Muchaneta Chimuka CHIKAMU chinogadzira mafetireza chiri kusimukira zvikuru munyika muno zvichitevera kuvhurwa kwemuzinda ...
Muchaneta Chimuka MUDZIDZISI wepaMazowe Citrus Secondary School, kuMazowe — uyo anofundisa zvidzidzo zvekurima — oita ...
Munyori weKwayedza KAMBANI yeNational Foods Limited, kuburikidza nechikamu chayo cheStockfeeds Division, yakatanga ...
Premier Soccer League yaranga chikwata cheCAPS United icho chanzi chibhadhare faindi yeUS$4 500 pamwe nekutorerwa ...
‘. . . tinomborohwa tichinzi tiri mbavha’ Kingstone Mapupu VARUME vechidiki vatatu vanoti vasvuurwa nenhamo zvekusvika ...
Kingstone Mapupu MUDZIMAI wekuMhondoro anova mutyairi webhazi anoti hapana basa rinonzi rinokwanisa kuitwa nevarume ...
Ray Bande CHIDHOMA kana kuti chipoko chinonzi chanetsa vagari vekuNyanyadzi, kuChimanimani, uko kwachiri kuonekwa ...
Kingstone Mapupu INOTEVERA mimwe yemitengo yezvirimwa iri kuMbare Musika nekuLusaka Farmers Market, kuHighfield, ...
Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) anoti ari kutsvaga hama dzemurume akafa mushure mekusvetuka ...
Kingstone Mapupu MURUME wekuGokwe anonzi akapondwa nevazukuru vake vaviri vakange vachangoburitswa mujeri apo ...
Phillipa Mukome Chinhoi MUMWE murume akaendesa mwanakomana wake kudare achiti haadi kuti amuudze mashandisiro ...
Mashudu Mambo MURUME wekuBulawayo akamiswa mudare reko nemhosva yekuba bhegi (handbag) remukadzi waanoroja naye paimba ...
Kingstone Mapupu NYAYA yemukadzi anogara kuJ. Moyo Belapezi, kuEpworth — uyo ari kuzvimba dumbu uye achimbosanduka mimwe ...
Muchaneta Chimuka MWANA mukomana ane makore ekuzvarwa asati azivikanwa anonzi akatsika murume ane makore 52 ekuberekwa ...
PREMIUM Please subscribe to view this content.
Tandayi Motsi HURUMENDE yeSecond Republic yakazvipira kusimudzira mashandiro akanaka evatori venhau izvo zviri kuona ...
Theseus Shambare VANHU vanoba hove munzvimbo dzadzinochengetwa, idzo dzinosanganisira kumapurazi, vanofanira kukandwa ...
Abel Ndooka MURAIRIDZI weChicken Inn – Joey “Mafero” Antipas – anoti zvakakosha kuti zvikwata zvenhabvu zvinokwikwidza ...
Abel Ndooka CHIKWATA checricket chemaChevrons chakaenda kuBangladesh uko chichanotamba nemaTigers ekunyika iyi mumitambo ...
Abel Ndooka KUCHANGE kusingadanwe anonzwa svondo rino nemusi weMugovera kuGrange, muHarare apo ruzhinji rweZimbabwe ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey