NHAU DZEMUNO

8 years ago | April 25, 2016

Mukuwasha anorova ambuya

Yvonne Chidochashe Manyanja MUMWE mukuwasha akaendeswa kudare reHarare Civil Court achipomerwa mhosva yekurikita ambuya, ...

8 years ago | April 22, 2016

Mishonga yeku‘Moza’yapanduka . . . ‘Ndakauraisa mwana wangu’ . . ...

MURUME wechidiki kuMuzarabani, uyo akanotora mishonga yekuti apfume kun’anga yekuMozambique, anoti mishonga yaakaromba ...

ZVIDHOMA ZVAKABVUTA SADZA PARUFU . . . Vanhu vakasara vaine nzara

VANHU vaiva parufu rwemumwe murume kuMbare, muHarare, vakasara miromo yavo yakaoma kuti papata nenzara nguva pfupi ...

MUROORA ANOGEZA TEZVARA . . . Zvese nekuvabvisa nekuvapfekedza mbatya

NYAYA yevaroora vaviri vanonzi vari kugezesa tezvara vavo avo vari kurwara pamwe nekuvapfekedza manapukeni yakonzera ...

Masvikiro akapemberera

MASANGANO anoita zvechivanhu nemusi weMuvhuro svondo rino akabatana nenyika nyose mukupemberera zuva rekuwana kuzvitonga ...

Mabhini mashoma: EMA

SANGANO reEnvironmental Management Agency (EMA) rinoti mabhini mashoma zvikuru muguta reHarare kana zvichienzaniswa ...

Orikita, kutuka amai achivananga huroyi

Yvonne Chidochashe Manyanja MWANAKOMANA wekupomerwa kugara achirova amai vake pamwe nekuvananga huroyi akamiswa pamberi ...

Kambo kerusununguko rweZim

MUIMBI ari kusimukira, Dennis Dausi (27), uyo anozivikanwa nezita remadunhurirwa rekuti Madzibaba Teaspoon akabura kambo ...

‘Harisi basa remuroora’

VERUZHINJI vanoshora zviri kuitwa nevamwe varoora vaviri vekuBulawayo avo vari kupanana majana ekugezesa tezvara vavo ...

‘Ndinorohwa namadhamu’

Yvonne Chidochashe Manyanja MURUME ari kudzidzira basa rehukoti anoti aoneswa pfumvu nemukadzi wake uyo waari kupomera ...

Ofemeswa nemukadzi

Amager Mufema MUKADZI wekunzi aiita shaisano kuburikidza nekugara achifona pese-pese pamwe nekutumira mashoko panhare ...

Makarwa mumire vana vevhu

naChristine Mudekwe Chaiva chapwititi hondo ichitsva paChimoyo kuMozambique. Uko Zanu yakatungamirira, apo paiva negamba ...

8 years ago | April 15, 2016

Ndinodya nyama yevanhu: Mwana (13)

MWANA wechipositori ane makore 13 okuberekwa wekwaSeke ari kuita kuimba chaiko achizviti muroyi wemandiriri uye ...

Michelle: Zvangu zviri muropa

MICHELLE Tawanda Bwititi, mushamarari ari kupisa panhepfenyuro yeDiamond FM – iyo yazunguza vakawanda kuManicaland – ...

Mukadzi kuzviroora: Inoitawo here iyoyo? l ‘Murume anogara ...

“AIWA tibvire apa! Uri kuti John akabvisa mari yakawanda chaizvo paakaroora musikana wake Joyce, svondo rapera? Mari ...

Akakumba mibairo nekupfeka

AKANGE ari makuwerere paimwe hotera iri muHarare nemusi weChishanu svondo rapera apo vanhukadzi vakapinda mumakwikwi ...

Zim @ 36: ‘Tinodada nerunyararo’

ZVIZVARWA zveZimbabwe neMuvhuro unotevera zvichabatana mukupemberera kusv0itsa makore 36 nyika ino yawana kuzvitonga ...

Kufunga kusvika wapfungaira

ZVAKANZI nemumwe mufundisi wakare aizni Charles Spurgeon, gore harina nguva yakawanda sekuwanda kwakaita zvinhu ...

‘Chenzira’ Romeo akawana hama

MWANA uya ane makore 16 okuberekwa wekwaTandi, kwaRusape, uyo ange ave “chenzira” achigara mumigwagwa yemuHarare nekuda ...

8 years ago | April 11, 2016

Akaenda nemubairo wekuchena

Malven Mugadzikwa AKANGE ari makuwerere paimwe hotera iri muHarare nemusi weChishanu svondo rapera apo vanhukadzi ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey