Ongororo

5 years ago | September 13, 2019

MAONERO EDU: Zororai murugare Cde Mugabe

GORE dema rakafukidza nyika ino nemusi weChishanu chadarika zvichitevera kushaika kwevaimbove mutungamiri weZimbabwe, ...

Kubvunza ‘Ndiani afa’ iwe uriwe wafa

TINE zvinotisunganidza sevanhu vatema. Tinokwazisana, kuitana makorokoto nekubatana maoko kana tafirwa.

5 years ago | September 6, 2019

MAONERO EDU: Zvinongoda kurongeka

ZVIKORO zvichange zvichivhurwa nemusi weChipiri chinotevera uye pari zvino vabereki vazhinji nevana vari mushishi ...

Ko sei kuita munamato wekupenga?

RIMWE zuva shamwari yangu yakauya kuzondiona mangwanani. Akasvikoita zvekuzvikanda muchigaro. Mugariro waakaita ...

5 years ago | August 30, 2019

Madiro emari akadai haaite

SVONDO rino tine nyaya inorovesa hana pamwe nekushatirisa zvikuru. Iyi inyaya yemurume anove muzvinhabhizimisi wekudunhu ...

5 years ago | August 23, 2019

MAONERO EDU: Rongeka pakurima

KUNE chirevo chinoti shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguva ichiripo kuitira kuti isazowanikwa isina kugadzirira ...

Maruva anosekerera seane muromo

WATI wambozviitawo here kuti unoti uchifamba munzira yausati wambofamba, wobva wanzwa sekuti wakambofamba nenzira iyoyo? ...

5 years ago | August 16, 2019

MAONERO EDU: Remwangwana rirongere

MUUPENYU, chimwe nechimwe chine nguva yacho uye kana munhu akawana mukana wekusimudzira upenyu hwake, anofanirwa ...

5 years ago | August 2, 2019

MAONERO EDU: Zvino kana vana vodai

SVONDO rapera, bepanhau reKwayedza rakaburitsa imwe nyaya inoshamisa — nyaya iri pamusoro pevamwe vana vane makore ari ...

Kudya sadza uchiseva neminzwa

URI kuona zvandiri kuona here panyaya yemukadzi akabuda muKwayedza svondo rapfuura wekuchekwa nezvinhu zvaasingaone?

5 years ago | July 26, 2019

MAONERO EDU: Baisai imbwa majekiseni

SVONDO rino tine nyaya inosuwisa zvikuru – nyaya iri pamusoro pevanhu vanosvika 32 avo vanonzi vakafa munyika muno ...

Hana ichirira kunge ngoma yechigure

MUFONI mangu mune vanhu vane zita rekuti Vimbai vanosvika 6. Kune vamwewo vanhu anaVimbai vakawanda vandinoziva kunze ...

5 years ago | July 19, 2019

Kuuraya munhu kunge huku?

SVONDO rino tine imwe nyaya inosuwisa zvikuru iyo yakaitika kuMberengwa, kudunhu reMidlands. Iyi inyaya yemurume ane ...

5 years ago | July 12, 2019

Hakuna munhu anofa nenzara

MUTUNGAMIRIRI wenyika President Mnangagwa vanoti hapana munhu ari kuzofa nenzara muZimbabwe zvichitevera kusanaya ...

5 years ago | July 5, 2019

Huku yekubhadhara wadya inorwadza

Unogona kumirira kudzoserwa chikwereti nekuti akakukwereta akakuudza musi waaizokupa mari yako, asi musi wacho ...

Chando: Gara wakagadzirira!

MWAKA uno wechando unozezwa nevanhu vakawanda nekuda kwekuti kunze kunenge kuchitonhora, zvikuru mwedzi waChikunguru ...

5 years ago | June 28, 2019

Mari yemuno: Mazotigonera

NEMUSI weMuvhuro svondo rino Hurumende yakatora danho guru rekuti mari yemuno bedzi ndiyo ishandiswe pakutenga ...

5 years ago | June 21, 2019

MAONERO EDU: Tsika dzedu hadzidaro

PACHIVANHU, pane tsika nemagariro izvo vanhu vanotarisirwa kunge vachitevedza nechinangwa chekuchengetedza hunhu hwakanaka.

Ko nyika ikapera uchizviita muNaija kana muNinja?

ZVAKANZI neshamwari yangu Memory Chirere, “Ndiri kuda kubva mandiri, ndiende kure neni . . .” Ndakatya pamwechete ...

5 years ago | June 14, 2019

MAONERO EDU: Unzai yedu mari

ZIMBABWE pari zvino iri mushishi kurwisana nematambudziko ari kukonzerwa nekukwira kwemitengo yezvinhu izvo zviri kuona ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey