NHAU DZEMUNO

6 months ago | October 29, 2023

Madzibaba Bond: Kwayedza inomira nezvayakataura

Kingstone Mapupu KWAYEDZA inomira nenyaya yayo yayakaburitsa nguva yadarika pamusoro peanozviti muporofita ...

6 months ago | October 28, 2023

Dzimwe tsika soo . . .

Munyaya inoshamisa iyo tava pedyo kuwana zvizere, kune chitunha chemurume watisati taziva mafiro ake, icho chakatorwa ...

6 months ago | October 26, 2023

Eureka yobatsira vagari vekuGuruve . . . mhuri 38 dzapihwa huku, ...

Fungai Lupande ari kuGURUVE MHURI 38 dzemubhuku rekwaMuroiwa, kuGuruve, kudunhu reMashonaland Central – idzo ...

6 months ago | October 25, 2023

‘SDC vice chair’ amitisa mwana weForm 4

Ray Bande MUTEVEDZERI wasachigaro weSchool Development Committee (SDC) paNyanyadzi Secondary School kuChimanimani, ...

Maporofita awandisa, vamwe imbavha: Madzibaba

Munyori weKwayedza MUPOROFITA wemuHarare anoti kuwanda kwaita maporofita munyika muno kwava kuita kuti vanhu vatadze ...

SANCTIONS: MADZISHE VAGUMBUKA

. ‘Vachena vanorwadziwa nesu’ . ‘Ivhu redu takatora, haridzoke’ Kingstone Mapupu MADZIMAMBO ...

6 months ago | October 23, 2023

Zimbabwe yorwisa kutorwa kwezvinodhaka

Cletus Mushanawani APO dambudziko rekushandiswa kwezvinodhaka riri kuramba richidzika midzi munyika yose, zvikuru kune ...

Vafumoona munhu asina kupfeka muchivanze chavo

Kingstone Mapupu MHURI inogara kwaSabhuku Bore, kwaMambo Hata, kuNyanga, yakafumoona mashura nemusi weMuvhuro wadarika ...

6 months ago | October 22, 2023

Cholera: Varwere vonogezeswa murwizi Save

Samuel Kadungure HURUMENDE iri kusimbaradza hurongwa hwekumisa kupararira kwechirwere checholera mudunhu reManicaland, ...

6 months ago | October 20, 2023

Moses Chunga @ 58 . . . ‘ndoda kusvitsa zana’

‘Munoseka kuti Bambo haagone chirungu asi kana Messi haachigone wani, chakakosha itarenda bedzi’ . ...

Panofa mwana nemavigirwo ake

Kingstone Mapupu PATSIKA dzechivanhu, pane zvinotevedzwa pakuvigwa kwemwana izvo zvakatosiyana nepanenge pachivigwa ...

Vana vane humhizha hwakadzama

Muchaneta Chimuka VADZIDZI vechisikana vepaZengeza 2 High, kuChitungwiza, voshura mare nekuveza midziyo yemiti ...

7 months ago | October 18, 2023

MWANA (16) APONDWA ATIZIRA MUFUNDISI

. Chitunha chaunzwa mudare . Voda kuripwa nemombe 15 Kingstone Mapupu MUTUMBI wemwanasikana aiita Form 4 paNembudziya ...

7 months ago | October 17, 2023

Mwana wekununurwa muhunhapwa ofara

Tendai Gukutikwa MUKOMANA ane makore 21 ekuberekwa wekuNyanga, Joseph Nemaramba – uyo aibatwa senhapwa kwemakore maviri ...

7 months ago | October 16, 2023

Zvigadzirwa zvemasawu zvofarirwa kunze nemuno

Fungai Lupande naZvikomborero Chidakwa ZIMBABWE ichange yave kutengesa zvinhu zvinogadzirwa kubva mumasawu kunyika dziri ...

Nzvimbo ichine chivanhu . . . Vanhu vanogarisana nenyoka, shumba ...

Fungai Lupande ari kuMAZOWE MAKUDO nembudzi zviri kuonekwa zvichifamba pamwe chete pasina kudyanana kunzvimbo iri kugara ...

Mukaka wedhongi wopinda muzvitoro zvemuZimbabwe

Prosper Ndlovu ari kuGABORONE, Botswana KAMBANI yekuBotswana yeTakuwa Natural Products iri kutarisira kutanga muzinda ...

7 months ago | October 14, 2023

‘Koshesai kodzero dzevakaremara’

Muchaneta Chimuka VERUZHINJI vokurudzirwa kukoshesa kodzero dzevanhu vakaremara uye kubvisa rusarura munharaunda ...

7 months ago | October 13, 2023

Zimbabwe ichadzokera kumari yayo: President

Nqobile Bhebhe ari kuVICTORIA FALLS MUTUNGAMIRIRI wenyika President Mnangagwa vanoti Zimbabwe ichadzokera pakushandisa ...

Mufudzi aita chipini nembudzi ikafa

Gibson Mhaka MUNYAYA inokatyamadza, murume ane makore 43 okuberekwa uyo anove mufudzi wemombe mubhuku raTogotsvebo, ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey