Nhau Dzeutano

5 years ago | May 24, 2019

Jibilika yodzidzisa nezveHIV, AIDS

SANGANO rezvemitambo, reJiblika Dance Trust, rakavamba zvirongwa zvekupa chenjedzo kune veruzhinji pamusoro ...

NAC yoshanda nevarapi vechivanhu, vemachechi

SANGANO reNational AIDS Council - rakabatana nebazi rezveutano nekurerwa kwakanaka kwevana - rosimbaradza kushanda ...

5 years ago | May 17, 2019

Kunzwisisa pamusoro peGonorrhea

KUVA nevadikani vakawanda uye kuenda navo pabonde pasina dziviriro kunoisa munhu panjodzi yekutapurirwa zvirwere ...

5 years ago | May 10, 2019

Kunzwisisa nezvemishonga yePEP

KUTI mishonga inodzivirira kutapurirwa kweutachiona hweHIV inge ichishanda, inofanira kuwaniswa kumunhu anenge ari ...

5 years ago | May 3, 2019

Zvaungaite kudzivirira kutapurirwa HIV

KANA uri munhu ari kurarama neutachiona hweHIV, chinhu chakakosha chaungaita kuti unge uchidzivirira kutapurirwa ...

5 years ago | April 26, 2019

Global Fund yosimudzira hupenyu hwevanasikana

CHIRONGWA chekupa dzidziso kuvanasikana nemadzimai echidiki senzira yekupedza AIDS mukupera kwegore ra2030 chava kusvika ...

5 years ago | April 17, 2019

Ruzivo rwunochengetedza upenyu pasitendi yeNAC kuZITF

SANGANO reNational AIDS Council (NAC) - semakore ose - richange richiita zvirongwa zvaro zvekufundisa vanhu maringe ...

5 years ago | April 12, 2019

Ziva paumire

DINGINDIRA repasi rose rekucherechedza zuva reWorld AIDS 2018/19 rinoti ‘Ziva Paumire’. Bazi rezveutano nekurerwa ...

5 years ago | April 5, 2019

Zvizere maererano nechirwere cheTB

ZUVA reWorld Tuberculosis (TB) Day rinocherechedzwa musi wa24 Kurume nedonzvo rekupa chenjedzo kune veruzhinji pamusoro ...

5 years ago | December 28, 2018

‘Usamhanyire kuenda pabonde’

Malven Mugadzikwa SANGANO reNational AIDS Council (NAC) riri kubatana nereZimbabwe AIDS Prevention and Support ...

5 years ago | December 21, 2018

Zvirongwa zvitsva zvekubatsira vanhu vanorarama nehiv

CHARLES (17) wekuMwenezi kuMasvingo, muZimbabwe akaberekwa aine utachiona hweHIV. Amai vake vakafa achiri mudiki.

5 years ago | December 14, 2018

Mubereki-mwana, hurukuro yakakosha

CHIRONGWA chekuita hurukuro pakati pevabereki nevana icho chinozivikanwa nekuti Parent-Child Communication Programme ...

5 years ago | December 7, 2018

‘Ngatibvisei rusarura kune vane hiv’

Munyori weKwayedza MUDZIMAI wemutungamiriri wenyika, First Lady Amai Auxillia Mnangagwa vanoti vanokurudzira mapoka ...

5 years ago | November 30, 2018

Unoziva paumire here maringe nehiv, stis, rurindi, shuga?

ZIMBABWE nguva pfupi yadarika yakaparura dingindira remhemberero huru dzeWorld AIDS Day iro rinoti “Ziva Paumire” ...

5 years ago | November 23, 2018

World aids Day yadongorera

Tadiwa Nyatanga-Pfupa GADZIRIRO dzemhemberero dzeWorld AIDS Day 2018 dzave padanho repamusoro-soro uye sangano ...

5 years ago | November 16, 2018

Ziva nezvechirwere cheSyphilis

SANGANO reNational Aids Council (NAC) mumakore apfuura rakatenga zvinovheneka chirwere cheSyphilis (test kits) senzira ...

‘Madzimai munozozviwanza’

Munyori weKwayedza VAMWE vakuru vemachechi vanoti madzimai akaroorwa “anozozviwanzawo” kana pari panyaya dzekuremekedza ...

5 years ago | November 9, 2018

HIV: Musatore mishonga yenhema

Tadiwa Nyatanga-Pfupa SANGANO reNational AIDS Council (NAC) rinozivisa vanhu vose vari kutora mishonga yemaARVs nevamwe ...

6 years ago | November 2, 2018

‘KuSmall-house kunofaya’

Muchaneta Chimuka MAZUVA ano nyaya dzema”small-house” dziri kutsviriridza apo munhurume anopinda murudo nemumwe mukadzi ...

Murume chaiye anoita sei?

Kingstone Mapupu MURUME chaiye ndeakaita sei? Kana muri muwanano, mudzimai angati murumwe kwaye ndeanoita sei? Zvii ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey