NHAU DZEMUNO

7 years ago | February 3, 2017

‘Ndiko kuti munhu apfidze’

Munyori weKwayedza VAMWEWO vanhu vanopa mafungiro akasiyana panyaya yekusunga murume kana mudzimai anenge ari muwanano ...

Ndinokiya varume: madzibaba‘. . . unza makii kana zvipfeko’ ‘. . ...

Kingstone Mapupu MURUME wekuChitungwiza uyo anozviti muporofita, ari kushandira vanhu nemumwe mutoo — ane mazikii aanoti ...

Murume akagadzikwa mudhishi . . .mudzimai apa chikomba mota

Kingstone Mapupu MURUME wekuNorton, uyo wekutengera mudzimai wake nemhuri motokari yekuti vashandise apo iye aive ...

Mahwindi aitamba zvinyadzi

Kingstone Mapupu MAHWINDI ekuita musarinya wekuimba nekutamba zvinyadzi vakatakura chitunha chemumwe wavo panzvimbo ...

Vanogona kusaroora zvachose’

Munyori weKwayedza MUKURU wesangano reZimbabwe National Practitioners Association (ZNPA), VaFriday Chisanyu, vanoti ...

7 years ago | January 27, 2017

Mambo vakarohwa parufu

MAMBO Chivero vekuMhondoro, kuMashonaland West, vakarohwa senyoka yapinda mumba zvose nemwanakomana namabharani wavo ...

Vorwira HIV

Ndiwe wakandizora: Murume Iwe ukati unondida: Mukadzi Trymore Muvhawa— MURUME wekuEpworth, muHarare, ari kupomera ...

Akatiza mwana chirema

 ‘Kudzinza kwedu hakuna zvakadaro’ MURUME wekuEpworth, muHarare, ari kunzi akatiza mudzimai wake mushure mekunge abara ...

Mbuya vekuroya nenyoka vakafa

CHEMBERE yekuZhombe, iyo yakubuda pachena ichiti inoroya zvemandiriri uye kuti haichada mabasa erima aya mushure mekunge ...

Mwana akabira amai

MUKOMANA wekuDema, wekupaza denga remba yaamai vake ndokuba midziyo inokosha US$398, akazozvidemba mushure mekubatwa ...

Akapihwa gupuro nemukadzi

Tafadzwa Mutsotso— MURUME wekupihwa gupuro re$0,25 nemudzimai wake akashamisa vanhu vaive mudare apo akati anoda ...

Vakabatsirana kubhinya hanzvadzi

VAKOMANA vana vekuenda kudare reChitungwiza Magistrates’ Courts vachinoita vafakazi panyaya yekubiwa kwekombiyuta ...

Musikana webasa akaba midziyo

MUSIKANA aishanda basa remumba kwaSeke akaudza dare kuti akabira mukadzi waaisevenzera midziyo inokosha US$266 nekuti ...

‘Ungori murume wezita’

Tafadzwa Mutsotso— MUMWE mukadzi anoti murume wake anogara achimuudza kuti achamuisira muchetura mune zvekudya ...

kwayedza haisi kumira

BEPANHAU reKwayedza riri kuramba richisimukira zvikuru sezvo rava kuverengwa nevanhu vakawanda, avo pari zvino vave ...

Izvi hazviitwe: Charumbira

MUKURU wemadzimambo nemadzishe munyika, Mambo Fortune Charumbira, vanoshora zvikuru kurohwa kwaMambo Chivero vachiti ...

Zvematongerwo enyika

Munyaradzi Gunduza— 5. Sarudza nhetembo ina dzezvematongerwo enyika dzakanyorwa navananyanduri vakasiyana dziri ...

Zvanzi Jesu ari kuBudaz

IMBWA HAIHUKURE SADZA DAI Jesu ainzi adzoka, uye ari kuBudaz kana kuDomboshawa, waiita sei? Vazhinji vedu taivhara ...

Ndapona: Mukadzi wekudya chevakuru

MUKADZI wekwaChikwaka, kuGoromonzi – uyo akaita mashura apo anonzi akaedza kudya mwana wake kasvava kaainge achangobva ...

Vamwene imi muri pfambi: muroora

‘Makaita vana nevarume vakasiyana’ Trymore Muvhawa VAMWENE vakadunura mudare redzimhosva vachiti vari kuoneswa pfumvu ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>