Zvitsva

4 months ago | December 26, 2023

Vanonditi ndiri muroyi: Gogo

Kingstone Mapupu CHEMBERE yekwaNhakiwa, kwaMutoko, iri kurarama upenyu hwekuchengetwa nevatorwa uye dzimwe nguva ...

5 months ago | December 23, 2023

2023: Dzakaita mukurumbira

GORE ra2023 rasvika kwamvura yacheka makumbo uye Kwayedza inokupai dzimwe dzenhau dzayakaburitsa idzo dzakaita ...

5 months ago | December 21, 2023

Handibve pano: Madzibaba . . . muporofita orambira pamba pevaridzi

Kingstone Mapupu MURUME anogara mumusha weEast View Phase 21 kuCaledonia, kuRuwa – uyo akatora muporofita kuti ...

5 months ago | December 20, 2023

Zimcare Trust yava nekanzuru itsva

Munyori weKwayedza SANGANO reZimcare Trust riri kuita mabasa makukutu ekusimudzira raramo yevana vanorwara nepfungwa ...

5 months ago | December 17, 2023

3 vakaba US$10k vanyebera kurapa paFacebook

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) vekuGlen Norah, muguta reHarare, vari kuferefeta nyaya ...

‘Mhirizhonga haina kunaka, mhan’arai’

Kingstone Mapupu SANGANO rinomiririra vanasikana, reShamwari Yemwanasikana, rabatana neUNESCO nemapazi eHurumende ...

5 months ago | December 16, 2023

Vakaviga munhu asiriye, ndokuzofukunuriswa guva

Kingstone Mapupu HAMA dzevanhu vaviri avo vakapondwa kunzvimbo yemabhizimisi yeMkoba 14 neMkoba 16, kuGweru, nemusi wa4 ...

5 months ago | December 15, 2023

Voshaiswa rugare nembavha dzarura

Kingstone Mapupu VAGARI vekuWard 15 kuMhondoro-Mubayira pedyo neNorton vanoti vava kugara vakabatira hana mumaoko nekuda ...

5 months ago | December 13, 2023

CHITUNHA CHAKACHEMA, CHIKASVIMHA MISODZI . . . achiri mupenyu, ...

Kingstone Mapupu VAGARI vemukomboni yepapurazi reGlen Luce kana kuti Green riri kuNorton, pasi paMambo Nyamweda, ...

Mr Ugly akavigwa kuTafara

Kingstone Mapupu MURUME anga akabata mukombe wekunyangara pachiso munyika yose – Mr Ugly Zimbabwe, Mison Sere (51) – uyo ...

5 months ago | December 12, 2023

Chii chakadaro . . .? Baba vakapondwa, nhasi mwana (5) afawo ...

 Muchaneta Chimuka MUSHA weMufakose, muHarare, wakaputirwa nezviso zvekusuwa apo mwana mukomana weko wemakore mashanu ...

5 months ago | December 9, 2023

Apondwa achitamba snooker

Kingstone Mapupu MURUME ane makore 23 okuberekwa wakwaSabhuku Munyanyi, kwaNhema, kuShurugwi, anonzi akabaiwa nemumwewo ...

5 months ago | December 8, 2023

Apondwa achitamba snooker

Kingstone Mapupu MURUME ane makore 23 okuberekwa wakwaSabhuku Munyanyi, kwaNhema, kuShurugwi, anonzi akabaiwa nemumwewo ...

5 months ago | December 7, 2023

Mapatya oshanyira nzvimbo dzinoyevedza

Muchaneta Chimuka SENZIRA yekusimudzira nyaya dzekushanya munyika muno, sangano rinomirira mapatya, reTwins Association ...

Akaponda mudzimai akamusungirira pamubhedha

Kingstone Mapupu MURUME wekwaMambo Nhema, kuShurugwi, akarova mudzimai wake kusvikira afa apo ainge akamusungirira ...

Sakupwanya obatsira parufu rwaMr Ugly

Kingstone Mapupu NHENGO iri kumiririra bato riri kutonga reZanu-PF musarudzo dzekutsvaga mumiririri weMabvuku-Tafara ...

Aponda ‘girlfriend’, iye ndokuzvisungirira

Kingstone Mapupu MURUME anga achiita basa rechikorokoza achigara panzvimbo yemabhizimisi yeZuvarabuda Complex, ...

5 months ago | December 6, 2023

Murwere wepfungwa abatwa chibharo ndokuita pamuviri

Kingstone Mapupu MUDZIMAI ane makore 23 okuberekwa wekuClaremount Park, kuGweru, anonzi akabirwa RTGS$600 uye ...

Mr Ugly Sere ashaya

Kingstone Mapupu MURUME anga akabata mukombe wekunyangara pachiso munyika yose – Mr Ugly Zimbabwe, Mison Sere (51) – ...

‘Ndakaberekeswa zvidhoma namadzibaba’ . . . zvino ...

Kingstone Mapupu MUDZIMAI anogara kuHopley Zone 6, muHarare, anoti aona nhamo nekurohwa nezvikwambo izvo zvinomupfumbira ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey