Ngoma Nehosho

2 months ago | March 1, 2019

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi watakaburitsa papeji rino — uyo anove chizvarwa ...

2 months ago | February 22, 2019

Nditori mufundisi: Tsotsi

Abel Ndooka MUTAMBI wemadhirama anozivikanwa — Zolile “Tsotsi” Makeleni — anoti kunyangwe zvazvo vanhu vachimuziva ...

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu – uyo anove chizvarwa chemuZimbabwe asi aine mukurumbira pasi ...

2 months ago | February 15, 2019

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi – uyo ave mushakabvu asi aive nemukurumbira munyika muno ...

3 months ago | February 8, 2019

TISHAMWARIDZANE

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) ...

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu — uyo ave mushakabvu asi aive nemukurumbira munyika muno ...

3 months ago | February 1, 2019

Mtukudzi ochemwa pasi rose

Mtandazo Dube NYIKA yose yakaita seyaungana mudundu reMadziva, kuMashonaland Central nemusi weSvondo wadarika uko ...

Voita mari nedikita raTuku

Abel Ndooka ZVICHITEVERA kushaika kwegamba renyika Dr Oliver “Tuku” Mtukudzi svondo rapera, vanhu “vanopisa” (piracy) ...

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi watakaburitsa papeji rino – uyo ave mushakabvu asi aive ...

TISHAMWARIDZANE

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) ...

3 months ago | January 18, 2019

TISHAMWARIDZANE

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANEYAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo ...

4 months ago | January 4, 2019

Handisati ndapera: Mukwamba

Kingstone Mapupu MUIMBI akamboita mukurumbira makore adarika nenziyo dzinosanganisira kanonzi Wapenga Nayo Bonus — ...

4 months ago | December 28, 2018

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi watakaburitsa papeji rino – uyo ane mukurumbira munyika ...

4 months ago | December 21, 2018

‘Tinoda makirabhu ekudzidzira nyambo’

Abel Ndooka SHASHA yekuita nyambo dzinosetsa zvikuru (standup comedy) Alfred Kainga — uyo ange achitenderera kunyika ...

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu – uyo ane mukurumbira munyika muno nekunze uye ari munyori ...

4 months ago | December 14, 2018

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi watakaburitsa papeji rino – uyo anove mushakabvu aive ...

5 months ago | December 7, 2018

Malope hutu nemubairo

Munyori weKwayedza KWAKANGE kusingadanwe anonzwa kumakwikwi e2nd Annual DStv Mzansi Viewers’ Choice Awards ayo akaitirwa ...

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu — uyo anove mushakabvu aive nemukurumbira mukuru munyika ino ...

Chikwata chevechidiki chotsvaga rubatsiro

Kingstone Mapupu CHIKWATA chevechidiki chemusambo wechitendero cheCCAP Mufakose Voices chemuHarare chinoti chakatarisana ...