NHAU DZEMUNO

4 years ago | February 21, 2020

‘Ukangondiramba pari kufa munhu’

MUDZIMAI anogara mumusha weHighfield, muguta reHarare, ari kubheja kuti anotofanirwa kudzokerana nemurume wake uye kana ...

‘Mebo siyana nemurume wangu’

MUDZIMAI wemumusha weHighfield, muHarare, ari kuchema-chema achiti akahwapurirwa murume wake nemumwe mukadzi, pedzezvo ...

4 years ago | February 14, 2020

‘Nditori muSatanist azere’

MURUME wechidiki anogara kuUnit L, kuChitungwiza, kumusha achibva kuMhondoro, ari kuzviti muSatanist akazara izvo ...

Akafira ‘speaker’

MURUME anogara kuChikanga, maMutare, anonzi akapondwa neshamwari dzake mbiri vachimupomera mhosva yekuba speaker ...

Akadhonzwa rurimi nepinjisi

MURUME anogara mubhuku rekwaChikwariro, kwaMambo Marange, kwaMutare, akamiswa mudare achipomerwa mhosva yekurikita ...

VOCHAYA MAPOTO KUYUNIVHESITI

PANGUVA ino yekuoma kwezvinhu munyika, vamwe vadzidzi vekumayunivhesiti nemakoreji vanonzi vave kugarisana “sababa ...

Akapisira mudzimai magwaro edzidzo

MUDZIMAI wechidiki anodzidza paHarare Polytechnic College anoti akagurwa kunorira nemurume wake zvichitevera kumupisira ...

Otevera nemukanwa

Mudzimai wechidiki anogara kuUnit H, kuChitungwiza, anoti haasisina rugare mukurarama kwake zvichitevera mashura ari ...

‘Ipfambi asi ndinomuda’

VANHU vaive mudare vakakashamisika apo murume harahwa anogara mumusha weDzivaresekwa, muHarare, akati mudzimai wake ari ...

‘Ndakaramba kurara nen’anga’

MUMWE mupurisa akashaya pekupinda nenyadzi mudare mushure mekufumurwa nemudzimai wake kuti akaramba kurara nen’anga ...

Maporofita enhema obatwa kuChi-town

MUDZIMAI ane makore 24 ekuberekwa uyo anofamba achizviti muporofita weJohane Masowe akazoigochera pautsi zvichitevera ...

Hatidi zvakadaro: Prof Murwira

GURUKOTA redzidzo yepamusoro, sainzi nekuvandudzwa kweruzivo rwemichina, Professor Amon Murwira, vanoti Hurumende iri ...

Chipfambi chiriko: Zicosu

SANGANO rinomirira vadzidzi vekumayunivhesiti, makoreji nevari kufundira mabasa emaoko, reZimbabwe Congress of Students ...

Bindura yochema nemakorokoza

KANZURU yedhorobha reBindura inoti iri mushishi kutsvaga kumwe kwaingatora mvura yakachena inoshandiswa nevagari ...

Hwindi akadonha ndokufa

MUTYAIRI wekombi inoenda kwaMusana, kuBindura, akasungwa nemhosva yaari kupomerwa yekutyaira zvisina hanya zvikaita kuti ...

Nyanzvi dzoti hakuna zvakadaro

NYANZVI inoona nezveutano hwemhuri kubazi rezveutano nekurerwa kwevana (director for family health), Dr Bernard Madzima, ...

KUDZORA NDANGARIRO neZimpapers Knowledge Centre

KUWANA kuzvitonga kuzere kweZimbabwe kwakasimudzira mabasa ezveupfumi muMozambique, vanodaro President Samora Machel ...

4 years ago | February 8, 2020

Rwendo rwaperera pano . . .

Mutyairi wegonyeti iri anonzi aimhanya zvakanyanya zvakaita kuti ribude mumugwagwa paround-about iri munaAirport Road, ...

Kutamba neupenyu . . .

Mahwindi aya akange akarembera kumashure kwekombi yaifamba mumugwagwa waAirport Road, muHarare, nemusi weChishanu chino ...

4 years ago | February 7, 2020

MADZIMAI 21 NEVANA 100

MURUME n’anga anogara muUnit J, kuChitungwiza asi kumusha achibva kuMalawi, anoti haana chekumirira – ava nemadzimai 21 ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey