NHAU DZEVARIMI

10 months ago | July 6, 2018

Musatengese donje kunze nechitsotsi: Zfu

SANGANO rinomirira varimi munyika muno reZimbabwe Farmers Union (ZFU) royambira kuti vasiyane nekatsika kekutengesa ...

Fodya ye$592m yakatengeswa

KAMBANI yeTobbaco Industry and Marketing Board inoti fodya yatengeswa kumisika yakasiyana munyika muno kubvira kutanga ...

10 months ago | June 29, 2018

Kuchengetedza goho zvakanaka

Wendy Madzura— MAKASIMBA here varimi kumativi mana enyika? Svondo rino tinoda kubata rimwe bandiko rakakosha ...

Mombe 3 000 dzakafa nezvirwere

ZIMBABWE yakarasikirwa nemombe dzinosvika 3 430 nekuda kwezvirwere zvinokonzerwa nezvishambwe kana kuti zvikwekwe kubva ...

Varimi vedonje vorumbidzwa

HURUMENDE yopembedza zvikuru varimi vedonje vari kumatunhu anosanganisira Gokwe nekurima nemazvo chirimwa ichi chinova ...

10 months ago | June 22, 2018

Kurimwa kwemichero kosimudzirwa

HURUMENDE yakatanga chirongwa chekumutsiridza kurimwa kwemiriwo nemichero kuitira kuti zvinge zvichitengeswa kumisika ...

Mombe dzofa nezvirwere kuMhondoro

VARIMI vekudunhu reMhondoro votarisana nedambudziko guru rekufa kwemombe nekuda kwezvirwere zvisati zvazivikanwa izvo ...

10 months ago | June 15, 2018

Agriseeds, makore 30 yakasimba

Agriseeds –  iyo yakavambwa muna 1988 – iri kupemberera kusvitsa makore 30 gore rino. Payakatanga, kambani ...

11 months ago | June 8, 2018

Varimi vakaungana kuPrime Seed Co

Elizabeth Benjamin KWAKANGA kusingadanwi anonzwa nomusi wa16 Chivabvu 2018 apo Prime Seed Co yakaita Field Day hombe ...

Fodya yakawanda yakatengeswa

Kingstone Mapupu KAMBANI yeTobacco Industry and Marketing Board (TIMB) inoti fodya yatengeswa kumisika yakasiyana kubva ...

Ngatishandisei ivhu zvizere: Shiri

Abel Ndooka GURUKOTA rezveminda, kurima nekusimudzirwa kwemadiridziro – Retired Chief Air Marshal Perrance Shiri ...

11 months ago | June 1, 2018

Seed Co yakabatsira Copota

Malven Mugadzikwa KAMBANI huru pakuuchika mbeu muZimbabwe, yeSeed Co, svondo rapera yakapa rubatsiro rwematani mashanu ...

Varimi vochema nemakoronyera

VARIMI vakagariswa patsva kuminda yekudiridzira yeCashel Valley kwaMutambara, kuChimanimani vanoti havasi kuwana mari ...

Tsigirai indasitiri yemuno: gmaz

Muchaneta Chimuka SANGANO reGrain Millers Association of Zimbabwe (GMAZ) rakaendesa magwaro echikumbiro kuHurumende kuti ...

11 months ago | May 25, 2018

Opura mari negarlic

Kingstone Mapupu MURIMI akagariswa patsva kunzvimbo yeCashel Valley kwaMutambara, kuChimanimani opunduka nekurima garlic ...

Varimi voshanyira Prime Seed Co

Elizabeth Benjamin PRIME Seed Co ikambani inotengesa mbeu dzemiriwo (vegetables) dzakasiyana-siyana pamwe chete ...

Quton yakaparura mbeu itsva

Malven Mugadzikwa KAMBANI ine mukurumbira wokuuchika nekutengesa mbeu yedonje munyika muno yeQuton svondo rapera pamberi ...

11 months ago | May 18, 2018

Seed Co yobatsira zvipatara, zvikoro

KAMBANI huru pakuuchika mbeu zvemhando yepamusoro, yeSeed-Co Zimbabwe, nemusi weChipiri svondo rino yakapa rubatsiro ...

11 months ago | May 11, 2018

Premier yosimudzira vanhukadzi

Kingstone Mapupu KAMBANI yePremier Tobacco Auction Floors yosimudzira vanhukadzi nekuvapa mabasa aiitwa nevarume chete ...

Kuchengeta tsuro kune pundutso

Kingstone Mapupu VARIMI vokurudzirwa kupinda mumabhindauko anosanganisira kupfuya tsuro senzira yekuvandudza mabasa avo ...