NHAU DZEMUNO

8 years ago | April 15, 2016

Akakumba mibairo nekupfeka

AKANGE ari makuwerere paimwe hotera iri muHarare nemusi weChishanu svondo rapera apo vanhukadzi vakapinda mumakwikwi ...

Zim @ 36: ‘Tinodada nerunyararo’

ZVIZVARWA zveZimbabwe neMuvhuro unotevera zvichabatana mukupemberera kusv0itsa makore 36 nyika ino yawana kuzvitonga ...

Kufunga kusvika wapfungaira

ZVAKANZI nemumwe mufundisi wakare aizni Charles Spurgeon, gore harina nguva yakawanda sekuwanda kwakaita zvinhu ...

‘Chenzira’ Romeo akawana hama

MWANA uya ane makore 16 okuberekwa wekwaTandi, kwaRusape, uyo ange ave “chenzira” achigara mumigwagwa yemuHarare nekuda ...

8 years ago | April 11, 2016

Akaenda nemubairo wekuchena

Malven Mugadzikwa AKANGE ari makuwerere paimwe hotera iri muHarare nemusi weChishanu svondo rapera apo vanhukadzi ...

8 years ago | April 8, 2016

Muporofita akafa akabatwa nemweya

MUPOROFITA ane mbiri wekuMarondera anonzi akany’udzwa mudziva nenjuzu akafa apo aishandira mumwewo muporofita ainzi ...

Vamwe vakamhanyiswa nenyoka mbiri pamasowe

MAPOSITORI veJohane Masowe weChishanu avo vaiva vakaungana kwaSeke pedyo nekuUnit L, kuChitungwiza, vanonzi vakazoita ...

Vanodya pamwe chete nezvidhoma…Nekuvapisira musha, ...

MUNYAYA inorovesa hana, zvinhu zvinofungirwa kuti zvidhoma kana kuti zvikwambo zvashungurudza imwe mhuri yekwaZimunya, ...

Vatori venhau vakafizuka vari pabasa

VATORI venhau veKwayedza vakachiona nemusi weChishanu wadarika apo vamwe vavo vakabatwa nehope dzemadzikirira vari ...

Imbwa dziri kuruma vatenzi

MUDZIMAI nemurume wake, avo vava chembere neharahwa vekuChivhu, vanoti vashaiswa rugare nembwa dzemwanakomana wavo idzo ...

Kana baba ‘vafadzwa’ nemukadzi mudiki …Vanorikita mwana ...

MWANA ane makore 16 okuberekwa wekwaTandi, kwaRusape, ave “chenzira” mumigwagwa yemuHarare nekuda kwekuti anoti anogara ...

Diamond fm yapisa kuMakomoyo

NHEPFENYURO itsva yekambani huru pakuburitsa nhau, yeZimpapers – yeDiamond FM – iyo inotepfenyura iri kwaMutare, yadzika ...

‘Hadzisi nyoka, asi kuti mishonga’

NYANZVI munyaya dzechivanhu, Sekuru Elisha Mutanga, vanoti nyaya yenyoka dzinonzi dzakaonekwa dzichirwa parimwe sowe ...

IMBWA HAIHUKURE SADZA: Kurova seshuga mutii

NDAKAMBOSHANDA pane imwe kambani kwemakore gumi. Pamakore andakashanda pakambani iyi, ndakapedzisira ndave nehama ...

8 years ago | April 6, 2016

Makuva 5 akangoshama

MAKUVA mashanu ekufuma akacherwa pamumwe musha nevanhu vasingazivikanwe kwaSabhuku Marenga, kwaMashayamombe, kuMhondoro, ...

8 years ago | April 5, 2016

Makuva mashanu akangoshama pamusha

MAKUVA mashanu ekufuma akacherwa pamumwe musha nevanhu vasingazivikanwe kwaSabhuku Marenga, kwaMashayamombe, kuMhondoro, ...

8 years ago | April 1, 2016

Kunhuwa hudzi … ‘Ukasvipa munhu zvinonamatirana newe’

“UMM, murume uyu ane kahwema kanobuda paari zvekuti kana uchitaura naye unetenge wakateya mhepo. Kunhuwa kuti kutu-u!

8 years ago | March 31, 2016

‘Ndakadyisa murume madororo, chikorobho’

MUKADZI wemumusha weKuwadzana Extension, muHarare, ari kuita kuimba chaiko kumurume wake, achireurura kumupfuhwira kwaakaita.

Pakarepo…Muporofita tasa arohwa nechidhoma

PANE muporofita akafa pakarepo apo akaedza kubvisa zvidhoma kana kuti zvikwambo muimwe imba inonzi ine makore anodarika ...

‘Zvemukadzi uyu handichada’

MURUME ane mukadzi ari kubuda pachena achiti akamudyisa mupfuhwira waive wakasanganiswa nemadororo, chikorobho pamwe ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey