NHAU DZEMUNO

4 years ago | March 3, 2020

Mwana (13) ozvidya nyama…Haasisina minwe, muromo nerurimi

Mhuri inogara mumusha weArmstadam, kuSouthlea Park, muHarare, yashaya zvekuita nemwana wavo uyo apedza kuzviruma ...

‘Mungori baba vezita’…70pc yevana handi venyu: DNA

Ongororo ye“deoxyribonucleic acid” (DNA) iyo yakaitwa neimwe kambani yemuno yakazvimirira pamusoro pekuti muridzi ...

‘Haatenge nyama Jan-Dec’

Mumwe mudzimai ari kugunun’una achiti murume wake haatenge nyama kubva munaNdira kusvika Zvita izvo zvave kuita kuti ...

Coronavirus chimbori chii chaizvo?

Sangano reWorld Health Organisation (WHO) rinoti utachiona hweCoronavirus hunotanga apo munhu anonzwa kunge ari kupindwa ...

Mudhara ‘Jesus’ wekuChi-town

Kazhinji, vanhu vakanzwa zita rekuti Jesu vanowanzofunga nezvemwanakomana waMwari Jesu Kristu asi kuChitungwiza kune ...

4 years ago | February 21, 2020

Omera ‘zizamu’ kumusana

MURUME anogara kwaMujinga, kuHurungwe, amera zinyama rinenge zizamu remukadzi kumusana kwake iro raanoti rinonyanya ...

Tiri kushandira mapurisa: hwindi…‘Vanoda $2 800 ...

MUKURU wemahwindi muguta reHarare ari kunyunyuta pamusoro pehuwori hwaanoti huri kuitwa nemamwe mapurisa ayo anovatorera ...

‘Ndairapwa TB nedzvinyu’

MUDZIMAI anogara kuChakari, kuKadoma, anoti akasvika pakunwiswa mvura ine muswe wemadzvinyu nekutemerwa nyora muviri ...

Uriwe unoita sei . . .MUDIWA ACHINHUWA MUKANWA, BHUTSU?

KUNE zvimwe zvinhu zvinongorema kuzvitaura kumudiwa, munyarikani, kuhama kana kumumwewo munhu.

‘HAUNYARE, RUME GURU KUWETERA MUMAGUMBEZE’

MURUME anogara kuKuwadzana, muHarare, akashaya pekupinda nenyadzi mudare apo akafumurwa nemudzimai wake kuti anoitira ...

‘HIV wakapihwa nani ini ndisina?’

MURUME anogara kuEpworth ari kudya magaka mambishi achida kuziva kuti sei mudzimai wake akavhenekwa akabatwa aine ...

‘Eheka, ndinorova murume wangu’

MUKADZI anogara mumusha weSakubva, maMutare, anoti akarikita murume wake pamwechete nekumuruma-ruma pamberi paambuya ...

‘Chako kuzvara vana’

MUDZIMAI wemuHarare anoti ari kuoneswa pfumvu ne”small-house” yemurume wake iyo inomufonera siku nesikati ichimutuka ...

Mayunivhesiti orerutsa mutoro wemafizi

MAYUNIVHESITI ari pasi peHurumende anoti ane hurongwa hwekuti vadzidzi vanogona kubhadhara mari dzemafizi pashoma ...

Vanotambura VODZIDZA PACHENA

KANZURA weWard 5 yekuSt Mary’s, kuChitungwiza, Councillor Catherine Arumando — avo vanomiririra bato riri kutonga ...

Chamangwiza weEthical Holdings

VADAVID Machingaidze murume aona matambudziko anosanganikwa nawo nevarimi vadiki kwemakore anodarika makumi maviri uye ...

‘Zvikoro zvoda magetsi ezuva’

MUKURU wedzidzo kudunhu reManicaland, VaEdward Shumba, vanoti zvakakosha kuti zvikoro zvekumaruwa nemadhorobha zvive ...

Dzimwe shangwiti

DAVID inyanzvi yezvekusimudzirwa kwemabhizimusi madiki uye anofarira kuona kukurudzirwa kwevarimi vadiki vefodya.

Ndinobira shoroma chete — pfambi

MUSIKANA anoita basa rekutengesa muviri wake parimwe bhawa riri maMutare akatongerwa kugara mujeri kwemwedzi gumi ...

Mukuwasha otukirira ambuya

MUKUWASHA anonzi ari kutukirira ambuya amai vemudzimai, pamwechete natezvara vake zvichibva mukunetsana kwaari kuita ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>