BABA naamai vekuoneswa ndondo nemwanakomana wavo uyo wavanoti anogara achivarova pamwe nekufurufusha maroja avo ...
MURUME anova samusha anoti ari kuoneswa ndondo nemudzimai wake uyo anomurikita kumurova achimudhonza sikarudzi yake, ...
MUNE imwe yenyaya dzekurwisa nekutyisidzira vatori venhau, mutori wenhau weKwayedza, Muchaneta Chimuka, asangana ...
VATORI venhau veKwayedza nemusi weChitatu svondo rapera vakarwiswa nemumwe sabhuku achibatsirana nemhomho yevanhu ...
MUDZIMAI wemutungamiri wenyika, First Lady Amai Auxillia Mngangagwa, vanoti mapoka ezvenhau ane basa guru rekurwisa ...
VAKURU vezvikoro nevamwe vanoona nezvekufambiswa kwebasa muzvikoro semaSchool Development Committee vanofanira ...
MUSIKANA anoshanda pamba iri kuNorton anoti akaita chadzimira, ndokufenda pakarepo mushure mekupinda muimwe imba ...
ZVIZVARWA zvemuZimbabwe zvinoti zvarasikirwa zvikuru zvichitevera kushaya kwevaimbove mutungamiri wenyika, Cde Robert ...
ROJA remuHarare rakazvuzvurudzirwa kudare redzimhosva nemuridzi wepamba paraimbogara richinzi riri kumushungurudza ...
MWANA mukomana ane makore matanhatu ekuberekwa akatsva zvakaipisisa apo akawira murufuse rwunodaidzwa kunzi “spinning ...
ZVIZVARWA zvemuZimbabwe zvinoti zviri kushushikana zvikuru nekuda kwehondo yemarudzi iyo yaona vanhu vemuSA vachidzinga, ...
MASHOKO anotevera mamwe eakataurwa naCde Robert Mugabe apo vaive pamakungano akasiyana.
VAGARI vemuChitungwiza vanoti vaomerwa neupenyu zvichitevera kunetsa kwemvura zvekuti vamwe vasvitsa mwedzi misere ...
MURUME wekuGoromonzi ari kutongwa nedare rasadunhu weko nenyaya yaari kupomerwa yekudanana nemwanasikana wake uyo ava ...
MURIDZI wemba akaendesa roja rake kudare redzimhosva achiti riri kumusvotesa richiti anopona nekudya mafetikuku kana ...
MUKADZI wekwaMambo Mangwende, kwaMurehwa, anonzi akafa, ndokuvigwa kaverevere svondo rapera mushure mekunge anwiswa muti ...
MURUME anoita basa rehukoronyera pamusika mukuru weMbare svondo rapera akasara angoshama muromo apo imwe ye$500 yaainge ...
MURUME anogara mubhuku rekwaZhangira, kwaSeke — wekumiswa mudare nemhosva yekubaya muzukuru wake pahuro nebanga uyo ...
MURUME wekwaMarange, kwaMutare, anonzi svondo rapera akamuka chibhebhenenga ndokuponda baba vake achivatema nedemo apo ...
VANHU vaive mudare vakakahadzika zvikuru apo mumwe mukomana akati mukoma wake anogara achimutyisidzira kuti anoda ropa ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey