Ongororo

8 years ago | November 27, 2015

Nemuroyi anodawo denga

KANA muroyi akadonhera pamba pemupositori, hazvireve kuti auya kuzonamatirwa kana kushandirwa. Hongu, kudonhera kwake ...

8 years ago | November 20, 2015

Unodyiwa nemaperefita!

NDINOTI makorokoto kumadzimai akabuda muKwayedza masvondo maviri adarika vakanga vachiti vakanwiswa ropa kumasowe. ...

MAONERO EDU: Rurimi rwaamai hwaro hwetsika

RURIMI rwaamai rwakakosha zvikuru nekuti kazhinji marwuri ndimo munobva hwaro hwetsika nemagariro endudzi dzakasiyana.

8 years ago | November 13, 2015

Remekedzai dzose nzvimbo dzinoyera

KUBVIRA pasichigare, munyika muno magara muine nzvimbo dzinonzi dzinoyera uye dzimwe dzacho dzichiri kuyereswa nanhasi ...

Kuita mari nezita raJesu!

NGATISUSUKIDZE nyaya yemari yatakatanga svondo rapfuura, tichibvunza kuti mweya wokuita mari yeSouth Africa kunge mazuda ...

Zanondega akasiya jira mumasese

TINOZVIZIVA kuti chara chimwe hachitswanyi inda. Vamwe vanozoyambirawo vachiti zanondega akapisa jira mumasese. Zvose ...

Vemachechi munodarireikowo?

MUKWAYEDZA makabuda nyaya yaiti kune madzimambo ari kushora zvikuru vamwe vanamati vanoenda mumakomo nekunzvimbo ...

8 years ago | November 6, 2015

MAONERO EDU: Ikodzero yemwana kuwaniswa dzidzo

ZIMBABWE inozivikanwa zvikuru pasi rose munyaya dzebudiriro muchikamu chedzidzo izvo zvaona nyika ino ichigara pamusoro ...

Makaonawo zvandakaona here?

IMBWA HAIHUKURE SADZA MAKAONAWO zvandakaona here? Kana musina kuona zvandakaona hamuone. Musatye zvenyu, handina kuona ...

8 years ago | October 30, 2015

Maonero edu: Mwana anokosha, muchengetedze!

SVONDO rino tine dzimwe nyaya dzinosuwisa zvikuru, nyaya dzevanhukadzi vanoti kana vagara nguva refu vasina kubata ...

Ngozi hadzisi ngirozi

IMBWA HAIHUKURE SADZA IYO mweya yatinongonzwa kuti mweya wati, kana kuti munhu akanzi nemweya zvakati, mweya rudzii? ...

9 years ago | October 23, 2015

Mwana wose anoda rudo rwemubereki

SVONDO rino tine nyaya mbiri dzinosuwisa zvikuru idzo dziri pamusoro pevanhukadzi vanoita mabasa echipfambi. Idzi inyaya ...

Benzi rabvuta chidhiraivho: IMBWA HAIHUKURE SADZA

NDICHIBVA kumusha svondo rakapera ndakasvika panzvimbo pakanga paitikira tsaona yakaoma kwazvo. Motokari yakanga yakaisa ...

Ndinobata mimba dzichingobva

MAKASIMBA here Tete Chipangamazano? Ndiri mukadzi ane makore 27 ekuzvarwa uye ndakawanikwa makore matatu adarika. Ini ...

Kurasikirwa nemikana muupenyu

Bishop Bismark vakati vazhinji vakatadza kuyambuka pamusana pezviito zvinosanganisira kutaura-taura kana kusaziva nguva ...

Mitemo yewanano yevechidiki

WANANO yevechidiki inosanganisira kuroorwa kana kuroodzwa kwevana vari pasi pemakore 18 ekuberekwa. Wanano idzi ...

9 years ago | October 16, 2015

MAONERO EDU: Rambanai pane kuzopondwa

MAZUVA ano nyaya dzemhirizhonga yemudzimba dziri kuwanda zvikuru zvisinei nekuti kune mitemo yekurwisa mhirizhonga ...

IMBWA HAIHUKURE SADZA: Zino irema rinodzurwa pamasowe

TIRI vanhu vanotya. Uye kutya kwedu kunotiita kuti titerere chero mamwe mazano anorera sederere. Tinotya zvinhu ...

9 years ago | October 9, 2015

MAONERO EDU: uz: Hapana chinokonesa

SVONDO rapera University yeZimbabwe yakapemberera kusvitsa makore 60 yavambwa uye kusvika pari zvino yabura shangwiti ...

Chechi yadhakwa sei?

MURUME wekuEpworth anonzi SingLawyer Mushunje anoti mufundisi, isvikiro, in’anga uye muporofita mukuru kuChiedza ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>