kusimudzira mabasa emawoko akasiyana kuburikidza nekufundisa vanhu ...

Speciss: Huruyadzo pamabasa emawoko

KANA uri munhu anoda zvekushandisa mawoko kuti ange achikupa chouviri kumba nekubasa, Speciss College ndiyo mhinduro ...

8 years ago | April 29, 2016

Ane nyoka negarwe mudumbu…‘Ifa, ndini ndakakuroya’

KASIKANA kane makore 14 ekuzvarwa kemuHarare kari kureurura kuti ndiko kakaroya amainini vako, muninin’ina waamai, ...

Munotidadisa: Chihuri

MUKURU wemapurisa eZimbabwe Republic Police, Commissioner-General Augustine Chihuri, svondo rino vakarumbidza mapurisa ...

Mweya wemwana wapfuka . . . ‘Ramba Tione, Ndiwe Wakandiponda’

MURUME wekumapurazi ekuMvuranhema, kuMvurwi, ari kunongedzerwa nemweya uri kusvika pane mumwe mudzimai weko kuti ane ...

Mujibha Kawara orangarirwa

MUVAMBI wesangano rinomirira vanamujibha nanachimbwido, reZimbabwe National Liberation War Collaborators Association ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey