NHAU DZEMUNO

4 years ago | February 7, 2020

Mupurisa osungirwa kubata chibharo

MUPURISA weZimbabwe Republic Police (ZRP) anonzi akabata chibharo mumwe mudzimai uyo aida kubatsirwa.

‘Kugara nerwaivhi zvinobhadhara’

RWAIVHI rwunonzi rwakanaka kugara narwo mumba sezvo rwuchibatsira kubata tupukanana nezvizvipembenene zvakaita senhunzi, ...

Ozviruma nyama achidya

MUNYAYA inofungidzirwa kuti ine chekuita nehuroyi, mumwe musungwa ange achipikira mhosva yekubata mwana chibharo kujeri ...

Mwana akafira ‘cooking oil’

MURUME wekuPenhalonga ari kutsvagwa nemapurisa nemeso matsvuku mushure mekutiza mhosva yaari kupomerwa yekurova muzukuru ...

Tava kutora matanho: Dr Chonzi

MUKURU kubazi rezveutano mukanzuru yeHarare, Dr Prosper Chonzi, vanoti vava kuzotora matanho zvichitevera kuwanda kuri ...

Usadherere misoro yehuku

MISORO yehuku inyama inonaka zvikuru kana ichinge yabikwa zvine hunyanzvi zvisinei nekuti vamwe vanoti havaifarire ...

MAONERO EDU: HIV/AIDS: Ziva chaipo paumire

SVONDO rapera takaburitsa nyaya iri pamusoro pahwindi mukuru wemuguta reHarare, uyo anoti vamwe vake vaanoshanda navo ...

Mupurisa osungirwa kubata chibharo

MUPURISA weZimbabwe Republic Police (ZRP) anonzi akabata chibharo mumwe mudzimai uyo aida kubatsirwa.

‘Ndinongoda murume bedzi’

MUDZIMAI anogara mumusha weBudiriro 5, muguta reHarare, akasiya vanhu vaive mudare vasina neremuromo apo akati haana ...

‘Parafini haibvise utachiona’

VOTAURAWO nezviri kuitika, Dr Takudzwa Mutsvanga, avo vanova chamangwiza weQueen Mary Bio Tech Laboratory Medical ...

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza African Woman of the Year.

Murume orara mumota mukadzi ari mumba

MUSHANDI wekanzuru yeHarare anogara kuLetombo Park anoti ave kugara mumotokari mushure mekudzingwa nemudzimai wake mumba ...

Vanhu vaneta nekupusiswa, nekuitiswa

“KUNAMATA kwakanaka, asi chandisingade machechi nemaporofita azara munyika.” Kutaura kwakadai kwawanda munguva dzino, ...

Oita nhetemwa nekurohwa

MUDZIMAI wemuHarare anoti ave nedambudziko rekugara achibvunda muviri wake wose — nhetemwa — kunyanya maoko uye ...

4 years ago | February 3, 2020

Ziva nezvembwa inonzi Pitbull

MASVONDO maviri adarika, Kwayedza yakaburitsa nyaya inosiririsa yemurume anga achishanda paimwe imba iri kuMt Pleasant, ...

4 years ago | January 31, 2020

‘Handichada varume vevanhu . . .’ ◆Small house yobuda majuru

Kingstone Mapupu “NDIRI kubuda majuru achindiruma. Handina rugare kubva pazvakatanga gore rakapera. Ari kukonzeresa izvi ...

Akarasira nyoka pakati peguta

Kingstone Mapupu YAKAVE batai-batai panosangana migwagwa Nelson Mandela naSam Nujoma, pakati peguta reHarare masikati ...

Tapera neAIDS: Hwindi ◆‘Mafaro tinoawanza’ ◆‘Tinogara tiine cash’

Kingstone Mapupu VERUZHINJI vagara vachinyunyuta pamusoro pehunhu hwemahwindi avo vanotaura nekutuka zvinyadzi ...

Nyamukoho: Panofa mambo hamucheme

Kingstone Mapupu HUMAMBO hwekwaNyamukoho, vemutupo weNzou Samanyanga — VaNgahwe vekuMudzi, kuMashonaland East — hunonzi ...

4 years ago | January 28, 2020

Akakanda musvesvenenga wenyoka pakati peHarare

Kingstone Mapupu YAKAVE batai-batai panosangana migwagwa Nelson Mandela naSam Nujoma, pakati peguta reHarare masikati ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey