Muchaneta Chimuka VEMACHECHI echipositori vari kugamuchira chirongwa cheHurumende chekudonhedzerwa nhomba dzekudzivirira ...
Muchaneta Chimuka VERUZHINJI vari kurumbidza chirongwa chiri kuitwa neHurumende nemamwe mapoka chekuchenesa guta ...
Muchaneta Chimuka VECHIDIKI mazuva ano vanonzi vari kufarira kuita zvidzidzo zvekushongedza vafi izvo kare zvaiitwa ...
Kingstone Mapupu HURUMENDE iri kurumbidzwa nekuda kwechirongwa chekubatsira varimi nezvekushandisa chePfumvudza izvo ...
Phillipa Mukome-Chinhoi MURUME anogara muHarare – wekuzvuzvurudzira aimbove mudzimai wake kudare achida gwaro ...
Kingstone Mapupu MUDZIMAI anogara mubhuku raMatyenyika, kwaNyashanu, kuBuhera, ari kuzviti muroyi wemandiriri uye ...
Lovemore Kadzura MWANA akaziva kuti amai vake vari kuita chipfambi anoudza baba here? Hakusi kupara mhosva kana ngozi? ...
Phillipa Mukome-Chinhoi MUDZIMAI wemuHarare akachema-chema mudare reHarare Civil Court achiti murume waimbodanana naye — ...
Kingstone Mapupu SANGANO reZimbabwe Farmers Union (ZFU) rinoti zvakakosha kuti varimi vashandise mukana wekumbomira ...
Muchaneta Chimuka VANHU vanodarika 200, vanosanganisira madzishe nemasabhuku, vanonzi vakabatwa nechirwere checholera ...
Kingstone Mapupu CHEMBERE inogara kuKuwadzana 3, muHarare – iyo ine pamba pakaonekwa mupurwa waiva wakashongedzwa ...
Kingstone Mapupu MUKOMANA ane makore 19 okuberekwa uyo akarerwa nasekuru naambuya vake kuMahusekwa, kwaChihota – ...
Muchaneta Chimuka MUDZIMAI anogara mumusha weSunningdale, muHarare, akakurukwa motokari nemari izvo zvose zvinokosha ...
Kingstone Mapupu MURUME ane makore 56 okuberekwa wekwaGutu, kuMasvingo, nyakudanana nemudzimai wen’anga ...
Kingstone Mapupu MAPURISA ekuGokwe, kudunhu reMidlands, ari kuferefeta nyaya yemutumbi wemunhukadzi anofungidzirwa kuti ...
Munyori weKwayedza KANZURU yeZimbabwe School Examinations Council (Zimsec) nhasi yazivisa zvekubuda pabvunzo dzeOrdinary ...
Kingstone Mapupu Murume ane makore 85 ekuberekwa wepapurazi reGreenharm Farm, kuKwekwe, akapondwa nembavha dzamupindura ...
Munyori weKwayedza VANA 22 vanonzi vakatapwa pachikoro cheDavid Livingstone Primary School chiri muHarare nezuro ...
Muchaneta Chimuka MASANGANO anomirira kodzero dzevana ari kurumbidza mutemo mutsva uyo unorambidza kupinda murudo kana ...
Kingstone Mapupu MURUME wekuZaka, kuMasvingo, anoti ava bofu mushure mekuwanikidza imwe hama yake yepedyo ichivhiya ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>