NHAU DZEMUNO

4 years ago | December 27, 2019

Mukadzi opa varume muti wemubobobo

Danisa Masuku MUDZIMAI anogara kuFudu, mudunhu reNkayi, kuMatebeleland North, akapotsa arohwa neveruzhinji mushure ...

Zivai madzinde emitupo

Ticha Danga SEKUVIMBISA kwandakaita muchikamu chapfuura, ndichatora mukana uno kuti tipedzese chirongwa chedu chemipatsa ...

‘Upfumi, dzidzo zvinofambirana’

Muchaneta Chimuka VANA vechikoro vanoti kuoma kweupfumi munyika kumwe kuri kuita kuti vakundikane muzvidzidzo zvavo apo ...

‘Ndinodanana nemadzimai evanhu’

Sukoluhle Ndlovu MURUME anogara kwaMambo Chireya, kuGokwe, akaripiswa mombe nhatu nedare reko mushure mekubatwa nemhosva ...

Mutambiro waMai Nyasha unenge we…

IMBWA HAIKURIRE SADZA naIgnitious Mabasa PAUCHAITA zvauchaita Kisimusi ino, ziva muganhu. Pauchadya mari usakanganwe ...

Zvatinoda kuziva

Munyaradzi Gunduza SVONDO rapfuura ndakatsanangura pakuru zvinhu zvatinofanira kunge tichiita muchikamu chino mugore ...

Mwana wegomarara akashaya

Kingstone Mapupu MWANA wekuBudiriro, muHarare — wekubuda muKwayedza nguva pfupi yadarika achitsvagirwa rubatsiro rwemari ...

4 years ago | December 20, 2019

Tsika yekurasirira

Kingstone Mapupu “DAMBUDZIKO rako iri muzukuru — rekurambwa nevakadzi — rushambwa chairwo. Iye zvino vava vangani avo ...

musha wonaya tsvina yevanhu

Kingstone Mapupu MHURI igere kwaChikwaka, mudunhu reGoromonzi, inoti yasvika pakutiza musha sezvo ichioneswa chakati ...

SABHUKU AKADZIPWA NENYAMA PARUFU…‘Handichafa ndakadya futi ...

Hazel Marimbidza KWAKAITIKA bhaisikopo remahara kuNyamandlovu mazuva mashoma adarika apo mumwe sabhuku weko akarwa ...

Shato yakaunzwa mu‘court’

Abel Zhakata YAKAVE batai-batai padare reMutare Magistrates’ Courts nemusi weMuvhuro apo mhomho yevanhu yakaungana ...

Kumaruwa vakadofora

Harmony Agere ZVIKORO 87 — zvizhinji zvacho zvekumaruwa — ndizvo zvine vana vakafoira zvakanyanya kusvika pakuwana 0 ...

Varwere vakarapwa pachena

Malven Mugadzikwa KAMBANI inobika chingwa nekugaya upfu yeNatBake svondo rapera yakaita chirongwa chekurapisa varwere ...

Kurimwa kwesoya bhinzi kwosimbaradzwa

Kingstone Mapupu KURIMWA kwesoya bhinzi kosimbaradzwa kumativi mana enyika kuburikidza nenyanzvi dzezvekurima dziri ...

4 years ago | December 18, 2019

Kwava nemakoronyera eupfu: Mutashu

Muchaneta Chimuka naMalven Mugadzikwa MUTUNGAMIRI wesangano rinomirira vezvitoro, reConfederation of Zimbabwe Retailers ...

4 years ago | December 16, 2019

‘NDINOSHANDISA MUTI WEMUBOBOBO’

Kingstone Mapupu VANHU vaiva pataundishipi yekwaDzumbunu, kwaMambo Nyamweda, kuMhondoro, vakava nekushamiswa kukuru ...

Upfu hwadzika mutengo. . . asi makoronyera ohututa muzvitoro

Muchaneta Chimuka ZVIMWE zvitoro zvemuguta reHarare zviri kutevedza zvakataurwa neHurumende kuti zvidzikise mutengo ...

4 years ago | December 13, 2019

‘30 Years ndiri pfambi’

Abel Ndooka MUDZIMAI anoita basa rekutengesa muviri wake kuChiredzi anoti ava nemakore 30 “achirova ndima” asi ava ...

Ndinoshandisa Shato – pfambi

Abel Zhakata naTendai Gukutikwa “SHATO yangu ndinogara nayo ‘muroom’ mangu pahotera. Ndiyo inondikechera zvikomba ...

ATAMBUDZWA NEGUMBO

Kingstone Mapupu MURUME wechidiki wekuChipinge uyo anova nherera, anoti akazvarwa aine nyama yakarembera pagumbo rake ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey