Ngoma Nehosho

6 years ago | August 24, 2018

Fembera—Fembera Tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti mutambi watakaburitsa papeji rino – uyo ane mukurumbura munyaya ...

6 years ago | August 17, 2018

‘Kereke yapinda matsotsi’

Abel Ndooka MUIMBI wechitendero — Robert ‘Robbie’ Mandiki — otsoropodza zvikuru vamwe vemachechi vari kushandisa zita ...

Fembera—Fembera Tione!

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambi uyu – uyo ane mukurumbira munyaya dzemadhirama – ndiani. ...

6 years ago | August 10, 2018

Chivaviro akazviita zvakare

Malven Mugadzikwa MUIMBI ane mukurumbira mumusambo wechitendero Reverend Togarepi Chivaviro vanoti vatsigiri ...

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti munhu – uyo watakaburitsa papeji rino anove mudetembi mukuru ...

6 years ago | August 8, 2018

Runyararo muZim: Seke Mutema

Malven Mugadzikwa ZVIZVARWA zveZimbabwe zvokurudzirwa kugarisana murunyararo zvisinei nekusiyana kwemafungiro uye ...

6 years ago | August 3, 2018

‘Tiri kufira mafufu segonzo’

Muchaneta Chimuka MUIMBI wechidiki wemusambo weReggae ari kusimukira ochema-chema nekushaya rutsigiro rwakakwana kubva ...

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere mutiudze kuti munhu uyu – uyo anove mudetembi mukuru (poet) zvakare ari munyori wenziyo ...

6 years ago | July 27, 2018

Vava nemadhigirii ekuimba mimhanzi

Daphne Machiri GURUKOTA redzidzo yepamusoro, sainzi nekuvandudzwa kwemichina, Professor Amon Murwira, vanoti veruzhinji ...

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi watakaburitsa papeji rino – uyo ane mukurumbira ...

Chinos ava ne’band’

Kingstone Mapupu NHENGO yeZANU-PF iri kukwikwidza musarudzo dzeNational Assembly kudunhu reBuhera South, Cde Joseph ...

6 years ago | July 20, 2018

Ndadzoka zvachose: Gulf Makina

Lizzy Mushoriwa— MUIMBI wemusambo weSungura, Gulf Makina —  uyo akamboimba namushakabvu Paul Matavire — anoti ...

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu — uyo ane mukurumbira mumusambo weAfro-fusion munyika muno ...

6 years ago | July 13, 2018

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi watakaburitsa papeji rino – uyo ane mukurumbira ...

Gwenyambira odzidzisa vamwe

Gamuchirai Muzanenhamu— GWENYAMBIRA anova mudzidzi wepaBelvedere Technical Teacher’s College, muHarare osimudzira ...

6 years ago | July 6, 2018

Fembera-Fembera Tione?

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudzei kuti muimbi uyu — uyo ane mukurumbira mumusambo weAfro-jazz uye aine ...

Tembo akaparura dambarefu

SHASHA munyaya yemusambo weSungura — Paradzai ‘Tembo’ Gaimbe (47) — nechikwata chake cheThe New Blue Seeds vakabura ...

‘Mhanzi isingavake bodo’

MUIMBI wemusambo wechitendero, Praise Makumbirofa, anoti vechidiki ngavafarire kuparidza shoko raMwari pane kuswera ...

6 years ago | June 29, 2018

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudzei kuti mudzimai watakaburitsa papeji rino – uyo ane mukurumbira ...

6 years ago | June 22, 2018

‘Vechidiki zvibatei’

VECHIDIKI vokurudzirwa kuti vazvibate senzira yekuzvichengetedza kubva kuzvirwere zvepabonde zvinosanganisira HIV neAIDS.

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>