NHAU DZEMUNO

5 years ago | April 5, 2019

Mapurisa akapedza zvidzidzo

MAPURISA 179 eZimbabwe Republic Police (ZRP) Support Unit nemusi weChishanu wadarika vakatambidzwa zvitupa zvekupedza ...

‘Handidanane nemurume wako ini’

MUKADZI wekuHighfield, muHarare, ari kuchema-chema mudare achiti anzwa nekurohwa nemumwe mudzimai anomupomera kuti ari ...

Mutemo unochengetedza here vanhukadzi kumhirizhonga?

MUCHINYORWA cheZimbabwe Electronic Law Journal chine musoro unoti, “Zvirango zvikuru zvemhirizhonga” Professor Feltoe ...

Akarovera baba kumubira

MURUME wekuChitungwiza akamiswa mudare redzimhosva reko nemhaka yekutema baba vake nesimbi achivapomera kuti vainge ...

Usaende kumasowe, izvi hazvidi madzibaba

KUNE zvinhu zvakawanda zviri kuitika. Kana usiri kuzviona usapedze nguva uchienda kumasowe nekuti hazvidi madzibaba.

ZVIKORO 43 ZVAVHARWA

MUKURU wezvedzidzo kudunhu reManicaland, VaEdward Shumba, vanoti Hurumende yakavharisa zvikoro 43 zviri kuChimanimani ...

Garikai anorova baba vake Gladys

MURUME samusha wekuMbare, muHarare, akaendesa mwanakomana wavo kudare achiti ari kugara achimurwisa mushure mekunge ...

Switzerland yocheresa zvibhorani

NYIKA yeSwitzerland — kuburikidza nechirongwa chayo cheSwiss Humanitarian Aid —yakabatsira neUS$2 miriyoni kuti ...

‘Landlord’ ofemeswa neroja

VANHU vaiva mudare vakakahadzika apo mumwe mudzimai akati haazi kukwanisa kubika zvekudya pachitofu chake chemagetsi ...

5 years ago | April 1, 2019

Mapurisa 179 vapedza zvidzidzo

Muchaneta Chimuka MAPURISA 179  eZimbabwe Republic Police (ZRP) Support Unit nemusi weChishanu chino vakatambidzwa ...

N’anga ndunge ashaya

Kingstone Mapupu N’ANGA yekuChipinge ine mukurumbira, Sekuru Charles Makuyana Ndunge, vanonzi vakashaya mangwanani ...

5 years ago | March 29, 2019

‘Baba vakandikumbira Kuti ndidanane namai’

“BABA vasati vafa, vakasiya vanditi ndigotora amai ndovaita mudzimai wangu – totogara tose. Izvi takawirirana kuitira ...

Mhuri yakatsvira mumba kuSA

VANHU 4 vemhuri imwe vemuZimbabwe vakafa, vamwe vavo vatatu ndokusara vakuvara zvakaipisisa apo vanonzi vakapisirwa ...

‘TABVISA MIMBA VAKADZI VEVANHU 80’

KUNE vasikana vanotengesa muviri vemuHarare vari kubuda pachena kuti ndivo vanoita basa rekubvisa madzimai akaroorwa ...

‘Ndoroyerwa kachasu’

MURUME anogara mumusha weNew St Mary’s, kuChitungwiza, anoti aoneswa nhamo nekuroyiwa nevanhu vaanoti vane godo avo ...

‘Cyclone Joanina haisvike muZim’

HURUMENDE iri kurambisisa mashoko ari kufambiswa neveruzhinji padandemutande – kusanganisira paWhatsApp – ayo anoti ...

‘Makunakuna, mweya yetsvina’

VACHIPAWO maonero avo pamusoro penyaya yekuti kuBulawayo kuna amai vakagarwa nhaka nemwanakomana wavo zvekuti vatova ...

Chi-town Trade Fair yatanga

SANGANO reChitungwiza Publicity Association nemusi weChina chino richatsigira chirongwa chekuratidzira mabasa akasiyana ...

‘Uku kuisa upenyu panjodzi’

NYAYA dzekubviswa kwepamuviri nerweseri imhosva huru munyika muno pasi pemutemo weTermination of Pregnancy Act sezvo ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey