Nhau Dzeutano

2 years ago | December 2, 2021

Kunzwisisa pamusoro pegonorrhea

APO pasi rose riri kumhanyidzana nekurwisana nedenda ranetsa reCovid-19, vanhu vari kuramba vachidanana uye vachisangana ...

2 years ago | December 1, 2021

‘Kuzengurira kubaiwa kuchatipinza panjodzi’

Nqobile Tshili HURUMENDE inoti kuzengurira kubaiwa majekiseni ekudzvirira chirwere cheCovid-19 kuri kuitwa nevamwe vanhu ...

2 years ago | November 29, 2021

Kurwiswa kweCovid-19 kwosimbaradzwa  

Thupeyo Muleya  KUVHENEKWA kwechirwere cheCovid-19 kuvanhu vari kupinda muZimbabwe vachibva kunze – zvikuru vari kubva ...

Zviri pamusoro peCovid itsva

Thandeka Moyo-Ndlovu MHANDO itsva yehutachiona hwechirwere cheCovid-19 iyo inonzi yava kuSouth Africa neBotswana iri ...

Vanhurume farirai kubaiwa – Padare

Abel Ndooka SANGANO rePadare/Enkudleni Men’s Forum on Gender rakavamba chirongwa chekukurudzira vanhurume kuti vaite ...

2 years ago | November 26, 2021

Dingindira idzva rechenjedzo yeAIDS

Tadiwa Nyatanga DINGINDIRA idzva nemufananidzo zvechirongwa chekupa chenjedzo cheWorld AIDS Campaign zvakaparurwa ...

2 years ago | November 25, 2021

‘Ngatingwarirei zororo rasvika’

Phillipa Mukome-Chinhoi VERUZHINJI vari kukurudzirwa kuti varambe vachitevedzera matanho ekurwisa Covid-19, zvikuru apo ...

90pc yevadzidzi vabaiwa nhomba

Munyori weKwayedza CHIKAMU chinodarika 90 percent chevana vechikoro vane makore 16 okuberekwa zvichikwira – kunyanya ...

Vabaiwa nhomba vari kuwanda

Tandayi Motsi BAZI reutano nekurerwa kwevana, rakabatana neredzidzo yepuraimari nesekondari, vari kusimbaradza chirongwa ...

‘Vamwe tave kuvarairwa’

Muchaneta Chimuka ZVISINEI nekuti huwandu hwenyaya dzechirwere cheCovid-19 uye ndufu dzacho dziri kuderera, veruzhinji ...

2 years ago | November 24, 2021

Covid yakanganisa zvirongwa zveHIV

Muchaneta Chimuka CHIRWERE cheCovid-19 chinonzi chiri kuderedza budiriro iri kuitwa mukuedza kurwisa HIV zvichitevera ...

2 years ago | November 23, 2021

Madzimai tadzoserwa shure’

Abel Ndooka SANGANO reWomen’s Coalition of Zimbabwe (WCoZ) rinoti kunyuka kwedenda reCovid-19 kwakadzosera shure ...

2 years ago | November 18, 2021

Matanho ekubaya vanhu 10 miriyoni

Tandayi Motsi BAZI reutano nekurerwa kwevana rave nehurongwa hwakadzama hwekubaya vanhu vanosvika 10 miriyoni majekiseni ...

2 years ago | November 17, 2021

‘Fourth wave’ yodzivirirwa

Tandayi Motsi HURUMENDE yawedzera matanho ekudzivirira kupararira kwechirwere cheCovid-19 nemamwe masvondo maviri ...

‘Covid-19 yativhurira mukana’

Kingstone Mapupu VAGARI vakakomberedza purazi reDrummond kana kuti Hunyani Estate kuLydiate, kuNorton vobatsirwa ...

Nzvimbo dzekubaira nhomba muzvikoro

Tanyaradzwa Rusike naNokuthula Dube MUTEVEDZERI wegurukota rezveutano nekurerwa kwevana, Dr John Mangwiro, vanoti ...

2 years ago | November 14, 2021

‘Ngatidzivirire 4th wave nekubaiwa nhomba’

Tandayi Motsi MUTEVEDZERI wegurukota rezveutano nekurerwa kwevana, Dr John Mangwiro, vanoti Zimbabwe inokwanisa kumisa ...

. . . tapihwa chidzidzo chikuru

Malven Mugadzikwa GURUKOTA rezvemaindasitiri nenyaya dzekutengeserana, Dr Sekai Nzenza, vanoti denda reCovid-19 rapa ...

2 years ago | November 12, 2021

Zimpapers yobatsira kurwisa gomarara

Muchaneta Chimuka KAMBANI huru mune zvenhau munyika muno yeZimpapers yasimbaradza chirongwa chayo chekurwisa denda ...

2 years ago | November 11, 2021

‘Ruzhinji rwedu ngarudzivirirwe’

Tandayi Motsi HURUMENDE inoti zvakakosha kuti vanhu vasati vabaiwa majekiseni ekudzivirira Covid-19 vabaiwe nhomba idzi ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey