Denhe Reruzivo

6 years ago | May 4, 2018

— Zviwanikwa zveZimbabwe —

Juliet Sharon Tom SHATO (Inhlato/Python) SHATO inowanikwa muZimbabwe — iyo inodaidzwa kuti “African Rock Python” — ndiyo ...

‘Varairidzi zivai makombiyuta’

Daphne Machiri VARAIRIDZI vanokurudzirwa kuti vafambirane nenguva kuburikidza nekuvandudza mabasa avo neruzivo ...

Zvombo nemidziyo uye mabasa azvo

Ticha Danga HUTSANZI hwekugadzira zvombo zvekushandisa mumabasa kuti areruke hune nhoroondo inobvira kutangwa kwakaitwa ...

Ngano netsika dzaVaShona

Munyaradzi  Gunduza NGANO dzaivepo kuchengetedza tsika dzaVaShona, tsigira pfungwa iyi nengano shanu dzinobva mubhuku ...

ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti ziso regarwe.

Tsumo nengano namukanya

Mhinduro yesvondo rapera: Tipe tsumo inoenderana nekarungano aka:

Rodza pfungwa

Munyaradzi Gunduza MUBHUKU rinonzi Kereke Inofa wakadzidza zvakawanda maererano nezvemapindurirwo emibvunzo nemhinduro ...

6 years ago | April 27, 2018

Mungano zvinhu zvose zvinoitika

Munyaradzi Gunduza UCHITSIGIRA nengano shanu, jekesa kuti kunyange zvinhu zvinonzi hazviitiki muupenyu, mungano ...

Tsumo nemadimikira namukanya

Mhinduro yesvondo rapera: Tipe tsumo inoenderana nekarungano aka:

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti ziso rezizi. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvamwe vaverengi: ...

Kunyora mazita zvakanaka

Madham Chiks kuCHIVHU MASVONDO apera takataura nezvekupatsanurwa kwezviito pakunyora kunoita vana, tichiti chiito ...

Mazita anotumidzwa vanhu nezvavanoita

Ticha Danga MUKUUNDA kwatiri kuita gura redu, regai timbotsveyamisa gejo kuitira mabhan’a ayo atingasiya mukuedza kwedu ...

Mubairo weruchiva

BURITSA kusawirirana kwakasiyana-siyana kunokonzerwa neruchiva kubva mumutambo Kereke Inofa. [25] Ruchiva rwunokonzera ...

6 years ago | April 13, 2018

‘Tinoda maticha eEcd 15 000’

Tandayi Motsi GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari, Professor Paul Mavima, vanoti Zimbabwe inoda varaidzi vanosvika ...

$800 000 yemayunivhesiti nemakoreji

Tandayi Motsi HURUMENDE yakapa $800 000 kumayunivhesiti nemakoreji akasiyana emunyika muno kuti ange achiita tsvakurudzo ...

Vodzidzisa vechidiki mabasa emawoko

Daphne Machiri SANGANO rakazvimirira reOrphan Guardian Angel riri kutsigira chirongwa cheNew Curriculum kuburikidza ...

Tsumo nemadimikira namukanya

Ngano Mhinduro yesvondo rapera: Tipe tsumo inoenderana nekarungano aka: GUDO akanga asiri mbavha yemandiriri. Aiba ...

Mhuka dzinodaidzwa nemazera adzo

Ticha Danga CHIKAMU chakapfuura takabata mazera akanangana nevanhu. Rwendo rwuno tinoda kutarisa zvakanangana nemhuka. ...

Ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti dhumbudyamafuta kana dhumbuzhwa. Vamwe vanoti dendemafuta kana kuti dendefuta.

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>