NHAU DZEMUNO

2 weeks ago | August 9, 2019

‘Tarambana katatu’

MUMWE mukadzi anoti arambana nemurume wake kanokwana katatu asi vachizodzokerana votanga kugara vose zvakare.

Mupfuhwira uyu wakaipa

MUPFUHWIRWA rudo! Aya mashoko anowanikwa mukambo kemuimbi anove gamba renyika, mushakabvu Oliver “Tuku” Mtukudzi.

‘Madzimai yave nguva yedu’

MUIMBI wemisambo yakasiyana — Marcy Janyure —  anoti yasvika zvino nguva yekuti vaimbi vechidzimai vasimukire uye ...

Tsumo dzinoreva zvakafanana

TSUMO ndeimwe nzira yekurunga nayo mutauro wedu ichiburitsa hutsanzi neugo hwemunyori. Tsumo idzodzi dzine tsanangudzo ...

‘Kumapurisa handiende’

MUDZIMAI wemuHarare akashamisa vanhu vaive mudare apo akati murume wake anogara achimurova uye akambomurikita zvekusvika ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

ZIVA

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti kuurutsa/kuwurutsa.

Vorwisa huchapa muzvikoro

SANGANO reOxfam rakavamba chirongwa chekusimudzira zvidzidzo zveutano muzvikoro icho chinodaidzwa kuti School Health ...

3 weeks ago | August 2, 2019

Mufi asati avigwa . . .Unonzi vata Nechitunha

KUBVIRA nakare, kunonzi kune vanhu vanoti kana akafa aine shungu, chigumbu kana kuti bundu, pane zviratidzo zvinooneka ...

‘Ndiko kuti shungu dzemufi dziserere’

CHEMBERE iri kugara kwaZiko, kwaSeke — asi kumusha ichibva kuChecheche, kuChipinge — inoti tsika yekuti mudzimai kana ...

Anosiya akiira mudzimai mumba

MUDZIMAI wemuHarare akaendesa aimbova murume wake kudare redzimhosva achiti ari kumushungurudza zvekuti aimbosiya ...

MOMBE YORARA PAMUBHEDHA

KWAMAMBO Neuso, kuSanyati, mudunhu reMashonaland West, kune mombe iri kuita zvinogara zvakadaro — inopazira kupinda ...

‘Masimba eupfumi kumatunhu’

NHENGO yeZanu-PF Politburo, Cde Munyaradzi Machacha, avo vanovazve mutungamiri weHerbert Chitepo School of Ideology, ...

WETI WAAA MUKANWA MECHITUNHA

MUDZIMAI wekuGokwe ane makore 70 okuberekwa akashamisa vanhu vaive parufu ikoko apo akaitira weti mukanwa mechitunha ...

Zvinoitwa ‘wiwi’ pachivanhu

NYANZVI dzezvechivanhu dzinoti weti yemunhu inogona kushandiswa mune zvakasiyana — zvimwe zvacho zvine chekuita ...

Ine chimbwamupengo: VET

BAZI rinoona nezvekuchengetedzwa kwezvipfuyo, reDepartment of Livestock and Veterinary Services, rinoti chirwere ...

‘Ichi ndicho chivanhu’

NYANZVI munyaya dzezvechivanhu dzinoti zviri kuitwa nemombe yeimwe mhuri yekuSanyati — zvekupazira mudzimba dzevanhu ...

Handisi dzuramoyo: N’anga

VAGARI vemumusha weEast View uri kuCaledonia, muHarare, vanoti havachada kuramba vachigara neimwe n’anga yeko ...

3 weeks ago | July 30, 2019

AKAWANIKWA AINE HAKA PAMBA

MATIKITIVA eCriminal Investigation Department (CID) anoti akasunga mumwe murume wekwaMambo Sitaudze, kuBeitbridge, ...

4 weeks ago | July 26, 2019

‘Iwewe wakambondirambira chii?’

MUKADZI wemuHarare akadunura mudare achiti ari kuoneswa nhamo nekugara achirohwa nekutukirirwa kumba nekubasa neaimbove ...