NHAU DZEMUNO

5 years ago | July 10, 2019

MUPOROFITA AKAZVAMBARADZWA PAMASOWE

PANE kunonzi kurohwa, kuzvambaradzwa, kudashurwa, kukinditswa, kukwapaidzwa kana kuzvamburwa.

Orarisa mukadzi nemwana panze

VANHU vaive mudare vakakahadzika apo mumwe mudzimai akati murume wake anotora chikafu chavanofanirwa kudya nemhuri ...

5 years ago | July 5, 2019

‘Murume handinzwe kumuda . . .’‘ndakabviswa humhandara nechidhoma’

MUKADZI wekuRuwa ane makore 32 ekuberekwa anoti ari kuoneswa pfumvu nechidhoma kana kuti chikwambo, icho chiri kumuita ...

Akafira makotopeya

MUNYAYA inosiririsa kwazvo, murume wekuMarondera uyo anga ava nemakore 55 ekuberekwa anonzi akadonha mumuti wemukotopeya ...

Akadambura munhu musoro

MURUME wechidiki wekuMuzarabani, kuMashonaland Central — uyo anofungidzirwa kuti murwere wepfungwa — akasungwa ...

Shavi tugu parufu… ‘hameno changa chandibata’

MUDZIMAI wepapurazi rakagariswa vanhu patsva reAdmore, kwaChivero, kuMhondoro, anonzi akabatwa neshavi kana kuti dhimoni ...

Chimuka weKwayedza akahwinha

VATORI venhau veZimpapers — vanosanganisira munyori weKwayedza Muchaneta Chimuka — vakahwapura mibairo yekunyora nhau ...

Apa Benenia mupenyu zvake . . .VAKAVIGA MHUKA VACHINZI MUNHU

MUNYAYA yatenderedza vagari vekuNyanga misoro, imwe mhuri yeko — ichishanda nemamwe maporofita — yakaviga mapfupa emhuka ...

‘Sungai baba, ndivo vakandibata’

NYAYA yemweya wengozi uri kusvika pane musikana wekwaMurehwa – uyo anoti akabatwa chibharo nababa vake, asi ndokunyepera ...

Nyau: Zvakavanzika zvose bvu

Vanoziva nezvezvinyau vanoti hazviwanzoda kuzivikanwa kana kufumurwa tsika dzazvo izvo zvinoita kuti zvityiwe.VIGURE ...

‘MHURI YOSE TIRI MBAVHA . . .‘Inini, vamwene, murume wangu nevaramu’

MUDZIMAI wechidiki uyo ari kupika jeri kuChikurubi Female Prison, muHarare, nemhosva yekuba ave kubuda pachena kuti ...

Kubatanidzwa kwemutemo wewanano newemaWiri

Munhu anonyora Wiri anenge aine kodzero yemidziyo yake kuburikidza nemutemo weWills Act (Chapter 6:06). Pane kudyidzana ...

Ozvuzvurudzwa namadhamu pabasa

MUMWE murume akachema-chema pamberi pedare achiti aimbove mudzimai wake ane katsika kekumushungurudza uye rimwe zuva ...

Vorwira pfuma yenhaka

CHIREVO chinoti pfuma yenhaka inoparadza hukama chava kuzadzikiswa nenyaya yehanzvadzikomana nehanzvadzisikana avo vava ...

5 years ago | June 28, 2019

‘Apa ndange Ndakacherera Us$200 000 pasi’

MURUME anogara mumusha weKuwadzana 7, muHarare, uyo aimboita zvemigodhi, ava kudya nhoko dzezvironda asi iye akafushira ...

‘Ndauraya vanhu 50’‘. . . ndikapengesa vamwe 100’

MURUME wechidiki wekuEpworth — uyo anoita zvehun’anga — ari kudura kuti auraya vanhu vanodarika 50 nemishonga uye ...

‘Mhofu anoita’

VARAIRIDZI vakasiyana vezvikwata zvinokwikwidza muCastle Premiership vanoti vatsigiri venhabvu kana vaongorori vemutambo ...

Akarambirwa mudare

MURUME anogara kuGlen View, muHarare — uyo wekumhan’arirwa nemudzimai wake kudare — akazokatyamadzwa mushure mekunzwa ...

Obvutirwa mugoti achibika

MURUME wechidiki wekumugodhi weTrojan Nickel Mine, kuBindura, anoti pane mashiripiti ari kuitika kwaari ekuti ...

Makuwerere kuADMA Agric Show

VANHU vakanga vari mavhu nemarara kubva musi wa13 kusvika 15 Chikumi muguta reHarare kumutambo weADMA Agric Show.

We value your opinion! Take a moment to complete our survey