Nhau Dzeutano

4 years ago | March 5, 2020

Mukadzi kupa murume mari yekuti amuroore…‘Vakomana havasi ...

“Chinzwaka sha, ndatenga ring, iwe neni tave ‘engaged’ uye ndine $600 yandoda kukupa (kuti) unobvisa kumba kwedu ...

4 years ago | March 3, 2020

‘Mungori baba vezita’…70pc yevana handi venyu: DNA

Ongororo ye“deoxyribonucleic acid” (DNA) iyo yakaitwa neimwe kambani yemuno yakazvimirira pamusoro pekuti muridzi ...

Coronavirus chimbori chii chaizvo?

Sangano reWorld Health Organisation (WHO) rinoti utachiona hweCoronavirus hunotanga apo munhu anonzwa kunge ari kupindwa ...

4 years ago | February 7, 2020

Tava kutora matanho: Dr Chonzi

MUKURU kubazi rezveutano mukanzuru yeHarare, Dr Prosper Chonzi, vanoti vava kuzotora matanho zvichitevera kuwanda kuri ...

Hochekoche yeHIV nema‘salon’ …Zvigero, kiroshi netsono ...

VANOITA basa rekugadzira nekugera vhudzi mumisoro yevanhu zvose nekushongedza nzara vanonzi vari kubatsira pakutapurira ...

4 years ago | January 31, 2020

Mwana ari kubva ganda

Muchaneta Chimuka MWANA mukomana ane makore masere okuberekwa uyo ane dambudziko rekuzvarwa aine ganda rinotsemuka ...

Gumbo riri kungozvimba

Muchaneta Chimuka MURUME wekuGokwe anoti ari kutambudzwa zvikuru negumbo rake iro rakangoita kunge rabaiwa nechimuti, ...

Extra lessons: Vabereki vonyunyuta

Muchaneta Chimuka SANGANO reAmalgamated Rural Teachers Union of Zimbabwe (ARTUZ) rinoti zvakakosha kuti maticha ...

4 years ago | January 29, 2020

Zim yakagadzirira Coronavirus: Moyo

GURUKOTA rezveutano nekurerwa kwevana, Dr Obadiah Moyo, vanoti Zimbabwe yakagadzirira kudzivirira kutapurirwa ...

Coronavirus chimbori chii?

Muchaneta Chimuka SANGANO reWorld Health Organisation (WHO) rinoti utachiona hweCoronavirus hunotanga apo munhu anonzwa ...

4 years ago | January 24, 2020

Mbudzi kudya mufenje hufana nyina

Wedzerai Nhemachena KANA mubereki achionekwa nevana vake achidya huku yose ari oga mumba, vana vakatarisa, maitiro ...

4 years ago | January 17, 2020

Tungundu yauraya munhu

Muchaneta Chimuka BAZI rinoona nezvekurapwa kwemhuka, reDepartment of Veterinary Services (VET), rinoti munhu mumwechete ...

Orapwa gomarara kuna’nga

Muchaneta Chimuka MURUME wekuMacheke, kudunhu reMashonaland East, uyo anorarama nehusope ari kutsvaga rubatsiro kubva ...

4 years ago | January 10, 2020

‘Ongororwai chirwere cherurindi paine nguva’

Daphne Machiri VERUZHINJI vari kukurudzirwa kuti vasarere zvirwere zvinotapuriranwa secherurindi kana kuti TB vari ...

Tevedza hurongwa hwegore

Bembera padare naWedzerai Nhemachena HURONGWA hunobva mukugara pasi sedare remusha, kambani kana senyika tichironga ...

4 years ago | January 8, 2020

Ropafadzo okumbira rubatsiro

Muchaneta Chimuka MWANA ane makore masere ekuberekwa – uyo akazvarwa akaremara makumbo ake izvo zvinoita kuti afambe ...

4 years ago | December 27, 2019

Sare chitori chirwere• Anaro haaite mwana anopona • Haatane ...

Kingstone Mapupu “IWE, rega kuita sezvinonzi une sare!” Vamwe vanhu vanonzwikwa vachishorana kana kutukana vachidaro. ...

HIV: Magetsi ovhiringa kuongororwa kweropa

Daphne Machiri VANHUKADZI vari kurarama neutachiona hweHIV vanonzi vari kusangana nematambudziko pakuongororwa huwandu ...

Zivai madzinde emitupo

Ticha Danga SEKUVIMBISA kwandakaita muchikamu chapfuura, ndichatora mukana uno kuti tipedzese chirongwa chedu chemipatsa ...

4 years ago | December 20, 2019

Tsika yekurasirira

Kingstone Mapupu “DAMBUDZIKO rako iri muzukuru — rekurambwa nevakadzi — rushambwa chairwo. Iye zvino vava vangani avo ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey