NHAU DZEKUMATARE

8 years ago | February 26, 2016

‘Iwe uri kupfimba musikana webasa’

Yvonne Manyanja MURUME wekuendeswa kudare neaimbova mudzimai wake achinzi ari kumushungurudza pamwe nekupfimba musikana ...

MURUME AKAYANIKWA MUDARE… ‘Wakabata mwana ...

Yvonne Chidochashe Manyanja VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe mukadzi akati murume wake ave kumudzinga pamusha ...

Akabongomora mudare l ‘Dai ndakaziva ndisina kuroorwa’

Janet Chikotosa MUKADZI wekuti anogara achirohwa pamwe chete nekutukwa zvinyadzi nemurume wake akaridza mhere mudare ...

Baba vanoratidza vana mavhidhiyo ezvinyadzi

Janet Chikotosa VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe mukadzi akati murume wake anoona mavhidhiyo ezvinyadzi vana ...

‘Mushandi’ weZesa akairasa

MURUME wekuChitungwiza wekuzama noto nekufamba achinyepera kuve mushandi wekambani yeZESA Holdings achidzimira vanhu ...

‘Mwana wangu uri musatanist’

Yvonne Manyanja MWANASIKANA wekunzi muSatanist anotandanisa amai vake nebanga achida kuvabaya nekugara achivarova — uyo ...

8 years ago | February 23, 2016

Onobhurwa nemusikana waakaramba

Yvonne Chidochashe Manyanja MUKOMANA wekuti ari kuoneswa ndondo nekugara achirohwa nekutukwa zvinyandzi pajekerere ...

Akaona zvidhoma mukombi

Yvonne Chidochashe Manyanja MUKADZI wekunangwa huroyi nemurume wake achinzi ndiye ari kuita kuti zvinhu zvake ...

Mukuwasha akavharwa mbama naambuya ‘. . . ndipe roora ...

Janet Chikotosa AMBUYA vanonzi vakawatsura mukuwasha nembama zvakasimba zvikaita kuti aone nyeredzi nekuda kwenyaya ...

8 years ago | February 12, 2016

Murume wenyoka akanwa mushonga

MURUME wekwaChihota wekuti anochera nyoka achitengesera maporofita, n’anga nevamwewo vanhu – uyo wekupotsa mupurisa aida ...

Mufundisi akadhonzerwa kudare

Yvonne Chidochashe Manyanja MUFUNDISI akaendeswa kudare neaimbova mukadzi wake achida kuti riwedzere mari yaari kubvisa ...

Kana aputa mbanje . . .l Anozvambura sekuru l Akatovabvisa mazino ...

Yvonne Chidochashe Manyanja PANA sekuru vakaratidza mutongi wedare reHarare Civil Court, Marehwanazvo Gofa, mavende ayo ...

8 years ago | January 29, 2016

Ndinodanana nemukuwasha: Ambuya

MAMBO Chivero vekuMhondoro vatenderedzwa musoro nenyaya yemumwe mukuwasha naambuya veko avo vari kudura kuti vanodanana ...

Mwana akatsakatika

MWANA wepachikoro cheChemhondoro Secondary School kwaMangwende, kwaMurehwa, ari kutsvagwa nevabereki vake zvichitevera ...

Dhewa aoneswa moto nemukadzi ‘chinamira’

Janet Chikotosa MUMWE murume samusha akazopotera kudare apo aiti afemeswa nanyachide wake uyo anogara akaita “chinamira” ...

Kana arova mbanje . . . l Anozvambaradza vabereki l Ovapindira ...

Yvonne Chidochashe Manyanja MWANAKOMANA wekunzi ane marambadoro zvekugara achishungurudza baba naamai vake achivavimbisa ...

‘Muroora akandiisira muchetura mutii’

Yvonne Chidochashe Manyanja MUROORA anonzi akaisira vamwene vake muchetura musvutugadzike avo vakazopona neburi netsono ...

8 years ago | January 22, 2016

Nhaka yaramba l ‘Babamudiki handichada nezvenyu’ l ‘Ndibvirepo, ...

Janet Chikotosa NYAKUGARWA nhaka nababamudiki mushure mekufa kwemurume wake akazozvidemba apo akange ave kudzingwa pamba ...

‘Mweya’ unomutuma kuzvambura mukadzi

Nyasha Chabvonga PANE mukadzi anoti anogara achirohwa kunge nyoka yapinda mumba nemurume wake apo anenge akabatwa “nemweya”.

‘Ndakarohwa nemurume ndikasvodza’

Yvonne Chidochashe Manyanja VANHU vaive mudare vakashamiswa zvikuru apo mumwe mukadzi akati murume wake ari ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>