NHAU DZEMUNO

6 months ago | November 14, 2023

Mudzimai ari kungozvimba dumbu

Kingstone Mapupu MUDZIMAI ane makore 58 ekuberekwa anova shirikadzi achigara kwaSabhuku Muswe, kwaMambo Nyajina, ...

‘Vane pamuviri musadye ivhu’

 Muchaneta Chimuka MADZIMAI akazvitakura ari kukurudzirwa kuti asadye ivhu rinosanganisira remuchenje nekuda kwekuti ...

6 months ago | November 13, 2023

ZVINODHAKA: Mwana ofurufusha amai

. ‘Kana iri ngozi ndakatoitora kare’ Kingstone Mapupu MUDZIMAI anogara mumusha weBudiriro 4, muguta ...

6 months ago | November 12, 2023

Masawu osimudzira hupenyu kuMuzarabani

Fungai Lupande MICHERO yemusango yakakosha zvakanyanya mukusimudzirwa kwehupfumi hwenyika, zvikuru iyo yakadai semasawu ...

Zvidzidzo zveFomu 1 zvichatanga 9 Ndira

Munyori weKwayedza HURUMENDE, kuburikidza nebazi redzidzo yepuraimari nesekondari, inoti zvikoro zvebhodhingi ...

6 months ago | November 11, 2023

Muroora orikita amwene

Phillipa Mukome-Chinhoi MUDZIMAI wemuHarare anoti ari kuoneswa pfumvu nemuroora anova mukadzi wemwanakomana wemurume ...

Varume 3 vasungirwa haka

Mashudu Mambo VARUME vatatu vakamiswa mudare mushure mekuwanikwa vaine haka pakati peguta reBulawayo uye vasina matsamba ...

Zvichangoitika. . . Rahman Gumbo ashaya

naAbel Ndooka AIMBOVE mutambi weHighlanders nemaWarriors – Rahman Gumbo – ashaya. Gumbo uyo ange ...

6 months ago | November 9, 2023

Mambo anzi adzose mombe, US$1,2k

Fungai Lupande DARE reBindura Civil Court rati Mambo Nyamaropa vadzosere mombe neUS$1 200 izvo zvakatorwa nechisimba ...

6 months ago | November 8, 2023

Makorokoza oparadza zvivakwa, nharaunda

Kingstone Mapupu VAGARI vekuDonjane, kuSt George, kwaMambo Samambwa, kuKwekwe, vari kutsutsumwa zvakanyanya nekuda ...

6 months ago | November 7, 2023

Mutumbi wemwana (2) wawanikwa murwizi

Kingstone Mapupu MWANA ane makore maviri ekuberekwa wemubhuku raNyachowe, kwaZvimba, kudunhu reMashonaland West, anonzi ...

6 months ago | November 6, 2023

‘Kasikai kuvhenekwa nekurapwa gomarara’

Muchaneta Chimuka CHIRONGWA chekuunganidza mari yekubatsira vanotambudzwa nezvirwere zvegomarara, cheZimpapers Cancer ...

Mutengo wesimende wakwira zvakapetwa . . . makoronyera ndiwo ari ...

  Muchaneta Chimuka MITENGO yezvinhu zvakasiyana, kusanganisira wesimende nezvinoshandiswa neveruzhinji mazuva ose, ...

ZFRPA yapihwa mukombe wekugona basa

Muchaneta Chimuka MAI Beauty Jiji, avo vanova munyori mukuru weZimbabwe Free Range Poultry Association (ZFRPA), ...

6 months ago | November 5, 2023

Nzizi dzangova jecha

. . . misha yoparadzwa nemakoronga Kingstone Mapupu MAMBO Chiswiti – VaShort Kanzou – vekuMukumbura, kuMt Darwin, vanoti ...

Murume any’ura muduhwino rekanzuru

Kingstone Mapupu MURUME ane makore 18 okuberekwa wekuGweru akafira mumvura achiedza kushambira muduhwino rekanzuru yeko ...

6 months ago | November 3, 2023

Madzimai abirwa pamasowe

Kingstone Mapupu MADZIMAI mana ainamata pamasowe kuAmaveni, kuKwekwe, akasvikirwa nembavha nhatu dzaiva dzakapakata ...

6 months ago | November 2, 2023

Cholera: Chitungwiza ibhambu ramirira kudhiuka

. Suweji iri kungoyerera mudzimba . Zvimbuzi zvakasomira kushanda . Mvura yakachena haipo papombi Muchaneta Chimuka ...

6 months ago | November 1, 2023

Chitunha chasiiwa chakayanikwa pakati pesango

Kingstone Mapupu MUNYAYA inoshamisa, mutumbi wechembere yaisvikirwa nemudzimu unonzi wainaisa mvura kuKamutsenzere, ...

6 months ago | October 31, 2023

Zimpapers Cancer Power Walk yasvika

Muchaneta Chimuka CHIKAMU chechisere cheZimpapers Cancer Power Walk chasvika apo chirongwa ichi chichaitwa musi wa4 ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey