NYAYA yekurwira pfuma yenhaka pakati pevana vemhuri imwe yakazosvika kumatare edzimhosva apo mumwe wavo uyo anova dangwe ...
MUDZIMAI wekuEntumbane, kuBulawayo, anoti ari kugara akabatira hana yake mumaoko zvichitevera mashoko anogarotaurwa ...
IMBOFUNGA izvi. Mhuri yose — baba, amai, vanasikana nevanakomana vabva zera — mose monzi nen’anga munofanirwa ...
MUDZIMAI wekwaMambo Chireya, kuGokwe, anonzi akazvara kasvava kakaita senguruve mushure mekunge anetsana nemuvakidzani ...
MURUME wekuMberengwa, kudunhu reMidlands, ari kunzi akajajada nedemo ambuya vake chembere, ndokubva vafa apo aivapomera ...
KAMBANI yeDelta Corporation yakapa zvigaro 1 000 nemadhesiki 540 zvinokosha $400 000 — kuburikidza nesangano reZimbabwe ...
MUKADZI aimboita basa rekutengesa muviri wake muguta reHarare ava kuzvidemba zvichitevera kupinzwa kwaanoti akaitwa ...
HURUMENDE iri kuyambira vemayunivhesiti kuti vasangokwidza mari zvisina tsarukano uye pasina mvumo.
KANZURU yeResearch Council of Zimbabwe (RCZ) inoti iri kuita ongororo munyika yose yekuona huwandu hwemari, vashandi ...
MURUME wemuHarare ari kuchema-chema achiti mukadzi wake ane hunhu hwekubvarura hembe neshangu dzake pasina chikonzero.
MWANA ane makore 12 okuberekwa wekuHatcliffe, muHarare, ari kutsvaga rubatsiro rweUS$30 000 rwekuti anorapwa kunyika ...
MWANAKOMANA wekutyora mutongo waakatemerwa nedare wekuti achengetedze runyararo pakati pake naamai vake ava kuzvidemba ...
MUSHANDI wepaHerentals Groups of Colleges, kuChitungwiza, akashamisa vanhu vaive mudare apo akabvuma mhosva yake yekuba ...
MURUME wekudhonzera aimbove mudzimai wake kudare achida kuti amubhadhare mari yemendenzi yekuriritira vana vavo vatatu ...
KUPA chinhu zita kunochipa simba. Kana makombi nemabhazi anopihwa mazita. Ko iwe zita rako rinorevei? Izita rekuti kana ...
MUDZIMAI anove shirikadzi wekuWarren Park, muHarare, anoti ari kudemba kudanana kwaakaita nemumwe murume uyo waari ...
MURUME wekuMabelreign, muHarare, anoti ari kuoneswa pfumvu nemudzimai wake uyo waanoti anomurova zuva nezuva.
MUSIKANA anogara kuMandara, muHarare, ari kuchema-chema achiti aimbova mukomana wake ane katsika kekutumira vanhu ...
VAMWE ambuya vakaendesa vazukuru vavo — vana nehanzvadzi yemurume wavo — kudare vachivampomera kuti vari kuvaonesa ...
MUDZIMAI anogara muEye Court, muHarare, asi kumusha achibva kuGokwe, ari kuti vakaitwa zvinorova neimwe n’anga yainge ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey