NHAU DZEMUNO
0

Akanwiswa ropa kumakuva

. . . nevanhu vainge vakapfeka mbikiza KAKOMANA kane makore 15 okuberekwa, ako kanogara nevabereki vako kwaChinhamora, kuDomboshava, kanoti nguva…

NHAU DZEVARIMI
0

Kurima sugar beans

Philip Matombo— TINOKUKWAZISAI varimi nomufaro mwaka wegore rino uchidai kunakidza sezvo mvura iri kunaya zvirimwa zvichisekerera. Apa ndipo panotora murimi…

Zvakanangana Nemadzimai
0

Bika soseji muhovhoni

NYAMA yesoseji inonaka zvikuru kana ichinge yabikwa zvemandorokwati. Svondo rino Netsai Mhlanga wekuGweru anotsanangura pamusoro pekubika soseji.

Nhau Dzeutano
0

Ongororwai Bp: Wag

SANGANO rinorwira kodzero dzevanhukadzi, reWomen’s Action Group (WAG), rinoti zvakakosha kuti madzimai agare achiongororwa chirwere che”high blood pressure” icho chinowanzodaidzwa…


NHAU DZEMITAMBO
0

Hatitye: Nhamoinesu

. . .‘Zvevaya vane mazita makuru hazvina basa’ Mugove Chigada ari kuFRANCEVILLE, kuGabon— MUTAMBI wemaWarriors, Costa Nhamoinesu, anopikisa mashoko anoti…

Ngoma Nehosho
0

Gwaze ave kuCapitalk 100.4FM

AIMBOVE mutepfenyuri wezvirongwa zvakasiyana kuZIFM, Farai Gwaze, ave kushandira nhepfenyuro itsva yeCapitalk 100.4FM iyo inotepfenyura iri muHarare ari producer napresenter.