NHAU DZEKUMATARE

3 months ago | June 19, 2020

Mapositori akavhura mwana (17) mimba

Muchaneta Chimuka MAPURISA ekuBindura anoti ari kuferefeta rufu rwemwanasikana ane makore 17 ekuberekwa uyo anonzi ...

67 000 vasungwa

Munyori weKwayedza MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) anoti asunga vanhu 67 419 mumwedzi miviri nechidimbu ...

3 months ago | June 17, 2020

Vopinda nekubuda muZim pamadiro

MAMBO Chiswiti vekuMt Darwin, kudunhu reMashonaland Central, vanoti vari kushushikana zvikuru nekuda kwevanhu vari ...

4 months ago | June 5, 2020

‘KuMash Central tasunga 2 400’

Kingstone Mapupu VANHU vanosvika 2 403 vanonzi vakasungwa kudunhu reMashonaland Central nemhosva dzekutyora mitemo ine ...

Covid-19: Ashora dare oripiswa mbudzi

Kingstone Mapupu SADUNHU Gwindi vekwaMambo Chinhamora, kuDomboshava, vanoti nechinangwa chekusimbisa chirongwa ...

4 months ago | May 21, 2020

Garisanai zvakanaka: ZRP

Kingstone Mapupu MAPURISA ekudunhu reMashonaland East ari kukurudzira veruzhinji kuti vagarisane zvine runyararo uye ...

5 months ago | May 9, 2020

Machechi regai kuungana: ZRP

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) vari kuyambira vemachechi avo vanonzi vatanga kuungana ...

5 months ago | May 7, 2020

$500 faindi yemasiki

Victor Maphosa KUSATEVEDZA mutemo unoti munhu wose anofanirwa kupfeka masiki (mask) senzira yekudzivirira kupararira ...

5 months ago | April 24, 2020

Tiri kusunga: ZRP

Munyori weKwayedza MAPURISA  anozivisa veruzhinji kuti vacharamba vachisunga avo vari kutyora mirawo yakaiswa ...

5 months ago | April 16, 2020

Tsotsi rakazvivhura dumbu nebanga

Muhamed Komboni MURUME wekwaZimunya, kwaMutare – uyo aiita zvokupaza dzimba dzavanhu achiba zvinhu zvavo – ...

Kungombeya-mbeya vamwe vari mudzimba

Nyasha Bvudzijena naCourtney Munodawafa VARUME vana vari kumiswa mudare reHarare Magistrate Court nemhosva yekutyora ...

Opikira kuba chibage chinyoro

Tafadzwa Masamba MUKOMANA wekwaMutare akamiswa mudare reko ndokubatwa nemhosva yekuba miguri 32 yechibage kuminda ...

Vanhu 5 200 vasungwa

Andile Tshuma VANHU vanodarika 5 200 vasungwa nenyaya dzekutadza kutevedzera mirawo yakaiswa kuti veruzhinji vambogara ...

Tsotsi rakazvivhura dumbu nebanga

Muhamed Komboni MURUME wekwaZimunya, kwaMutare – uyo aiita zvokupaza dzimba dzavanhu achiba zvinhu zvavo – ...

6 months ago | April 2, 2020

Potsipiri omhan’arira Phiri

Courtney Munodawafa MURUME wekuEpworth anoti akagurwa kunorira neaimbove mudzimai wake zvichitevera kutiza kwaakamuita ...

6 months ago | March 20, 2020

Sabhuku opikira kutengesa ivhu

SABHUKU Masona wekwaSeke svondo rapera akabatwa nemhosva mudare yekuita huwori hwekutengesera vanhu vaviri sitendi imwe ...

7 months ago | March 12, 2020

Akafa anwa vhuka-vhuka

Murume nemudzimai wake vepapurazi reMukute, kuMarondera — avo vanga vachitambura nekushaya mbereko — vakazogumisira ...

Poto ine nyama pfe pasi pemubhedha

Muchinda anoshanda sahwindi kumakombi anotakurira mumugwagwa waJoseph Msika Street (waimbonzi Cameroon Street), muguta ...

Baba vakandipfimba ini ndikavaramba

Mudzimai anogara kuDzivaresekwa anoti ari kushushikana zvikuru nehunhu hwemurume wake hwekupfimba musikana wavo webasa ...

7 months ago | March 5, 2020

Potsipiri omhan’arira Phiri

Murume wekuEpworth anoti akagurwa kunorira neaimbove mudzimai wake zvichitevera kutiza kwaakamuita apo akarwara uye iye ...