NHAU DZEMUNO

5 years ago | May 3, 2019

‘Zvakanaka kuti mwana adzidze nemimba’

Muchaneta Chimuka VABEREKI nevana vechikoro votambira nepakasiyana mutemo unoti vanasikana vanoita pamuviri vari ...

Zim yonopakura ruzivo rweropa

Muchaneta Chimuka SANGANO reNational Blood Services Zimbabwe (NBSZ) rakasarudzwa pakati pemamwe masangano emunyika ...

Musandikuvadze: Jabu Ndunge

Kingstone Mapupu MWANAKOMANA wen’anga yekuChipinge iyo yaiva nemukurumbira, mushakabvu Sekuru Charles Makhuyana Ndunge, ...

MUSORO WEMUNHU MUCHECHI… ‘Ndicho chitendero chedu’

Munyaradzi Musiiwa ari kuKWEKWE MUNYAYA izere nekutyisa nekushamisa, mune imwe chechi yekuKwekwe munonzi makawanikwa ...

Muchinda pu, tasa arasiswa nebhebhi

Hazel Marimbidza VAGARI vekuBinga vakasara vasina neremuromo zvichitevera nyaya yemurume anonzi akangodonha achibva afa ...

Amai vakauraira mwana penzura

Wimbainashe Zhakata MUDZIMAI wekwaMarange akapihwa chirango chekugara mujeri kwemakore masere nemhosva yekuuraya ...

5 years ago | April 26, 2019

‘List’ revakaromba kwaNdunge

VANHU vane mukurumbira mune zvakasiyana vemuZimbabwe nevekunze — maporofita, n’anga, vaimbi, vane mabhizimisi, vatambi ...

MWANA AKASVIPWA NESHATO

MWANASIKANA ane makore 11 okuberekwa wekuLupane anonzi akaita hushingi hwekurwisana nemukweshwa weshato kweminitsi ...

Chechi yoita chirongwa chekuchenesa nharaunda

NHENGO dzechechi yeThe United Methodist Church in Zimbabwe Seke North Circuit yekuChitungwiza svondo rapera dzakaita ...

‘Association’ yevarume pfambi

KUNE varume vanoti vari kuita mari nekuita chipfambi nemadzimai — kunyanya vakaroorwa — avo vavanoti vanovabhadhara kuti ...

Munomuziva here?

MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ari kukumbira veruzhinji vangava neruzivo nezvemumwe murume akatsikwa nechitima ...

Zvekuita kana munhu ashungurudzwa

KUSHUNGURUDZWA nenzira yebonde kunoreva kubatwa chibharo kana kuedza kuita zvinhu zvinogumisira zvakonzera nyaya ...

MAONERO EDU: Kuchembera handi kuroya

SVONDO rapera takaburitsa nyaya inosuwisa zvikuru yeharahwa inonzi yakapondwa nehama dzayo kuMasvingo ichipomerwa kuti muroyi.

Zvichienda zvakadaro semabhatani ehovhorosi

NDIWE Mary, Chipo, Rachel, Grace, Maggie kana Elizabeth? Tese tine mazita atakapihwa nevabereki, kana atakapihwa nevamwe ...

Nyaya yekuponda yakora muto

MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) anoti akasunga mumwezve munhu nemhosva yekuponda harahwa yekuMasvingo – iyo ...

5 years ago | April 17, 2019

‘2 days’ vachirova harahwa . . . kusvikira yafa . . . hanzi muroyi

MUNYAYA inoburitsa kuipa kwekupumha munhu huroyi, harahwa yekwaChivi, kuMasvingo, yakafa rufu rwunorwadza apo yakaitwa ...

Mudzimai wemunhu Hutu pa ‘next door’. . . zvose nemombe shanu

MURUME anogara kubhuku rekwaZiyadinga, kuEsigodini, kuMatabeleland South, akagurwa kunorira nemudzimai wake uyo waange ...

MABWE ONAYA PAMUSHA

VATORI venhau veKwayedza vakabviswa chiri kumeso nemusi weChitatu svondo rakapera apo vakapotswa nemazitombo nezvidhinha ...

Omutswa kuhope nechipoko chagogo

MURUME wekuInyathi, kuBubi, mudunhu reMatabeleland North, anoti aoneswa ndondo nechipoko chaambuya vake icho chinouya ...

Mambo akarikitwa parufu

YAKAVA batai-batai parufu rwemumwe murume kuZhombe nguva pfupi yadarika apo hama dzemushakabvu dzakapandukirana, ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey