NHAU DZEMUNO

4 years ago | November 8, 2019

Koshesai mari yedu

BHANGA guru renyika reReserve Bank of Zimbabwe svondo rino rakazivisa kuti mari itsva yema$2 esimbi ichatanga ...

4 years ago | November 7, 2019

Zimpapers Cancer Walk yasvika

Rudo Muchedzi KAMBANI huru munyaya dzezvenhau munyika muno, yeZimpapers – ichishanda nesangano reIsland Hospice and ...

4 years ago | November 6, 2019

Voitira tsvina mumigomo mudhorobha

Muchaneta Chimuka PAKATI pedhorobha reChitungwiza, vamwe vanhu vave kuitira tsvina neweti yavo mumigomo nemuzvikweshe ...

Mari itsva yauya

Africa Moyo MARI itsva yema$2 bond esimbi ichatanga kushandiswa neveruzhinji kutanga nemusi weMuvhuro uri kutevera. Izvi ...

4 years ago | November 5, 2019

‘Nhabvu inoda vatsigiri vemari’

Abel Ndooka ZVIKWATA zvenhabvu zvinokwikwidza muCastle Lager Premiership zviri kukurudzirwa kuti zvitsvage ...

VANA VAKANWISWA ROPA

Kingstone Mapupu VANA vanomwe vanogara muHarare vari kunzi vakatorwa nechisimba nemumwe murume uyo akaenda navo ...

Anorova mukadzi, omunwisa mushonga

Nyasha Bvudzijena MUMWE mudzimai anoti murume wake pose paanomurova anomumanikidza kuti anwe mushonga wekunamisa mapaipi ...

Ngwarirai pakugadzirwa misoro: CCZ

Daphne Machiri SANGANO rinomiririra kodzero dzevatengi, reConsumer Council of Zimbabwe (CCZ), riri kuyambira vanhu ...

4 years ago | November 1, 2019

‘Ndini ndakatumira gudo’

Kingstone Mapupu MUKADZI wemuHarare anoti ndiye akatumira horomba yegudo iyo yakakonzeresa tsaona yemumugwagwa mazuva ...

‘Barber’ kubva 1956 . . .‘ndinogera mashefu’

Kingstone Mapupu MURUME anoita basa rekugera vanhu vhudzi mumisoro muHarare anoti achengetedza basa iri kwemakore 63 ...

600 voitwa vakadzi nenyoka

Danisa Masuku VANHUKADZI vanosvika 600 vekuShale, kudunhu reMzingwane, vari kupupura kuti pane nyoka inopota ...

Odyiwa nehonye achifamba

Kingstone Mapupu MUDZIMAI ane makore 35 okuberekwa anogara kuHatfield, muguta reHarare, asi kumusha achibva kuChivhu, ...

Bhaisikopo remahara!l ‘Chimoko’ chakarohwa chikazviitira

Gibson Mhaka PAKAITA bhaisikopo remahara nguva yadarika apo mumwe mukadzi wekuMpopoma, kuBulawayo, akasvikira murume ...

Mbavha dzemagetsi hokoyo!l Vamwe vacho vashandi veZesa: Chasi

Abel Ndooka GURUKOTA rezvemhando dzemoto, Cde Fortune Chasi, vanoti mbavha dzose dzinobatwa nemhosva yekuba midziyo ...

Ticha akabvisa Mwana hembe. . . vamwe vachimuonerera

Leonard Ncube ari kuVICTORIA FALLS BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari rinoti riri kuita ongororo yenyaya ...

4 years ago | October 29, 2019

Ndakabva kure: Mafia

SHASHA yemusambo weSungura, Somandla "Mafia" Ndebele, anoti rwendo rwaafamba munyaya dzekuimba rwurefu uye rwunoda ...

‘GUDO NDERANGU’

Kingstone Mapupu MUKADZI wemuHarare anoti ndiye akatumira horomba yegudo iro rakakonzeresa tsaona yemumugwagwa mazuva ...

5 years ago | October 28, 2019

Muroora natete voudzana makobvu nematete

MUROORA natete vakataurirana mashoko makobvu nematete mudare kubvira pakupumhana huroyi, kusvikirwa nemudzimu, kurwara ...

Ita izvi panguva yenyoka

SANGANO reEnvironment and Safety Managemnet Institute (ESMI) riri kupa yambiro kune veruzhinji kuti vangwarire nyoka, ...

5 years ago | October 25, 2019

Sahwira ndiye ane yese . . .‘Anondipa mari Zvose nerudo’

Kingstone Mapupu MUDZIMAI akaroorwa, nechikomba chake avo vose vanogara mubhuku raMudhokwani, kwaChihota, vari kuyuwira ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>