Nhau Dzeutano

4 years ago | July 27, 2020

Vanhu 34 vafa muZimbabwe

VANHU 34 vafa muZimbabwe nekuda kweCovid-19 kusvika pari zvino uye huwandu hwevari kuwanikwa vaine chirwere ichi mushure ...

4 years ago | July 23, 2020

HUSIKU HAHUCHAFAMBWA… Kubva na6pm kusvika na6am

Munyori weKwayedza KUTANGA nemusi weChitatu svondo rino, Hurumende yakadzika mamwe matanho akananga kusimbaradza ...

Pamatare eChitungwiza hapana mvura

Muchaneta Chimuka VASHANDI vepadare reChitungwiza Magistrate’s Courts pamwe nevanhu vanouya kuzotongwa mhosva dzavo ...

100 000 vovhenekwa Covid-19

Paidamoyo Chipunza VANHU vanosvika 100 000 vachavhenekwa chirwere cheCovid-19 munyika yose kutanga svondo rino senzira ...

Mamwe mabikirwo ebhinzi

BHINZI kudya kune utano uye kune mapuroteni zvekare riri nyore kubika. Svondo rino tiri kukaringirwa bhinzi naTatenda ...

4 years ago | July 22, 2020

‘Vamwe mose garai kumba’

Munyori weKwayedza HURUMENDE inoti vanoita basa rakakosha bedzi ndivo vari kutenderwa kuenda kumabasa pari zvino uye ...

4 years ago | July 18, 2020

Dzimwe tsika siyai: Mambo

Kingstone Mapupu MAMBO Nyamweda vekuMhondoro, kuMashonaland West, vari kukurudzira vagari vekudunhu ravo nevamwe ...

4 years ago | July 17, 2020

akafa arumwa nehuku. . . chitunha chikachema

Ray Bande ari kwaMUTARE CHITUNHA chemudzimai wekwaChigodora, kwaMutare — uyo akafa mushure mekunge arumwa nejongwe ...

Mutomati unomera panzira . . .

naWedzerai Nhemachena MUTOMATI unomera panzira inopfuura neruzhinji haudyiwe nemurimi wacho chete, asi chero nemupfuuri ...

739 vaita kuuya neCovid muZim

Tandayi Motsi KUSVIKA nemusi weChipiri, Zimbabwe yange yava nevanhu 1 064 vawanikwa vaine Covid-19 mushure mekuvhenekwa ...

Vobatsira Zim kurwisa Covid

Muchaneta Chimuka HURUMENDE svondo rapera yakabatsirwa nezvekushandisa mukurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 ...

Covid-19: Zivai zvizere

Muchaneta Chimuka MUMWEDZI waZvita gore rapera, munyika yeChina makanyuka chirwere chinodaidzwa kuti coronavirus kana ...

Covid-19 itori dambudziko

HUWANDU hwevanhu vari kubatwa vaine chirwere cheCovid-19 mushure mekuvhenekwa muZimbabwe huri kuramba huchikwira uye ...

Vana, madzimai votambudzwa

Muchaneta Chimuka SANGANO reUNFPA nevamwe vatsigiri vanoti nyaya dzemhirizhonga nedzimwe tsika dzinokanganisa magariro ...

Hatina mushonga weCovid: Zinatha

Kingstone Mapupu SANGANO reZimbabwe National Traditional Healers Association (Zinatha) rinoti n’anga nemaporofita ...

4 years ago | July 14, 2020

Vobatsira Zim kurwisa Covid

Muchaneta Chimuka HURUMENDE svondo rapera yakabatsirwa nezvekushandisa mukurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 ...

4 years ago | July 13, 2020

Vobatsira Zimbabwe kurwisa Coivd19

HURUMENDE svondo rapera yakabatsirwa nezvekushandisa mukurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 nemasangano anoti ...

‘Mhan’arirai vanhu vamusina idi navo’

Tandayi Motsi BAZI reutano nekurerwa kwevana riri kukurudzira veruzhinji kuti vatevedzere matanho ose anodiwa ...

Hatina anorapa Covid-19: Zinatha

Kingstone Mapupu SANGANO reZimbabwe National Traditional Healers Association (Zinatha) rinoti n’anga nemaporofita ...

4 years ago | July 3, 2020

Coronavirus yorova varimi vemabanana

Rumbidzai Zinyuke KAMBANI inoona nezvekutengeswa kwezvirimwa, yeBrands Fresh inoti paita kudzikira kwakanyanya pamari ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>