Kuziva mbuya huudzwa

9 years ago | October 8, 2015

Akazvara sekera mudende!

SVONDO rino ngatimbotarisana nevabereki, kunyanya vane vana vakura zvokuti hazvivashamisi kuti kana ari mukomana, ...

9 years ago | August 28, 2015

Vana vanoda rubatsiro

PANGAVE nevamwe vasati vave neruzivo rwekuti bazi rinoona nezviri kuitika munyika (Ministry of Home Affairs) rave ...

9 years ago | August 7, 2015

Dzidzirai kupa, batsirai Bridget

PAMWE makanzwa nezvaBridget Mandimutsira pachirongwa chinoitwa naTilda Moyo-Karizamimba (Tilda’s Show) panhepfenyuro ...

9 years ago | July 24, 2015

Herinoi barika rekwaObama

VARI parumananzombe rwebarika vangacheme zvavo, asi chokwadi ndechokuti barika riri kwese kwese, uyewo hazvina ganda, ...

9 years ago | June 19, 2015

Vana vana, vasiyei vakure sevana

KWAPERA makore 39 vana vomumusha weSoweto, kuSouth Africa, vakadya marasha vakati, “Pasi nemutauro wechiAfrikaans muzvikoro.”

9 years ago | May 29, 2015

Ibenzi regwai rinofura paruware mafuro ariko

MANHERU ezuva reAfrica Day ndakazvitandadza nokuona mharidzo dzavafundisi vemakereke akasiyana-siyana. Rimwe DVD ...

9 years ago | May 22, 2015

Munhu munhu haavigwe ari mupenyu

CHISHONA kutapira – dapura hunanzva chairo! Sahwira wangu musi uno akataura nyaya yainzwisa tsitsi, nyaya iri maererano ...

9 years ago | May 15, 2015

Mabasa aDr Manyame anoda kupembedzwa

KANA pasvika panyaya dzokufambisa mashoko muvanhu, bazi reutano nderimwe remapazi atingapa mukombe nekuti kunyange ...

9 years ago | May 8, 2015

Panozvarwa voumambo, pane mutsindo

RUKUVHUTE harwusati rwadonha. Pari pachivanhu chedu anenge asati ave kuonekwa nomunhu wese wese. Kana muchipatara chaimo ...

9 years ago | March 20, 2015

Kuba kuba, kuuraya kuuraya!

KWASARA masvondo maviri kuti vanhu vapinde muzororo reEaster, zororo rokurangarira kurovererwa pamuchinjikwa kwamambo ...

9 years ago | March 13, 2015

Marwadzo azara muvanhu obvepi?

ENDA pakereke, parufu, pamusangano kana papi zvapo pakaungana vanhu, chinhu chawave kunzwa zvakanyanya mazuva ano inyaya ...

9 years ago | February 5, 2015

Kodzero ngadzirege kurasa gwara

PANE nhaurwa iri kunetsa mazuvano, nyaya yokurova kana kusarova vana, kunyangwe zvazvo vanhu vachiratidza kunge varasa ...

9 years ago | December 18, 2014

Rudo rweKirisimasi rwunofukidza zvose

MAKAKOMBORERWA, makagarika nokuti zvikanzi nebazi rinoona nezvokuverengwa kwavanhu (reZIMSTAT), kuitira kuti kuzivakanwe ...

9 years ago | December 13, 2014

Madzimai, chivanhu nenhaka

MAZUVA atiri kufamba nawo akagukuchira zviitiko. Svondo rapfuura chete kwakaitwa: musangano mukuru webato riri kutonga ...

10 years ago | August 14, 2014

Sadc ngaiite mbiri yemaguta

KWASARA mazuva mashoma-shoma nokuti musi weSvondo musangano uye weSadc uri kutanga. Mashoko ari kubva kuHurumende, ...

10 years ago | July 24, 2014

Harare yenge rwaivhi

BAZI rinoona nezvokukwezva vashanyi vanobva kunze kwenyika nevari munyika, reEnvironment and Tourism, rinogona ...

10 years ago | June 21, 2014

Kukudza vabereki zvinorevei?

MUSI weSvondo, Chikumi 15 kune vamwe vakacherechedza zuva rinoyeukwa nokupembedzwa vana baba, reFather’s Day, ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>