NHAU DZEMITAMBO

1 year ago | April 27, 2023

Harare Derby yabva kure: Msiska

Abel Ndooka NZIRA dzose svondo rino dziri kunanga kuNational Sports Stadium muguta reHarare nemusi weSvondo uko CAPS ...

1 year ago | April 26, 2023

Tsiva haina mari: Manyuchi

Abel Ndooka SHASHA yetsiva – Charles Manyuchi – anoti mutambo uyu munyika muno hauna mari nekudaro masangano akadai ...

1 year ago | April 25, 2023

Yauya zvakare Castle Tankard

Muchaneta Chimuka KAMBANI huru inobika zvinwiwa, yeDelta Beverages, yadzoka zvekare nemujaho wemabhiza weCastle Tankard, ...

1 year ago | April 20, 2023

Varairidzi veReal Betis vouya kuZim

Abel Ndooka VARAIRIDZI vechikwata cheReal Betis Balompie chekuSpain, icho chinokwikwidza muSpanish La Liga Santander, ...

1 year ago | April 13, 2023

Nhabvu yevechidiki yosimbaradzwa

Abel Ndooka MWAKA mutsva weMbare Junior Football League uri kubatsira kusimudzira nhabvu yevechidiki pamwe nekubika ...

1 year ago | April 5, 2023

ZIFA ngaimbotipawo mukana: Dinyero

Abel Ndooka MASIMBA Dinyero – uyo akambonetsa munhabvu achitambira zvikwata zvinoti Dynamos, Black Mambas, Blackpool, ...

1 year ago | April 3, 2023

Marshall Munetsi ari kupisa

Abel Ndooka MUTAMBI weStade de Reims nemaWarriors eZimbabwe, Marshall Munetsi, akanwisa nemusi weSvondo wadarika apo ...

1 year ago | March 29, 2023

Juju iriko kunhabvu: Chunga ‘. . . asi hazvishande, ...

Abel Ndooka NYAYA yejuju yatonetsa kunhabvu mazuva ano. Kunyanya mitambo yeCastle Lager Premier Soccer League yatanga ...

1 year ago | March 24, 2023

‘Nhandare dzese ngadzishandiswe muPSL’

Abel Ndooka AIMBOVE mutambi weDynamos, LASK Linz yekuAustria, Simba Sports Club yekuTanzania nemaWarriors — Justice ...

Chiwandire onyunyuta

Abel Ndooka VAMIRIRI vaKudakwashe ‘Take Money’ Chiwandire veDeltaforce Boxing Academy vanoti vanoda kunyorera tsamba ...

Vorwisa zvinodhaka nenhabvu

Abel Ndooka ZVIKWATA 16 zvenhabvu – zvevakomana 12 nezvina zvevasikana – zvichabandana mumutambo weKuyamurana Furniture ...

1 year ago | March 20, 2023

Tino Kadewere adzoka munhandare

Abel Ndooka TINOTENDA ‘Tino’ Philana Kadewere akadzoka muchikwata cheReal Club Deportivo Mallorca svondo richangodarika ...

1 year ago | March 19, 2023

Take Money akundirwa pazvibodzwa

Abel Ndooka  SHASHA yetsiva yemuno — Kudakwashe ‘Take Money’ Chiwandire — akundwa naYamileth Mercado ...

1 year ago | March 16, 2023

‘ZIFA yauraya bhora’

Abel Ndooka NYAKUMBOTAMBA nhabvu kuzvikwata zvinoti Dynamos FC, CAPS United nechenyika chemaWarriors — Edward “Major ...

Zvikwata zvenhabvu yemadzimai zvotatsurana

Abel Ndooka ANENGE ari makuwerere nemusi weChishanu chino pachikoro cheMadamombe Primary School kwaSeke apo zvikwata ...

1 year ago | March 13, 2023

Tino Kadewere amhanyiswa kuchipatara

Abel Ndooka MUTAMBI wemaWarriors neReal Deportivo Mallorca yekuSpain – Tino Kadewere – akamhanyiswa kuchipatara nezuro ...

Chiwandire usavhunduke: Mosquito

Abel Ndooka MURAIRIDZI wetsiva — Alfonso “Mosquito” Zvenyika — okurudzira Kudakwashe “Take Money” Chiwandire kuti ...

1 year ago | March 11, 2023

Muchongwe oti zvose bvuu

Abel Ndooka UYU aiva mbambo kuvakomana vekumashure veDynamos FC. Haaibudika zvekumhanya, asi anobvuma: “Peter Ndlovu ...

1 year ago | March 8, 2023

AIWA BASA RABATWA. . . Madzimai aita zvikukutu kumitambo

Abel Ndooka MUSI weChitatu chino pasi rose rakapemberera zuva reInternational Women’s Day, iro rinocherechedzwa kukosha ...

1 year ago | March 1, 2023

Munetsi ari kupisa

Abel Ndooka MUTAMBI weStade de Reims nemaWarriors – Marshall Munetsi – ari kupisa kuFrance zvichitevera kunwisa ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey