NHAU DZEMITAMBO

6 months ago | October 12, 2018

Kaka odzoka munhabvu

AIMBOVE mutambi wenhabvu weBrazil, Kaka, anonzi ari kutarisirwa kudzoka kuzotambira chikwata cheMonza icho chiri ...

Khabib otya kurangwa nababa vake

BABA vaKhabib Nurmagomedov – Abdulmanap – oyambira kuti murango waachapa mwana wake uchange uri mukuru ...

7 months ago | October 5, 2018

Mitambo kumaruwa yosimudzirwa

Abel Ndooka SANGANO rakazvimirira reFunani Foundation rosimudzira vechidiki vekumaruwa vane matarenda mumitambo yakaita ...

Bhora mutambo

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weChibuku Super Cup semi-final uriko pakati peHarare City ...

Zviri kudiwa naCoventry

Abel Ndooka GURUKOTA rebazi revechidiki, mitambo nekutandara – Kirsty Coventry – anoti basa raakapihwa ...

Mbappe haasi kuzouya: Guardiola

PEP Guardiola anoramba mashoko ekuti chikwata chake chiri kuda kubhadhara mari inosvika 200 miriyoni paunzi kuti ...

7 months ago | September 28, 2018

‘dembare hainyure’

Abel Ndooka MUTAMBI weDynamos FC, Kudzanayi Dhemere, anotsidza kuti iye pamwe nevamwe vatambi vechikwata ichi vachasunga ...

Sikandar odzoka kuzc

Abel Ndooka MUTAMBI wecricket, Sikandar Raza, akasarudzwa kuti agove muchikwata cheZimbabwe Cricket icho chichaenda ...

7 months ago | September 21, 2018

Haisi nyaya yemari: Fury

TYSON Fury anoti haasi kusangana naDeontay Wilder senzira yekutsvaga mari nechimbi-chimbi apo vaviri ava vachasangana ...

Tiri pa’tight’: Dynamos

Abel Ndooka CHIKWATA cheDynamos chinoti kunyangwe zviite sei hachife chakabuda muligi reCastle Premiership zvisinei ...

Ozil orumbidza Ronaldo

MESUT Ozil orumbidza Cristiano Ronaldo, uyo waakambotamba naye nhabvu kuReal Madrid, achiti mumwe wevatambi ...

Bhora mutambo

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weChibuku Super Cup First Round uriko pakati Dynamos FC  ...

7 months ago | September 14, 2018

‘Siyai maWarriors akadaro’

Abel Ndooka SHASHA dzakambonetsa dzichitambira nhabvu chikwata chenyika chemaWarriors dzinoti zvakakosha kuti chikwata ...

Ane nharo ngaauye: Khan

AMIR Khan anoti hapana chinhu chinomutadzisa kurwa naManny Pacquiao pamwe naKell Brook futi mumwedzi 12 inotevera.

Bhora mutambo

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weCastle Premiership uriko pakati paHarare City neDynamos nemusi ...

8 months ago | September 7, 2018

Tinokunda: Sunday

‘Tave kutarisa zvemberi’ Abel Ndooka APO chikwata chenyika chemaWarriors chiri kupinda muhondo svondo rino yekurwira ...

Juventus inotora mukombe: Messi

LIONEL Messi anoti Juventus inogona kuhwina mukombe weChampions League mwaka uno ichitadzisa chikwata chake cheBarcelona ...

‘Fury anokara mari’

 ANTHONY Joshua anoti anofunga kuti Tyson Fury anotungamidza mari pamberi apo shasha iyi ichangodzoka mutsiva. Fury ...

8 months ago | August 31, 2018

Tinosvika kure: fc Platinum

Abel Ndooka SHASHA yeCastle Premiership, FC Platinum, inoti shuviro yayo kuti ive chimwe chechikwata zvikuru muAfrica ...

Akapondwa anoona vana

Kingstone Mapupu MURUME wekwaMujinga, kuHurungwe, anonzi akapondwa nechikomba cheaimbova mudzimai wake apo akanga aenda ...