Nhau Dzeutano

4 years ago | June 5, 2020

Vana vemuZimbabwe musavhunduke: WHO

Paidamoyo Chipunza naConrad Mupesa HAPANA chikonzero chekuti vanhu vemuZimbabwe vavhunduke zvichitevera kukwira kuri ...

Ropa rava shoma: NBSZ

Muchaneta Chimuka NATIONAL Blood Service Zimbabwe (NBSZ) inoti kuwanikwa kweropa rekupa varwere muzvipatara pari zvino ...

Covid-19: Madzishe vodzidziswa

Tandayi Motsi MADZISHE, masadunhu nevamwe vatungamiriri vematunhu vakawana dzidzo kubva kuHurumende iri pamusoro pekuipa ...

‘Lockdown’ nenguva yekutevera

Muchaneta Chimuka PANGUVA ino apo Zimbabwe iri kurwisa chirwere cheCovid-19, zvakaonekwa kuti zvakakoshawo kuti ...

4 years ago | May 22, 2020

Tachoboka: mahwindi

Kingstone Mapupu naPhillipa Mukome-Chinhoi VASHANDI vekumakombi — avo vanodaidzwa nekuti mahwindi — pamwechete nevaridzi ...

Zvinhu zvinoda kutaurirana

naWedzerai Nhemachena PAMUSHA, pakambani kana padunhu panoita njake-njake vanhu vakasataurirana kuti vari kuda kuita ...

4 years ago | April 16, 2020

COVID-19 yave muno

Patrick Shamba Mupepeti VANHU vavhenekwa muZimbabwe vakawanikwa vaine coronavirus — utachiona hunokonzeresa chirwere ...

Zvimwe zvekungwarira pamusoro peCoronavirus

YEUKA zvinotevera pamusoro peCoronavirus:

4 years ago | April 10, 2020

Vanhu 13 vabatwa vaine Covid-19 muZimbabwe

ZIMBABWE yava nevanhu gumi nevatatu (13) vawanikwa vaine chirwere chatekeshera pasi rose cheCovid-19.

HAKUNA MUSHONGA UNORAPA COVID-19

Munyori weKwayedza BAZI rezveutano nekurerwa kwevana rinoti hapasati pava nemushonga unorapa chirwere cheCovid-19 uye ...

‘Mishonga inoda kutanga yaongororwa’

HURUMENDE inoti inotendera chete mishonga yakaongororwa nanamazvikokota kuti ishandiswe pakurapwa kwevarwere veCovid-19 ...

4 years ago | April 4, 2020

COVID-19 chimbori chii?

Mumwedzi waZvita 2019, kunyika yeChina kwakanyuka chirwere chitsva cheCoronavirus. Chirwere ichi chakabva chatumidzwa ...

4 years ago | March 20, 2020

Itai hutsanana: Moyo

GURUKOTA rezveutano nekurerwa kwevana, Dr Obadiah Moyo, vari kukurudzira veruzhinji kuti vaite hutsanana pose pavari – ...

Coronavirus: Malaboratory ovakwa

HURUMENDE inoti iri kushanda nesimba kuti pave nemimwe mizinda mina yekuvheneka (laboratories) vanhu vanenge ...

Dzidziso yecoronavirus

Coronavirus inogona kudzivirirwa kuburikidza nekuchengetedza hutsanana Coronavirus inokwanisa kuparadzirwa nekukosora, ...

Yambiro yeCovid-19

Kunemi vafambi RUZIVO urwu tinorwupakurira kuvafambi vakanga vari kunyika kana kuti nzvimbo dzine utachiona ...

4 years ago | March 13, 2020

Varwere vorapwa mahara

Vagari vekwaZiko, kwaSeke, svondo rino vachange vachirapwa nekuvhenekwa zvirwere zvakasiyana pachena kuburikidza ...

4 years ago | March 12, 2020

Amitisa vanasikana vake 5

Murume anogara kumindamirefu yeWinimbi, kwaMambo Svosve, kuMacheke, ari kunzi ihuku iri kudya mazai ayo sezvo achinzi ...

Coronavirus: Zvimwe zvekuita

Chirwere checoronavirus kana kuti COVID-19 chazengezana pasi rose.

Coronavirus: Idi nenhema

Hakuna chikonzero chekuti vanhu vabvume kuti kutonhora kwakanyanya kana mamwe mamiriro ekunze angauraya utachiona ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey