NHAU DZEKUMATARE

6 months ago | October 5, 2018

‘Yangu mari ndeyedoro

Gamuchirai  Muzanenhamu VANHU vaive mudare vakakahadzika apo mumwe murume akati haadi kuti hushamwari hwake nasahwira ...

‘Ndinorohwa nabhudhi vamadhamu’

Lizzy Mushoriwa MUKADZI wekupihwa gupuro nemurume wake mushure mekunge samusha uyu aoneswa ndondo nekurohwa nanatezvara ...

6 months ago | September 28, 2018

‘Amai munokara mari’

Lizzy Mushoriwa AMAI vakakwekweredza mwanakomana wavo kuenda naye kudare redzimhosva vachiti anovatukirira zvisinei ...

Akaroverwa kuita mimba

Muchaneta Chimuka MURUME wekuChitungwiza akapihwa mutongo wekubvisa faindi ye$150 nedare reko apo akabatwa nemhosva ...

Bhora mutambo

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weCastle Preimership uriko pakati peFC Platinum neDynamos nemusi ...

6 months ago | September 21, 2018

‘Ndinokukwapaidza netsvina yemunhu’

Gibson Mhaka MURUME wekuBulawayo uyo aimbova mupurisa — nyakumiswa mudare redzimhosva nenyaya yekupamba pamwe nekurova ...

Tsvina yemunhu mundiro

Lizzy Mushoriwa MUMWE mudzimai anoti ave kugara akabatira hana yake mumaoko zvichitevera kuona kwaakaita ndiro yaive ...

6 months ago | September 14, 2018

‘Tinonopika jeri tose’

Gamuchirai  Muzanenhamu MURUME weEpworth, muHarare, anoti ashaiswa rugare nemuvakidzani wake uyo ari kugara ...

Mwana akafira $20

Muchaneta Chimuka MURUME wekuChitungwiza ari kunzi akaponda mwana wake mushure mekumurova nezvibhakera padumbu ...

7 months ago | September 7, 2018

Mukuwasha orova ambuya

Lizzy Mushoriwa MUKUWASHA anonzi akamuka chibhebhenenga mushure mekunge arambidzwa kuona mwana wake uyo ari kugara ...

Mudzimai kungonorara?

Lizzy Mushoriwa MUMWE mudzimai anoti murume wake anomushungurudza zvekuti anomuudza kuti haafanirwe kunorara husiku ...

Chimoto chemba yenhaka

Lizzy Mushoriwa CHIREVO chinoti pfuma yenhaka inoparadza ukama chinozadziswa nenyaya yevanakomana vaviri avo vari ...

‘Mimba yako ndinoibvisa’

Lizzy Mushoriwa MUKADZI wekumitiswa nemurume akaroora ava kuzvidemba sezvo achiti ari kugara akabatira hana mumawoko ...

Muvakidzani akarumwa vachirwira sitendi

Lizzy Mushoriwa VAVAKIDZANI vaviri vakatsvukisirana maziso mudare nenyaya yesitendi iyo yavanogara vachirwira, mumwe ...

7 months ago | August 31, 2018

‘Handina kubhinya mwana…’: ‘zvikwambo zvinobata chibharo’

Sukulwenkosi Dube-Matutu ari kuGWANDA MURUME wekuKezi ane makore 52 okuberekwa —uyo ari kupomerwa kubata chibharo ...

‘Handina kubhinya mwan’: ‘zvikwambo zvinobata chibharo’

Sukulwenkosi Dube-Matutu ari kuGWANDA MURUME wekuKezi ane makore 52 okuberekwa —uyo ari kupomerwa kubata chibharo ...

Akapondera tete dhishi

Walter Mswazie ari kuMASVINGO MURUME wechidiki wekwaChivi anonzi akaponda tete vake achiita vekurakasha mumusoro nehuyo ...

Vorwira mvura yemutsime

Gamuchirai  Muzanenhamu VAVAKIDZANI vakamisidzana mudare mushure mekupopotedzana pamusoro pekuchera mvura mumugodhi.

Ndinochaiwa namadhamu’

Lizzy Mushoriwa MURUME samusha wekugara achirikitwa kurohwa nemudzimai wake anoti akazotiza pamba otya kupondwa.

7 months ago | August 24, 2018

Bhinya rakapa mwana mazepi

Muchaneta Chimuka MURUME ane makore 26 ekuberekwa akamiswa mudare reChitungwiza Magistrates Courts nemhosva mbiri ...