|
|
|
Thursday, 13 June 2013 12:33 |
neMunyori weKwayedza GURUKOTA rinoona nezvenharaunda nekuchengetedzwa kwezviwanikwa, Cde Francis Nhema, vakayambirisa veruzhinji kuti vasarase chikafu sezvo izvi zvichibatsiridza
|
|
Read more...
|
|
Varimi vokurudzirwa kuita mishandirapamwe |
|
|
|
|
Thursday, 13 June 2013 12:30 |
neMunyori weKwayedza VARIMI vakakurudzirwa kuti vaumbe mapoka kana mishandirapamwe yavanopanana mazano ekurima pamwe chete nekubatsiranawo kuwana zvinodiwa mubasa iri.
|
|
Read more...
|
|
Seed Co yakazviita zvakare |
|
|
|
|
Thursday, 06 June 2013 09:58 |
naSimbarashe Chisenwa KAMBANI ine mukurumbira wekuuchika mbeu yeSeed Co yakabura imwe mbeu itsva yeSC 533 Mbizi inoshingirira muzuva iyo yakaparurwa kwaNheweyembwa kudunhu reMurewa
|
|
Read more...
|
|
VeMhondoro-Mubaira vakapiwa mabhuru |
|
|
|
|
Thursday, 06 June 2013 09:55 |
naSimbarashe Chisenwa VARIMI vekudunhu reMhondoro-Mubaira vovandudzirwa matanga avo emombe zvichitevera kusimbaradzwa kuri kuitwa chirongwa chevakupa mabhuru ane mbeu inozoshandiswa
|
|
Read more...
|
|
Muzvinabhizimisi obatsira varwere vepfungwa |
|
|
|
|
Thursday, 06 June 2013 09:52 |
neMunyori weKwayedza MUZVINABHIZIMISI wemuguta reHarare anovawo murimi mukuru obatsira nezvekudya pamusha unochengetwa varwere vepfungwa uyo uri kunzvimbo yeRuwa.
|
|
Read more...
|
|
ZFU haisi kufara nemutengo wechibage |
|
|
|
|
Thursday, 30 May 2013 07:58 |
|
neMunyori weKwayedza SANGANO rinomirira varimi reZimbabwe Farmers Union (ZFU) rinoti riri kutsutsumwa nekuda kwemutengo wechibage uyo rinoti zvisinei nekukwidzwa kwawakaitwa uchiri pasi zvikuru
|
|
Read more...
|
|
Thursday, 30 May 2013 07:54 |
|
naKingstone Mapupu KAMBANI yakazvimirira inotsigira varimi yowanisa veruzhinji zvinhu zvekurimisa zvakasiyana zvinosanganisira mishonga yezvipfuyo pamwe nekudya kwazvo.
|
|
Read more...
|
|
‘Mbesa dzemuchando ngadzikomberedzwe’ |
|
|
|
|
Thursday, 30 May 2013 07:51 |
neMunyori weKwayedza VARIMI vanorima mbesa dzemuchando vakayambirwa kuti vachengetedze zvirimwa zvavo kubva muchando icho chakatotanga kurova mune dzimwe nzvimbo dzenyika.
|
|
Read more...
|
|
‘Mutengo wedonje haufadze’ |
|
|
|
|
Thursday, 23 May 2013 07:08 |
naKingstone Mapupu MASANGANO anomirira varimi vedonje akawirirana pamutengo wedonje mwaka uno uyo vazhinji vari kuchema-chema nawo vachiti uri pasi zvikuru pane mari yavaitarisira. Sangano reCotton Ginners Association of Zimbabwe nemamwe anomirira varimi ava akabvumirana pamutengo wedonje uyo uri kutangira paUS$0,35c pakg pagrade D, kubva
|
|
Read more...
|
|
Thursday, 23 May 2013 07:04 |
naKingstone Mapupu VARIMI vane mapindu ari mumahombekombe erwizi Save, kuZvishavane vari kuchema-chema nekudyirwa kwavari kuitwa zvirimwa zvavo nemakudo netsoko idzo dzarura zvekuti vazhinji vavo vanogona kusara vari munzara.
|
|
Read more...
|
|
Misika iri kunetsa varimi kuMberengwa |
|
|
|
|
Thursday, 16 May 2013 00:00 |
|
VARIMI veminda yekudiridzira kwaShe Mapiravana, kuMberengwa vari kushaya kwekutengesera zvirimwa zvavo nekuda kwekushomeka kwemisika pamwe nezvekufambisa zvichitevera kuipa kwemigwagwa yeko izvo zvokonzera kuti varasikirwe sezvo rimwe goho ravo riri kusvika pakuwora.
|
|
Read more...
|
|
|
|
|
Page 1 of 159 |