Nhau Dzeutano

4 years ago | September 22, 2020

Homwe yokurwisa chirwere cheCovid

Muchaneta Chimuka SANGANO reMédecins Sans Frontières (Doctors Without Boarders) (MSF) rakaumba homwe yekubatsira nyika ...

4 years ago | September 18, 2020

‘Curfew’ ichiriko

Munyori weKwayedza MUTEMO unorambidza veruzhinji kufamba-famba kubva nenguva dza8 dzemanheru kusvika na6 dzemangwanani ...

Vamwe vopotera kuchivanhu

Kingstone Mapupu KUSHANDISWA kwemishonga yechivanhu munyika muno nepasi rose kunoratidza kuti kwakakwira munguva ino ...

Covid-19: Votsvaga mazano kuvadzimu

Kingstone Mapupu MASVIKIRO nemachiremba echivanhu vekudunhu reHurungwe, kuMashonaland West, nevamwe vakabva kumamwe ...

Voita ongororo yeBhanan’ana

Runesu Gwidi MAMWE madhokotera emuno nemusi weChishanu svondo radarika vakaparura chirongwa chekuongororo kuti mushonga ...

Mazuva 4 hakuna afa

Tandayi Motsi HAPANA munhu afa nekuda kwechirwere cheCovid-19 muZimbabwe kwemazuva mana adarika kubva nemusi weMugovera ...

4 years ago | September 14, 2020

Voita ongororo yeBhanan’ana

Runesu Gwidi MAMWE madhokotera emuno nemusi weChishanu svondo radarika vakaparura chirongwa chekuongororo kuti mushonga ...

4 years ago | September 10, 2020

Bembera Padare: Usarasike, ita rako basa

KANA vanhu vachifamba rwendo rwavasingazive kuti vari kuenda kupi, vachinoitei ikoko kwavari kuenda, nokuti ndiko ...

4 years ago | September 6, 2020

MHCC yovhura muzinda maererano neCovid-19 kuEpworth

Bazi rezveutano nekurerwa kwevana svondo rino rakavhura muzinda uchange uchiwanikwa mashoko ari pamusoro pechirwere ...

4 years ago | September 3, 2020

Gomana rochiva amai: ‘Anondipindira mubhedhuru’ ‘Orara ...

MURUME wekwaMutare ane makore 32 okuberekwa ari kupomerwa mhosva yekuchiva amai vake vekumubereka zvekusvika pakuda ...

Bembera Padare: Iva mubereki anoyemurika

KANA vanhu vari parwendo, asi vasingasvike, vanokahadzika kuti kwavari kuenda chaiko ndekupi nokuti vanenge vachiona ...

4 years ago | August 22, 2020

Vokurudzirwa kuita hutsanana

Kingstone Mapupu MADZIMAI echidiki anogara muZvishavane, kuMidlands, ari kushanda neveruzhinji mudhorobha iri kurwisa ...

Mota dzemapurisa dzorwisa Covid-19

Kingstone Mapupu CHIKAMU chemapurisa eZimbabwe Republic Police, cheSupport Unit, chiri kurwisa kupararira kweCovid-19 ...

4 years ago | August 21, 2020

Akaponda mukuwasha

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ekwaNyamweda, kuMhondoro ari kuferefeta nyaya yatezvara weko ...

Akachena haatye kurehwa

naWedzerai Nhemachena POSE panotungamirwa vanhu hapashaikwe zvirehwa-rehwa — mungava mudzimba, mumakambani, mumakereke ...

Wekutanga kushaya neCovid-19 kuMasvingo

Tandayi Motsi DUNHU reMasvingo — roga muZimbabwe yose range risati rava nemunhu ashaika nekuda kweCovid-19 kubvira ...

Coronavirus: Idi nenhema

HAKUNA chikonzero chekuti vanhu vabvume kuti kutonhora kwakanyanya kana mamwe mamiriro ekunze angauraya utachiona ...

4 years ago | August 1, 2020

Maticha opinza vana panjodzi

ZVISINEI nekuwanda kuri kuita nyaya dzevanhu vari kuwanikwa vaine chirwere cheCovid-19 muZimbabwe, mamwe maticha ari ...

4 years ago | July 31, 2020

Vanoremara dzinza rose . . . Covid-19 yowedzera nhamo

MHURI ine vanhu vakaremara mitezo igere mubhuku raChigwada, kwaMambo Negomo, kuChiweshe inoti yaomerwa zvikuru neupenyu ...

4 years ago | July 30, 2020

Turkey yobatsira nechikafu

VAGARI vekuGadzema, kuChegutu, svondo rapera vakabatsirwa nezvekudya neveTurkish International Cooperation and ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey