NHAU DZEMUNO

4 years ago | November 29, 2019

Zvikanzi ‘mwedzi mutete’ . . .

Kingstone Mapupu PANE chirevo chinogara chichitaurwa nevanhu mukurarama apo unonzwa vachiti, “Mwedzi mutete . . . ...

‘Ndiwe wakandizadza HIV’

Nyasha Bvudzijena MURUME samusha akazochema-chema mudare redzimhosva achiti akagurwa kunorira nemudzimai wake uyo asina ...

Batsirai mwana: Anoda US$10 000

Kingstone Mapupu MHURI inogara mumusha weBudiriro 5A, muHarare, yakatarisana nedambudziko guru remwana wayo ane makore ...

Akadashurwa netsvina kumeso

Muhamed Komboni MURUME anogara kuChikanga, kwaMutare, akamiswa mudare redzimhosva reko achipomerwa kurova mumwe mudzimai ...

Vanotambira $2 000 havachatera

Tandayi Motsi GURUKOTA rezvemari Professor Mthuli Ncube nemusi weChina svondo rapera vakatura hurongwa hwemari yebhajeti ...

MARARA POSE-POSE KWETE!

Chirongwa chino chakanangana nekuva neZimbabwe yakashambidzika, isina huchapa nezvirwere uye inoyevedza. Ngatibatsiranei ...

‘Izvi hazviitwe, zvinoshura’

Munyori weKwayedza ZVINOSHURA kana kuyera patsika dzevanhu vatema kuti munhu agare nebhokisi rekuti agozovigirwa kana ...

Mubairo hutu neZimpapers

Rudo Muchedzi KAMBANI huru mune zvenhau munyika muno, yeZimpapers, yakawana mubairo weSustainable Development Goals ...

Ngozi haipedzwe nekutsipikwa

Wedzerai Nhemachena MUCHIKAMU chekutanga svondo rakapera pachikuva vhino Bembera Padare, takaonesana nyaya dzinenge ...

4 years ago | November 27, 2019

Vanotambira $2 000 havachatera

Tandayi Motsi GURUKOTA rezvemari Professor Mthuli Ncube nemusi weChina svondo rapera vakatura hurongwa hwemari yebhajeti ...

4 years ago | November 25, 2019

Namtazz Music yauya nezvitsva

Malven Mugadzikwa VAIMBI vari kusimukira mumusambo wechitendero, vanoti chinamato chinofanirwa kudzokera pakare apo ...

Mwana akarohwa nemheni achangobva kunyora O-Level

Liberty Dube MWANA anga achidzidza pachikoro cheNyamauru High School chiri kwaMutare uyo ainge achangobva mukupedza ...

4 years ago | November 22, 2019

Mbudzi: Chivanhu nechiKristu

Kingstone Mapupu MWEDZI waMbudzi kubva pasichigare unonzi une zviyerwa zvakawanda uye unotorwa senguva yekuzorora kuita ...

‘Prophet’ omuka chipoko

Shelton Masina ari kuBULAWAYO MUKADZI anogara kuno anoti ari kuoneswa ndondo nechipoko icho ari kufungidzira kuti ...

‘NYAMA YEMUNHU, KANA CHICKEN INOSARA PASI’

Kingstone Mapupu “NYAMA yemunhu, ‘chicken’ kana ‘beef’ inosara pasi. Yakapfava zvekupfava zviya — kunyanya kana iri ...

Ticha orova vana zvibhakera

Muchaneta Chimuka VERUZHINJI vari kushora zvikuru zvakaitwa nemumwe ticha uyo ari kubuda parimwe vhidhiyo riri ...

Selmor otunzvaidzwa

Abel Ndooka MUIMBI weAfro-Jazz Selmor Mtukudzi orumbidzwa zvikuru nebasa raari kuita rekushanda nevamwe vaimbi vari ...

Ngwarirai mvura ine dutu: Met Dept

Mvura inotarisirwa kubaya yakawanda zvikuru munyika yose kubvira neChitatu chino kusvika neChishanu. Matunhu ...

Dzidzo yakawedzerwa mari

Joseph Madzimure CHIKAMU chedzidzo ndicho chakapihwa mari yakawanda kudarika mamwe mapazi eHurumende inova $10,7 ...

MARARA POSE POSE!

Chirongwa chino chakanangana nekuva neZimbabwe yakashambidzika, isina huchapa nezvirwere uye inoyevedza. Ngatibatsiranei ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey